RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 18:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Anoshora.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 19

    Nharireyomurindi,

    6/1/2012, p. 8

Zvirevo 18:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:19

Zvirevo 18:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:2

Zvirevo 18:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:11

Zvirevo 18:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 1:16, 17; Zvi 28:21
  • +1Mad 21:9, 10

Zvirevo 18:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:10
  • +Zvi 19:19

Zvirevo 18:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wemweya waro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:3

Zvirevo 18:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sezvinhu zvinomedzwa nemakaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16
  • +Zvi 26:22

Zvirevo 18:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:4

Zvirevo 18:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “okwidziridzwa,” kureva kuti, ova pasingasvikiki.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:45, 46; Pis 20:1
  • +Pis 18:2; 91:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2014, p. 6

    8/15/2004, pp. 17-18

    12/15/1998, p. 30

    9/1/1998, p. 10

    2/1/1994, p. 19

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 70

    Chikoro Choushumiri, pp. 274-275

    Kukurukurirana, pp. 126-127

Zvirevo 18:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:6, 7; Zvi 11:4; Jer 9:23; Ru 12:19-21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2016, pp. 10-11

    Mukai!,

    7/2009, p. 6

    Nharireyomurindi,

    6/15/2001, p. 8

    7/15/1992, p. 15

Zvirevo 18:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:2; Dha 5:23, 30; Mab 12:21-23
  • +Zvi 22:4; 1Pe 5:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/1989, pp. 25-27

Zvirevo 18:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 25:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2018, pp. 3-7

    Nharireyomurindi,

    3/15/1999, p. 16

Zvirevo 18:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake wakaputsika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:21; 2VaK 4:16; 12:10
  • +Zvi 17:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/8/1997, p. 18

Zvirevo 18:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:7-9; Zvi 9:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2004, pp. 14-15

Zvirevo 18:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 43:11; Zvi 17:8

Zvirevo 18:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “omuongorora.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:3, 4
  • +2Sa 19:25-27; Zvi 25:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 30

Zvirevo 18:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “unoparadzanisa vane simba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 14:1, 2; Ne 11:1; Zvi 16:33

Zvirevo 18:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:41; 2Sa 13:22
  • +2Sa 14:28; Mab 15:37-39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    2/1/1994, p. 32

Zvirevo 18:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:14; 13:2

Zvirevo 18:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 15:18; VaE 4:29; Jak 3:6, 9
  • +Mup 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, p. 17

Zvirevo 18:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 31:10
  • +Zvi 19:14; Mup 9:9

Zvirevo 18:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:31; Mt 26:49
  • +1Sa 19:2, 4; Zvi 17:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 48

    Mukai!,

    2/8/1996, p. 7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 18:2Zvi 10:19
Zvir. 18:3Zvi 11:2
Zvir. 18:4Zvi 10:11
Zvir. 18:5Dhe 1:16, 17; Zvi 28:21
Zvir. 18:51Mad 21:9, 10
Zvir. 18:6Zvi 13:10
Zvir. 18:6Zvi 19:19
Zvir. 18:7Zvi 13:3
Zvir. 18:8Re 19:16
Zvir. 18:8Zvi 26:22
Zvir. 18:9Zvi 10:4
Zvir. 18:101Sa 17:45, 46; Pis 20:1
Zvir. 18:10Pis 18:2; 91:14
Zvir. 18:11Pis 49:6, 7; Zvi 11:4; Jer 9:23; Ru 12:19-21
Zvir. 18:12Zvi 11:2; Dha 5:23, 30; Mab 12:21-23
Zvir. 18:12Zvi 22:4; 1Pe 5:5
Zvir. 18:13Zvi 25:8
Zvir. 18:14Job 1:21; 2VaK 4:16; 12:10
Zvir. 18:14Zvi 17:22
Zvir. 18:151Mad 3:7-9; Zvi 9:9
Zvir. 18:16Ge 43:11; Zvi 17:8
Zvir. 18:172Sa 16:3, 4
Zvir. 18:172Sa 19:25-27; Zvi 25:8
Zvir. 18:18Jos 14:1, 2; Ne 11:1; Zvi 16:33
Zvir. 18:19Ge 27:41; 2Sa 13:22
Zvir. 18:192Sa 14:28; Mab 15:37-39
Zvir. 18:20Zvi 12:14; 13:2
Zvir. 18:21Mt 15:18; VaE 4:29; Jak 3:6, 9
Zvir. 18:21Mup 10:12
Zvir. 18:22Zvi 31:10
Zvir. 18:22Zvi 19:14; Mup 9:9
Zvir. 18:242Sa 15:31; Mt 26:49
Zvir. 18:241Sa 19:2, 4; Zvi 17:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 18:1-24

Zvirevo

18 Munhu anozviparadzanisa nevamwe anotsvaga zvakangomunakira chete;

Anoramba* uchenjeri hwese hunobatsira.

 2 Benzi harifariri kunzwisisa;

Ringasva haro rabudisa zviri mumwoyo maro.+

 3 Panosvika munhu akaipa, kuzvidzwa kunosvikawo,

Uye kusakudzwa kunouya pamwe nekunyadziswa.+

 4 Mashoko emuromo wemunhu imvura yakadzika.+

Chitubu cheuchenjeri rukova runotutuma.

 5 Hazvina kunaka kuitira munhu akaipa tsvete,+

Kana kurega kutonga zvakarurama munhu akarurama.+

 6 Zvinotaurwa nebenzi zvinokonzera bopoto,+

Uye muromo waro unorirovesa.+

 7 Muromo webenzi ndiwo unoriparadza,+

Uye miromo yaro musungo waro.*

 8 Mashoko emunhu anoreva vamwe akaita sezvekudya zvinonaka;*+

Zvinomedzwa zvakadaro zvichipinda mudumbu.+

 9 Munhu wese ane unyope pabasa rake

Ihama yemunhu anoparadza.+

10 Zita raJehovha inhare yakasimba.+

Munhu akarurama anomhanyira mariri odzivirirwa.*+

11 Pfuma yemupfumi yakaita seguta rakakomberedzwa nemasvingo;

Mupfungwa dzake anoiona yakaita semadziro anomudzivirira.+

12 Mwoyo wemunhu ane manyawi unoita kuti awe,+

Uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.+

13 Kana munhu achipindura nyaya asati anzwa mashoko ese,

Upenzi uye kuzvinyadzisa.+

14 Munhu akashinga mwoyo anogona kutsungirira achirwara,+

Asi ndiani angatsungirira kana akaora mwoyo?*+

15 Mwoyo wemunhu anonzwisisa unowana ruzivo,+

Uye nzeve yemunhu akachenjera inotsvaga kuwana ruzivo.

16 Chipo chemunhu chinomuvhurira nzira;+

Chinoita kuti apinde mune vanhu vakakurumbira.

17 Munhu anotanga kupira nyaya yake anoita seakarurama,+

Kusvikira mumwe wacho auya, omubvunzisisa.*+

18 Kukanda mijenya kunopedza gakava+

Uye kunogadzirisa nyaya pakati pevavengi vane simba.*

19 Hama inenge yatadzirwa yakaoma kutaura nayo kupfuura kurwisa guta rakakomberedzwa nemasvingo,+

Uye kukakavadzana kunogona kuparadzanisa vanhu semazariro erusvingo.+

20 Zvibereko zvemuromo wemunhu ndizvo zvichazadza dumbu rake;+

Achaguta nezvinobva mumiromo yake.

21 Rufu neupenyu zviri musimba rerurimi;+

Vaya vanoda kurushandisa vachadya zvibereko zvarwo.+

22 Anowana mudzimai akanaka anenge awana chinhu chakanaka,+

Uye achafarirwa naJehovha.+

23 Murombo anotaura achiteterera,

Asi mupfumi anopindura nehasha.

24 Kune shamwari dzinongogara dzichiitirana zvakaipa,+

Asi kune shamwari iri pedyo kupfuura mukoma.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe