RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukudzwa kwaMwari uye kuremekedzwa kwemunhu

        • “Zita renyu iguru sei!” (1, 9)

        • ‘Munhu chiiwo zvake?’ (4)

        • Munhu akapfekedzwa korona yekubwinya (5)

Pisarema 8:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 8:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Imi mune kukudzwa kunorondedzerwa kumusoro kwedenga!”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:27; Pis 104:1; 148:13

Pisarema 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 21:16; Ru 10:21; 1VaK 1:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Muteveri Wangu,” p. 101

Pisarema 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:1; 104:19; Isa 40:26; VaR 1:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, pp. 9-10

Pisarema 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:29; 9:3; Pis 144:3; Mt 6:25, 30; Joh 3:16; Mab 14:17; VaH 2:6-8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, pp. 9-10

Pisarema 8:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pana vanamwari.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2021, pp. 2-3

Pisarema 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26; 9:1, 2

Pisarema 8:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nezvikara zvesango.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:28; 9:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 8:11Mad 8:27; Pis 104:1; 148:13
Pis. 8:2Mt 21:16; Ru 10:21; 1VaK 1:27
Pis. 8:3Pis 19:1; 104:19; Isa 40:26; VaR 1:20
Pis. 8:4Ge 1:29; 9:3; Pis 144:3; Mt 6:25, 30; Joh 3:16; Mab 14:17; VaH 2:6-8
Pis. 8:6Ge 1:26; 9:1, 2
Pis. 8:7Ge 1:28; 9:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 8:1-9

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira weGititi.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese;

Munoita kuti kukudzwa kwenyu kuve kwakakwirira kupfuura matenga chaiwo!*+

 2 Makaita kuti mumiromo mevana nemevacheche+ mubude simba

Nekuda kwemhandu dzenyu,

Kuti vavengi nevanotsiva vanyarare.

 3 Pandinoona matenga enyu, iwo mabasa eminwe yenyu,

Mwedzi nenyeredzi zvamakagadzira,+

 4 Munhu chiiko zvamunomufunga,

Uye mwanakomana wemunhu zvamunomuchengeta?+

 5 Makamuita akati dererei pane ngirozi,*

Mukamuisa korona yekubwinya nekukudzwa.

 6 Makaita kuti atonge mabasa emaoko enyu;+

Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake:

 7 Zvese makwai nembudzi nemombe,

Pamwe nemhuka dzesango,*+

 8 Shiri dzekudenga nehove dzemugungwa,

Chese chinopfuura nemunzira dzemumakungwa.

 9 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese!

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe