RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 115
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari chete ndiye anofanira kupiwa rukudzo

        • Zvidhori zvisina upenyu (4-8)

        • Nyika yakapiwa vanhu (16)

        • “Vakafa havarumbidzi Jah” (17)

Pisarema 115:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Isu hatina chatiinacho, haiwa Jehovha, isu hatina chatiinacho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 48:11; Joh 12:28
  • +Pis 138:2

Pisarema 115:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:12; Nu 14:15, 16; Dhe 32:26, 27; Pis 79:10

Pisarema 115:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 135:15-18; Isa 40:19; 46:6; Jer 10:3, 4, 8, 9; Mab 19:26; 1VaK 10:19

Pisarema 115:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ha 2:19

Pisarema 115:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 5:3; Isa 46:7
  • +Ha 2:18

Pisarema 115:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 44:9
  • +Pis 97:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Pisarema 115:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:5
  • +Dhe 33:29; Pis 33:20

Pisarema 115:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:1

Pisarema 115:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:20
  • +Pis 84:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Pisarema 115:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:2

Pisarema 115:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nevanakomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 13:16

Pisarema 115:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:8
  • +Pis 96:5

Pisarema 115:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 66:1
  • +Ge 1:28; Pis 37:29; Isa 45:18; Mab 17:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Pisarema 115:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, kurunyararo rwerufu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:5; Mup 9:5
  • +Pis 31:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Pisarema 115:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 115:1Isa 48:11; Joh 12:28
Pis. 115:1Pis 138:2
Pis. 115:2Eks 32:12; Nu 14:15, 16; Dhe 32:26, 27; Pis 79:10
Pis. 115:4Pis 135:15-18; Isa 40:19; 46:6; Jer 10:3, 4, 8, 9; Mab 19:26; 1VaK 10:19
Pis. 115:5Ha 2:19
Pis. 115:71Sa 5:3; Isa 46:7
Pis. 115:7Ha 2:18
Pis. 115:8Isa 44:9
Pis. 115:8Pis 97:7
Pis. 115:9Zvi 3:5
Pis. 115:9Dhe 33:29; Pis 33:20
Pis. 115:10Eks 28:1
Pis. 115:11Zvi 16:20
Pis. 115:11Pis 84:11
Pis. 115:12Ge 12:2
Pis. 115:14Ge 13:16
Pis. 115:15Pis 3:8
Pis. 115:15Pis 96:5
Pis. 115:16Isa 66:1
Pis. 115:16Ge 1:28; Pis 37:29; Isa 45:18; Mab 17:26
Pis. 115:17Pis 6:5; Mup 9:5
Pis. 115:17Pis 31:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 115:1-18

Mapisarema

115 Kwete kwatiri, haiwa Jehovha, kwete kwatiri,*

Asi rukudzo ngaruuye kuzita renyu+

Nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji uye kutendeka kwenyu.+

 2 Nei marudzi achifanira kuti:

“Mwari wavo ari kupi?”+

 3 Mwari wedu ari kumatenga;

Anoita zvese zvaanoda.

 4 Zvidhori zvavo isirivha negoridhe,

Basa remaoko emunhu.+

 5 Zvine muromo, asi hazvitauri;+

Zvine maziso, asi hazvioni;

 6 Zvine nzeve, asi hazvinzwi;

Zvine mhino, asi hazvinhuhwidzi;

 7 Zvine maoko, asi hazvibati;

Zvine tsoka, asi hazvifambi;+

Pahuro pazvo hapabudisi inzwi.+

 8 Vanhu vanozvigadzira vachafanana nazvo,+

Uye ndizvo zvichaitawo vese vanovimba nazvo.+

 9 Haiwa iwe Israeri, vimba naJehovha,+

Ndiye mubatsiri wavo nenhoo yavo.+

10 Haiwa imi imba yaAroni,+ vimbai naJehovha,

Ndiye mubatsiri wavo nenhoo yavo.

11 Imi vanotya Jehovha, vimbai naJehovha,+

Ndiye mubatsiri wavo nenhoo yavo.+

12 Jehovha anotiyeuka uye achakomborera;

Achakomborera imba yaIsraeri;+

Achakomborera imba yaAroni.

13 Achakomborera vaya vanotya Jehovha,

Vadiki pamwe chete nevakuru.

14 Jehovha achaita kuti muwedzere,

Imi nevana* venyu.+

15 Jehovha ngaakukomborerei,+

Muiti wedenga nenyika.+

16 Kana ari matenga, ndeaJehovha,+

Asi nyika akaipa vanakomana vevanhu.+

17 Vakafa havarumbidzi Jah;+

Kunyange vaya vanodzika kurunyararo.*+

18 Asi ticharumbidza Jah

Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe