RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 121
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anochengetedza vanhu vake

        • “Rubatsiro rwangu runobva kuna Jehovha” (2)

        • Jehovha haamborari (3, 4)

Pisarema 121:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 125:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, p. 12

    3/15/1995, pp. 29-30

Pisarema 121:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 46:1; Isa 41:13; Jer 20:11; VaH 13:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, p. 12

Pisarema 121:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “idzedzereke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:11, 12; Zvi 3:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, pp. 12-13

Pisarema 121:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 27:3; 40:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, pp. 12-13

Pisarema 121:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:1; Isa 25:4
  • +Pis 16:8; 109:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2009, p. 14

    12/15/2004, p. 13

Pisarema 121:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 49:10; Zva 7:16
  • +Pis 91:5, 6

Pisarema 121:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:10; Zvi 12:21
  • +Pis 97:10; 145:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, p. 13

Pisarema 121:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pakubuda kwako nekupinda kwako.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2004, p. 13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 121:1Pis 125:2
Pis. 121:2Pis 46:1; Isa 41:13; Jer 20:11; VaH 13:6
Pis. 121:3Pis 91:11, 12; Zvi 3:26
Pis. 121:4Isa 27:3; 40:28
Pis. 121:5Pis 91:1; Isa 25:4
Pis. 121:5Pis 16:8; 109:31
Pis. 121:6Isa 49:10; Zva 7:16
Pis. 121:6Pis 91:5, 6
Pis. 121:7Pis 91:10; Zvi 12:21
Pis. 121:7Pis 97:10; 145:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 121:1-8

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

121 Ndinosimudza maziso angu ndichitarisa kumakomo.+

Rubatsiro rwangu ruchabva kupi?

 2 Rubatsiro rwangu runobva kuna Jehovha,+

Muiti wedenga nenyika.

 3 Haazombobvumiri tsoka yako kuti itsvedze.*+

Iye ari kukuchengetedza haazombotsimwairi.

 4 Ona! Haazombotsimwairi kana kurara,

Iye ari kuchengetedza Israeri.+

 5 Jehovha ari kukuchengetedza.

Jehovha ndiye mumvuri+ kuruoko rwako rwerudyi.+

 6 Zuva harizokukuvadzi masikati,+

Kunyange mwedzi usiku.+

 7 Jehovha achakuchengetedza pamatambudziko ese.+

Achachengetedza upenyu hwako.*+

 8 Jehovha achakuchengetedza pane zvese zvaunoita*

Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe