RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 45
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Muchato wamambo akazodzwa

        • Anotaura mashoko enyasha (2)

        • “Mwari ndiye chigaro chako cheumambo nariini” (6)

        • Mambo anosuwa runako rwemwenga (11)

        • Vanakomana vova semachinda munyika yese (16)

Pisarema 45:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 45:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mabasa angu ane.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:6
  • +Isa 8:1
  • +2Sa 23:2; Ezr 7:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 3-4

Pisarema 45:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 7:46
  • +Pis 72:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 4

    8/15/2002, p. 12

Pisarema 45:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:16; 19:15
  • +Isa 9:6
  • +VaH 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 5

    7/1/1990, p. 27

Pisarema 45:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ubudirire.”

  • *

    ChiHeb., “ruchakudzidzisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:2
  • +Zva 19:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 5-7

    11/15/2012, p. 14

Pisarema 45:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:9; 2VaT 1:7, 8
  • +Zva 17:14; 19:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 7

Pisarema 45:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:29, 36
  • +Isa 11:4; Jer 33:15; VaH 1:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 5

    Zvakazarurwa, p. 227

    Kukurukurirana, pp. 381-382

Pisarema 45:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:26
  • +Mt 7:23
  • +Isa 61:1; Mab 10:38
  • +Pis 21:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 4-5

    1/15/1990, p. 17

    3/15/1988, p. 16

    “Muteveri Wangu,” pp. 58-59

Pisarema 45:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Uyu muti unobudisa namo nemafuta zvaishandiswa pakugadzira zvinhu zvinonhuhwirira.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 9

    2/1/2014, p. 10

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1951

Pisarema 45:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 13:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 9

Pisarema 45:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 9

Pisarema 45:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 9

Pisarema 45:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 11-12

Pisarema 45:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mukati.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 9-10

    6/1/2006, p. 8

    Kupukunyuka, pp. 141-142

Pisarema 45:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 10, 11-12

    6/1/2006, pp. 8-9

    Kupukunyuka, pp. 141-142

Pisarema 45:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, pp. 8-9

    Kupukunyuka, pp. 141-142

Pisarema 45:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 32:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 12

    6/1/2006, p. 9

    3/1/1999, p. 17

    9/1/1989, pp. 21-22

    8/15/1989, p. 17

    Vazivisi, pp. 262-263

    Kupukunyuka, p. 136

Pisarema 45:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 45:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 45:1Pis 2:6
Pis. 45:1Isa 8:1
Pis. 45:12Sa 23:2; Ezr 7:6
Pis. 45:2Joh 7:46
Pis. 45:2Pis 72:17
Pis. 45:3Zva 1:16; 19:15
Pis. 45:3Isa 9:6
Pis. 45:3VaH 1:3
Pis. 45:4Zva 6:2
Pis. 45:4Zva 19:11
Pis. 45:5Pis 2:9; 2VaT 1:7, 8
Pis. 45:5Zva 17:14; 19:19
Pis. 45:6Pis 89:29, 36
Pis. 45:6Isa 11:4; Jer 33:15; VaH 1:8, 9
Pis. 45:7VaH 7:26
Pis. 45:7Mt 7:23
Pis. 45:7Isa 61:1; Mab 10:38
Pis. 45:7Pis 21:6
Pis. 45:9Isa 13:12
Pis. 45:16Isa 32:1
Pis. 45:17Pis 72:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 45:1-17

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Maruva.” Rwiyo rwevanakomana vaKora.+ Maskiri.* Rwiyo rwerudo.

45 Pane chimwe chinhu chakanaka chiri kuita kuti mwoyo wangu ufashaire.

Ndinoti: “Rwiyo rwangu rune* chekuita namambo.”+

Rurimi rwangu ngaruve chinyoreso+ chemunyori ane unyanzvi.+

 2 Wakanaka kupfuura vamwe vanakomana vevanhu.

Mashoko enyasha anoyerera achibva pamiromo yako.+

Ndokusaka Mwari akakukomborera nekusingaperi.+

 3 Sungira bakatwa+ rako parutivi pako, haiwa iwe ane simba,+

Mukukudzwa kwako nekubwinya kwako.+

 4 Uye mukubwinya kwako enda ukunde;*+

Tasva bhiza rako uchitsigira chokwadi uye kuzvininipisa nekururama,+

Uye ruoko rwako rwerudyi ruchaita* zvinhu zvinoshamisa.

 5 Miseve yako yakapinza inoita kuti marudzi awire pamberi pako;+

Inobaya vavengi vamambo nechepamwoyo.+

 6 Mwari ndiye chigaro chako cheumambo nariini nariini;+

Tsvimbo yeumambo hwako itsvimbo yekururama.+

 7 Wakada kururama+ uye wakavenga uipi.+

Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta ekupembera nemufaro+ kupfuura vamwe vako.

 8 Zvipfeko zvako zvese zvinonhuhwirira mura nearosi* nekasiya;

Unonakidzwa nezviridzwa zvine tambo uri mumuzinda wamambo wenyanga dzenzou.

 9 Vanasikana vemadzimambo vari pakati pevakadzi vaunokudza.

Mambokadzi amira kuruoko rwako rwerudyi, akashongedzwa negoridhe rekuOfiri.+

10 Inzwa, haiwa iwe mwanasikana, teerera, uye rereka nzeve yako;

Kanganwa vanhu vako neimba yababa vako.

11 Uye mambo achasuwa runako rwako,

Nekuti ndiye ishe wako,

Saka mukotamire.

12 Mwanasikana weTire achauya nechipo;

Vanhu vakapfuma chaizvo vachatsvaga kufarirwa newe.

13 Mukati memuzinda wamambo,* mwanasikana wamambo ari kuyevedza zvinoshamisa;

Zvipfeko zvake zvakashongedzwa negoridhe.

14 Achaunzwa kuna mambo akapfeka zvipfeko zvakarukwa zvemhando yepamusoro.

Mhandara dziri kumuperekedza dzinopindwa nadzo mukati, pamberi pako.

15 Vachaunzwa nekupembera nemufaro;

Vachapinda mumuzinda wamambo.

16 Vanakomana vako vachatora nzvimbo yemadzitateguru ako.

Uchavagadza kuti vave machinda munyika yese.+

17 Ndichaita kuti zita rako rizivikanwe kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

Ndokusaka marudzi achakurumbidza nariini nariini.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe