RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 53
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mapenzi anorondedzerwa

        • “Jehovha haako” (1)

        • “Hapana ari kuita zvakanaka” (3)

Pisarema 53:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1960

Pisarema 53:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munhu asina njere anoti mumwoyo make.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4; VaR 1:21
  • +Pis 14:1-7; VaR 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 10

    10/1/1997, pp. 6-7

Pisarema 53:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 11:4; 33:13-15; Jer 16:17; 23:24
  • +1Mak 28:9; 2Mak 15:2; 19:1, 3; Isa 55:6; 1Pe 3:12

Pisarema 53:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:20; VaR 3:12

Pisarema 53:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 21:7, 14

Pisarema 53:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Vachatya pasina chekutya.”

Pisarema 53:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 53:1Pis 10:4; VaR 1:21
Pis. 53:1Pis 14:1-7; VaR 3:10
Pis. 53:2Pis 11:4; 33:13-15; Jer 16:17; 23:24
Pis. 53:21Mak 28:9; 2Mak 15:2; 19:1, 3; Isa 55:6; 1Pe 3:12
Pis. 53:3Mup 7:20; VaR 3:12
Pis. 53:4Job 21:7, 14
Pis. 53:6Isa 12:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 53:1-6

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira weMaharati.* Maskiri.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

53 Benzi rinoti mumwoyo maro:*

“Jehovha haako.”+

Zviito zvavo zvisina kururama zvakaipa uye zvinosemesa;

Hapana ari kuita zvakanaka.+

 2 Asi Mwari anotarisa vanakomana vevanhu ari kudenga+

Kuti aone kana paine munhu ane njere, kana paine munhu ari kutsvaga Jehovha.+

 3 Vese vakatsauka;

Vese vanongova neuori.

Hapana ari kuita zvakanaka,

Kana mumwe chete zvake.+

 4 Hapana kana anonzwisisa here pavanhu vanoita zvakaipa?

Vanodya vanhu vangu sekunge vari kudya chingwa.

Havadani kuna Jehovha.+

 5 Asi vachabatwa nekutya kukuru,

Kutya kwavasati vamboita,*

Nekuti Mwari achaparadzira mapfupa evaya vari kukurwisa.

Uchavanyadzisa, nekuti Jehovha avaramba.

 6 Dai ruponeso rwaIsraeri rwabva muZiyoni!+

Jehovha paanodzosa vanhu vake vakatapwa,

Jakobho ngaafare, Israeri ngaapemberere.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe