RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 64
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kudzivirirwa pakurwiswa kusingaoneki

        • “Mwari achavapfura” (7)

Pisarema 64:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:1

Pisarema 64:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:6; 109:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1989, pp. 13-14

Pisarema 64:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1989, pp. 13-14

Pisarema 64:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1989, pp. 13-14

Pisarema 64:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vanokurudzirana kuita zvakaipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4, 11; 59:7

Pisarema 64:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 140:5

Pisarema 64:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:11, 12

Pisarema 64:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:13; 18:7

Pisarema 64:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:40, 43

Pisarema 64:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachazvirumbidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 58:10; 68:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2018, pp. 29-31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 64:1Pis 55:1
Pis. 64:2Pis 56:6; 109:2
Pis. 64:5Pis 10:4, 11; 59:7
Pis. 64:6Pis 140:5
Pis. 64:7Pis 7:11, 12
Pis. 64:8Zvi 12:13; 18:7
Pis. 64:9Pis 107:40, 43
Pis. 64:10Pis 58:10; 68:2, 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 64:1-10

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

64 Inzwaiwo inzwi rangu Mwari, sezvo ndiri kuteterera.+

Chengetedzai upenyu hwangu pavavengi vangu vanotyisa.

 2 Ndidzivirirei pane zvandinorongerwa nevakaipa,+

Pamhomho yevanhu vanoita zvakaipa.

 3 Vanorodza rurimi rwavo sebakatwa;

Vanonangisa mashoko avo eutsinye semiseve,

 4 Kuti vapfure munhu asina mhosva vari pakahwanda;

Vanomupfura asingafungiri, vasingatyi.

 5 Vanoramba vaine chinangwa chavo chekuita zvakaipa;*

Vanokurukura nezvekuvanza zviteyeso zvavo.

Vanoti: “Ndiani achazviona?”+

 6 Vanotsvaga nzira itsva dzekuita zvakaipa;

Vanoronga mazano avo neungwaru pachivande;+

Zvinofungwa nemumwe nemumwe wavo mumwoyo make hazvinzwisisiki.

 7 Asi Mwari achavapfura;+

Vachangoona vakuvadzwa nemuseve.

 8 Rurimi rwavo ndirwo ruchaita kuti vawire pasi;+

Vese vanenge vakatarisa vachadzungudza misoro yavo.

 9 Vanhu vese vachabva vatya,

Uye vachazivisa zvinenge zvaitwa naMwari,

Uye vachanzwisisa mabasa ake.+

10 Munhu akarurama achafara muna Jehovha uye achapotera kwaari;+

Vese vakarurama mumwoyo vachafarisisa.*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe