RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 18
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Ngirozi nhatu dzinoshanyira Abrahamu (1-8)

      • Sara anovimbiswa mwanakomana; anoseka (9-15)

      • Abrahamu anoteterera nezveSodhomu (16-33)

Genesisi 18:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 16:7; Vat 13:21
  • +Ge 13:18; 14:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 11

    8/1/1991, p. 21

    5/15/1988, pp. 21-23

Genesisi 18:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 11

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 18:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, pp. 12-13

    5/15/1988, pp. 21-23

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 18:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:2; 24:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 12

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 18:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “musimbise mwoyo yenyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 12

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 18:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zviyero zvemaseya zvitatu.” Seya uwandu hwaizadza mudziyo wemarita 7,33. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2014, p. 7

    10/1/1996, p. 12

Genesisi 18:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1996, p. 12

Genesisi 18:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 13:2

Genesisi 18:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:15

Genesisi 18:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:21; 21:2; VaR 9:9

Genesisi 18:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Sara akanga aguma kuita maererano nenzira yevakadzi.” Izvi zvaireva kuti akanga asisaendi kumwedzi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:17
  • +VaR 4:19

Genesisi 18:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:11; 1Pe 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2017, p. 14

Genesisi 18:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 40:29; Mt 19:26; Ru 1:36, 37

Genesisi 18:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 13:12

Genesisi 18:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:14; Amo 3:7

Genesisi 18:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achazviwanira chikomborero.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:1-3; VaG 3:14

Genesisi 18:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 27

Genesisi 18:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:7, 8
  • +Ge 13:13; Jud 7

Genesisi 18:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:5; Eks 3:7, 8; Pis 14:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 202

Genesisi 18:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:11; 32:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1988, pp. 21-23

Genesisi 18:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/1994, pp. 29-30

Genesisi 18:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10, 11; Zvi 29:16; Mar 3:18; Mt 13:49
  • +Dhe 32:4
  • +Job 34:12; Isa 33:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, pp. 18-19

    Nharireyomurindi,

    10/15/2010, p. 6

    4/15/2010, p. 14

    1/1/2009, p. 24

    5/15/2004, p. 5

    7/15/2003, pp. 16-17

    8/15/1998, pp. 12, 20

    6/15/1993, pp. 15-16

Genesisi 18:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:18; Pis 86:15

Genesisi 18:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 203

Genesisi 18:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 203

    Nharireyomurindi,

    9/15/1994, pp. 29-30

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

Genesisi 18:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:2, 22

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 18:1Ge 16:7; Vat 13:21
Gen. 18:1Ge 13:18; 14:13
Gen. 18:2Ge 19:1
Gen. 18:4Ge 19:2; 24:32
Gen. 18:8VaH 13:2
Gen. 18:9Ge 17:15
Gen. 18:10Ge 17:21; 21:2; VaR 9:9
Gen. 18:11Ge 17:17
Gen. 18:11VaR 4:19
Gen. 18:12VaH 11:11; 1Pe 3:6
Gen. 18:14Isa 40:29; Mt 19:26; Ru 1:36, 37
Gen. 18:16Ge 13:12
Gen. 18:17Pis 25:14; Amo 3:7
Gen. 18:18Ge 12:1-3; VaG 3:14
Gen. 18:19Dhe 4:9
Gen. 18:202Pe 2:7, 8
Gen. 18:20Ge 13:13; Jud 7
Gen. 18:21Ge 11:5; Eks 3:7, 8; Pis 14:2
Gen. 18:22Ge 31:11; 32:30
Gen. 18:23Nu 16:22
Gen. 18:25Pis 37:10, 11; Zvi 29:16; Mar 3:18; Mt 13:49
Gen. 18:25Dhe 32:4
Gen. 18:25Job 34:12; Isa 33:22
Gen. 18:28Nu 14:18; Pis 86:15
Gen. 18:30Eks 34:6
Gen. 18:33Ge 18:2, 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 18:1-33

Genesisi

18 Jehovha+ akazozviratidza kwaari pamiti mikuru yeMamre,+ paakanga akagara pasuo retende masikati kwava kupisa. 2 Akasimudza musoro, akaona varume vatatu vakamira kwakadaro uko.+ Paakavaona, akavamhanyira achibva pasuo retende, akabva akotama pasi. 3 Akabva ati: “Jehovha, kana mandinzwira nyasha, ndapota musapfuura pamushumiri wenyu. 4 Ndapota, regai muunzirwe mvura shomanana uye mugezwe tsoka dzenyu;+ mogara pasi pemuti. 5 Sezvo mauya kumushumiri wenyu, regai ndikuunzirei kachingwa muwane simba,* mozopfuura henyu.” Ivo vakabva vati: “Zvakanaka. Ita hako zvawataura.”

6 Saka Abrahamu akamhanyira kutende kwaiva naSara akati: “Kurumidza! Tora zviyero zvitatu* zvefurawa yakatsetseka, woikanya, wobika chingwa.” 7 Abrahamu akamhanyirazve kwaiva nemombe, akasarudza chigondora chakanaka chine nyama yakapfava. Akachipa mushandi, uyo akakurumidza kuchigadzira. 8 Akabva atora mukaka neruomba nenyama yaakanga agadzira akazviisa pamberi pavo. Akamira pedyo navo pasi pemuti pavakanga vachidya.+

9 Vakati kwaari: “Mudzimai wako Sara+ ari kupi?” Akapindura kuti: “Ari mutende umu.” 10 Mumwe wavo akaenderera mberi achiti: “Chokwadi ndichadzoka kwauri gore rinouya panguva ino, uye mudzimai wako Sara achava nemwanakomana.”+ Ipapo Sara akanga achiteerera ari pasuo retende, raiva shure kwemurume wacho. 11 Abrahamu naSara vakanga vakwegura, vava nemakore mazhinji.+ Sara akanga apfuura zera rekuita mwana.*+ 12 Saka Sara akasekera mumwoyo achiti: “Nekuchembera kwandaita uku uye nekukura kwaita ishe wangu, ndingawanawo mufaro wakadaro here?”+ 13 Jehovha akabva ati kuna Abrahamu: “Nei Sara aseka achiti, ‘Nekuchembera kwandaita uku ndingabereka mwana here?’ 14 Pane chinhu chingaomera Jehovha here?+ Ndichadzoka kwauri gore rinouya panguva ino, uye Sara achava nemwanakomana.” 15 Asi Sara akatanga kuramba, achiti, “Handina kumboseka ini!” nekuti aitya. Iye akabva ati: “Aiwa! Waseka.”

16 Varume vacho pavakasimuka kuti vachienda, vakatarisa zasi nechekuSodhomu;+ Abrahamu akanga achifamba navo achivaperekedza. 17 Jehovha akati: “Ndicharamba ndichivanzira Abrahamu zvandiri kuda kuita here?+ 18 Abrahamu achava rudzi rukuru uye rune simba, uye marudzi ese epanyika achakomborerwa* nekwaari.+ 19 Nekuti ndava kumuziva kuitira kuti arayire vanakomana vake, neimba yake inomutevera, kuti vachengete nzira yaJehovha vachiita zvakarurama uye vachitonga zvakarurama,+ kuti Jehovha azadzise zvaakavimbisa nezvaAbrahamu.”

20 Jehovha akabva ati: “Kuchema pamusoro peSodhomu neGomora kukuru zvechokwadi,+ uye chivi chavo chikuru kwazvo.+ 21 Ndichaburuka kuti ndione kana kuchema kwakasvika kwandiri nezvezvavari kuita chiri chokwadi. Kana chisiri, ndichazviziva.”+

22 Varume vacho vakabva ipapo vakaenda vakananga kuSodhomu, asi Jehovha+ akasara aina Abrahamu. 23 Abrahamu akabva aswedera pedyo akati: “Mungaparadza vakarurama pamwe chete nevakaipa here?+ 24 Ngatitii muguta racho mune vanhu 50 vakarurama. Muchabva mavaparadza morega kukanganwira guta racho nekuda kwe50 vakarurama vari mariri here? 25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+ 26 Jehovha akabva ati: “Kana ndikawana muguta reSodhomu vanhu 50 vakarurama, ndichakanganwira guta racho rese nekuda kwavo.” 27 Asi Abrahamu akabva atizve: “Ndapota, tarisai ndazvishingisa kutaura naJehovha, ini ndiri guruva nemadota. 28 Ngatitii pavakarurama vacho 50 pabviswa vashanu. Mungaparadza guta rese nekuda kwevashanu ivavo here?” Iye akati: “Handingariparadzi kana ndikawana 45 vakarurama imomo.”+

29 Asi akataurazve naye akati: “Ngatitii 40 vawanikwa imomo.” Akapindura kuti: “Handingazviiti nekuda kwe40 vacho.” 30 Asi akaenderera mberi achiti: “Ndapota, Jehovha, musatsamwa,+ asi regai ndirambe ndichitaura: Ngatitii 30 chete vawanikwa imomo.” Akapindura kuti: “Handingazviiti kana ndikawana 30 imomo.” 31 Asi akatizve: “Ndapota, ndazvishingisa kutaura naJehovha: Ngatitii 20 chete vawanikwa imomo.” Akapindura kuti: “Handingariparadzi nekuda kwe20 vacho.” 32 Akazoti: “Ndapota, Jehovha, musatsamwa, asi regai ndichingotaura kekupedzisira: Ngatitii 10 vawanikwa imomo.” Akapindura kuti: “Handingariparadzi nekuda kwe10 vacho.” 33 Jehovha paakapedza kutaura naAbrahamu, akabva aenda+ uye Abrahamu akadzokera kutende rake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe