RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chiyero chedombo chakakwana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, pp. 24-25

Zvirevo 11:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:18; Ru 14:8, 9
  • +Mik 6:8; 1Pe 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2015, pp. 8-9

    5/15/2002, pp. 25-26

    8/1/2000, pp. 9-19

    12/1/1995, p. 13

    12/15/1990, p. 23

    3/1/1990, p. 7

    3/15/1988, pp. 19-20

Zvirevo 11:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:1; Zvi 13:6
  • +Zvi 28:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvinhu zvinokosha hazvizobatsiri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 7:19; Mt 16:26
  • +Ge 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:23; Es 7:10; Zvi 5:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:18
  • +Zvi 1:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:9, 10; Ru 12:18-20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 7:9; Zvi 21:18; Dha 6:23, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

Zvirevo 11:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asingadi Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 2:10-12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 26

    Kupukunyuka, pp. 142-143

Zvirevo 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:20, 21; Es 9:19, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, pp. 26-27

Zvirevo 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:34
  • +Jak 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2008, p. 19

    5/15/2002, p. 27

Zvirevo 11:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoshora.”

  • *

    Kana kuti “njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:27; 1Pe 2:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2009, pp. 4-5

    5/15/2002, p. 27

    3/15/1997, pp. 12-13

Zvirevo 11:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “akatendeka pamweya.”

  • *

    ChiHeb.,“anofukidza nyaya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16; Zvi 20:19; 26:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, p. 27

    3/15/1997, pp. 12-13

    10/15/1989, pp. 14-15

Zvirevo 11:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kweuchenjeri.”

  • *

    Kana kuti “neruponeso.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:22; 20:18; 24:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2002, pp. 27-28

Zvirevo 11:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anovenga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:1, 5; 20:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 28

Zvirevo 11:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:39; 1Pe 3:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, pp. 28-29

Zvirevo 11:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Murume ane rudo rusingachinji.”

  • *

    Kana kuti “anoitira mweya wake zvakanaka.”

  • *

    Kana kuti “anozvinyadzisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 6:38
  • +Jak 5:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2020 p. 11

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 29

    4/1/1993, pp. 28-29

Zvirevo 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 27:13, 14
  • +VaG 6:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 29

Zvirevo 11:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 10:34, 35; Zva 2:10

Zvirevo 11:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:26; Zvi 3:32
  • +Pis 51:6; Zvi 15:8

Zvirevo 11:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 8:13; Eze 18:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 29

Zvirevo 11:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, pp. 29-30

Zvirevo 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:9; Mt 5:6

Zvirevo 11:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anoparadzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:10; Zvi 19:17; Mup 11:1, 2
  • +Hag 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 30

Zvirevo 11:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “achakodzwa.”

  • *

    ChiHeb., “anopa vamwe mvura yekunwa yakawanda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:35; 2VaK 9:6
  • +Ru 6:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 30

Zvirevo 11:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, pp. 30-31

Zvirevo 11:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:2
  • +Es 7:10; Pis 10:2

Zvirevo 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 31:24, 28; Pis 52:5, 7
  • +Pis 1:2, 3; 52:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    11/2015, pp. 8-10

Zvirevo 11:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonyadzisa mhuri yake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 7:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 31

Zvirevo 11:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:4
  • +1VaK 9:20-22; Jak 5:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2002, p. 31

Zvirevo 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 18:24; 2VaT 1:6; 1Pe 4:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    7/15/2002, p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 11:1Re 19:36
Zvir. 11:2Zvi 16:18; Ru 14:8, 9
Zvir. 11:2Mik 6:8; 1Pe 5:5
Zvir. 11:3Pis 26:1; Zvi 13:6
Zvir. 11:3Zvi 28:18
Zvir. 11:4Eze 7:19; Mt 16:26
Zvir. 11:4Ge 7:1
Zvir. 11:52Sa 17:23; Es 7:10; Zvi 5:22
Zvir. 11:6Jer 39:18
Zvir. 11:6Zvi 1:32
Zvir. 11:7Eks 15:9, 10; Ru 12:18-20
Zvir. 11:8Es 7:9; Zvi 21:18; Dha 6:23, 24
Zvir. 11:9Zvi 2:10-12
Zvir. 11:10Eks 15:20, 21; Es 9:19, 22
Zvir. 11:11Zvi 14:34
Zvir. 11:11Jak 3:6
Zvir. 11:12Zvi 17:27; 1Pe 2:23
Zvir. 11:13Re 19:16; Zvi 20:19; 26:22
Zvir. 11:14Zvi 15:22; 20:18; 24:6
Zvir. 11:15Zvi 6:1, 5; 20:16
Zvir. 11:161Sa 25:39; 1Pe 3:3, 4
Zvir. 11:17Ru 6:38
Zvir. 11:17Jak 5:3, 4
Zvir. 11:18Job 27:13, 14
Zvir. 11:18VaG 6:7, 8
Zvir. 11:19Mab 10:34, 35; Zva 2:10
Zvir. 11:20Pis 18:26; Zvi 3:32
Zvir. 11:20Pis 51:6; Zvi 15:8
Zvir. 11:21Mup 8:13; Eze 18:4
Zvir. 11:23Isa 26:9; Mt 5:6
Zvir. 11:24Dhe 15:10; Zvi 19:17; Mup 11:1, 2
Zvir. 11:24Hag 1:6
Zvir. 11:25Mab 20:35; 2VaK 9:6
Zvir. 11:25Ru 6:38
Zvir. 11:27Zvi 12:2
Zvir. 11:27Es 7:10; Pis 10:2
Zvir. 11:28Job 31:24, 28; Pis 52:5, 7
Zvir. 11:28Pis 1:2, 3; 52:8
Zvir. 11:29Jos 7:15
Zvir. 11:30Zvi 15:4
Zvir. 11:301VaK 9:20-22; Jak 5:19, 20
Zvir. 11:31Eze 18:24; 2VaT 1:6; 1Pe 4:18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 11:1-31

Zvirevo

11 Chikero chinobiridzira chinosemesa Jehovha,

Asi chiyero chakarurama* chinomufadza.+

 2 Kana kuzvikudza kukavapo, kunyadziswa kunobva kwatevera,+

Asi vane mwero ndivo vane uchenjeri.+

 3 Vakarurama vanotungamirirwa nekurarama vasina chavanopomerwa,+

Asi kunyengera kwevasina kutendeka kuchavaparadza.+

 4 Pfuma haizobatsiri* pazuva rehasha,+

Asi kururama ndiko kuchanunura parufu.+

 5 Kururama kwemunhu asina chaanopomerwa kuchaita kuti gwara rake ritwasuke,

Asi munhu akaipa achawa nemhaka yeuipi hwake.+

 6 Kururama kwevakarurama kuchavanunura,+

Asi vanyengeri vachakanganiswa nezvido zvavo pachavo.+

 7 Munhu akaipa paanofa, tariro yake inoparara;

Uye zvaaitarisira pamusana pesimba rake zvinopararawo.+

 8 Munhu akarurama anonunurwa pamatambudziko,

Uye munhu akaipa anotora nzvimbo yake.+

 9 Nemuromo wake, munhu akatsauka pakutenda* anoparadza muvakidzani wake,

Asi neruzivo, vakarurama vanonunurwa.+

10 Kunaka kwevakarurama kunoita kuti guta rifare,

Uye vakaipa pavanoparara, panova nekupembera.+

11 Nekuda kwechikomborero chevakarurama guta rinokwidziridzwa,+

Asi miromo yevakaipa inorikoromora.+

12 Munhu wese anozvidza* muvakidzani wake haana pfungwa,*

Asi munhu anonyatsonzwisisa anoramba akanyarara.+

13 Munhu anotaura zvinosvibisa zita remumwe anofamba achifumura nyaya dzemumwe wake,+

Asi munhu akavimbika* anochengeta mashoko aanoziva.*

14 Kana pasina kutungamirira kweunyanzvi,* vanhu vanowa,

Asi panova nekubudirira* kana vanopa mazano vakawanda.+

15 Munhu wese anoita kuti munhu waasingazivi atore chikwereti muzita rake zvichamuipira,+

Asi munhu wese anoramba* kupinda muchibvumirano chekubatana maoko anenge akachengeteka.

16 Mukadzi ane unhu* anowana rukudzo,+

Asi varume vane utsinye, vanopamba pfuma.

17 Murume ane mutsa* anoita zvinomubatsira,*+

Asi munhu ane utsinye anozviunzira dambudziko.*+

18 Munhu akaipa anowana mubayiro wekunyengera,+

Asi uya anodyara kururama anowana mubayiro wechokwadi.+

19 Munhu anotsigira kururama zvakasimba achawana upenyu,+

Asi uya anodzingirirana nezvakaipa achawana rufu.

20 Vaya vane mwoyo isina kururama vanosemesa Jehovha,+

Asi vaya vasina chavanopomerwa munzira dzavo vanomufadza.+

21 Iva nechokwadi neizvi: Munhu akaipa haazoregi kurangwa,+

Asi vana vevakarurama vachapukunyuka.

22 Sezvakaita rin’i yegoridhe iri pamhino yenguruve,

Ndizvo zvakaita mukadzi ane runako asi asina kuchenjera.

23 Chido chemunhu akarurama chinoguma mune zvakanaka,+

Asi zvinotarisirwa nevakaipa zvinoguma nekuratidzwa hasha.

24 Mumwe anopa zvakawanda* asi anoguma ava nezvakawanda;+

Mumwe anonyima zvaanofanira kupa, asi anopedzisira ava murombo.+

25 Munhu akasununguka kupa vamwe achabudirira,*+

Uye munhu wese anozorodza vamwe* achazorodzwawo.+

26 Vanhu vachatuka munhu anonyima zviyo,

Asi vachakomborera munhu anozvitengesa.

27 Uya anoshingaira kuita zvakanaka anenge achitsvaga kufarirwa,+

Asi uya ari kutsvaga zvakaipa, izvozvo hazvimbotadzi kuuya paari.+

28 Anovimba nepfuma yake achawa,+

Asi vakarurama vachabudirira semashizha akasvibirira.+

29 Munhu wese anounzira mhuri yake dambudziko,* achagara nhaka yemhepo,+

Uye benzi richava muranda wemunhu ane mwoyo wakachenjera.

30 Zvibereko zvemunhu akarurama muti weupenyu,+

Uye uya anowana vanhu* akachenjera.+

31 Kana munhu akarurama panyika achipiwa mubayiro,

Ko kuzoti munhu akaipa uye mutadzi!+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe