RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Abrahamu anoroorazve (1-6)

      • Kufa kwaAbrahamu (7-11)

      • Vanakomana vaIshmaeri (12-18)

      • Kuzvarwa kwaJakobho naIsau (19-26)

      • Isau anotengesa kodzero yake yeudangwe (27-34)

Genesisi 25:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 37:28; Eks 2:15; Nu 31:2; Vat 6:2
  • +1Mak 1:32, 33

Genesisi 25:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 24:36

Genesisi 25:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:14

Genesisi 25:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2010, p. 13

Genesisi 25:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri idimikira raishandiswa kureva rufu.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2016, p. 12

Genesisi 25:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:8, 9; 49:29, 30

Genesisi 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 23:2, 19

Genesisi 25:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:19; 26:12-14
  • +Ge 16:14

Genesisi 25:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 16:10, 11
  • +VaG 4:24

Genesisi 25:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:2, 3; Isa 60:7
  • +Pis 120:5; Jer 49:28; Eze 27:21
  • +1Mak 1:29-31

Genesisi 25:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumisasa yakakomberedzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:20

Genesisi 25:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri idimikira raishandiswa kureva rufu.

Genesisi 25:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Aigara achingonetsana nehama dzake dzese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:7
  • +Ge 16:7, 8
  • +Ge 16:11, 12

Genesisi 25:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:2; Mt 1:1, 2

Genesisi 25:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1949

Genesisi 25:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 9:10

Genesisi 25:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:15
  • +Ge 36:31; Nu 20:14
  • +Ge 27:29, 30; Dhe 2:4
  • +2Sa 8:14; Mar 1:2, 3; VaR 9:10-13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 28

    10/15/2003, p. 29

    “Rugwaro Rwose,” p. 18

    Kukurukurirana, pp. 119-120

Genesisi 25:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Azere Mvere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:11
  • +Ge 27:32; 36:9; Mar 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2009, p. 14

Genesisi 25:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Uya Akabata Chitsitsinho; Anotorera Munhu Chinzvimbo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 12:3
  • +Ge 27:36

Genesisi 25:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:3, 5
  • +VaH 11:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2013, p. 27

    10/15/2003, p. 28

Genesisi 25:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:6, 7, 46

Genesisi 25:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvitsvuku, zvitsvuku izvi.”

  • *

    Kana kuti “ndaneta.”

  • *

    Kureva kuti “Zvitsvuku.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2002, p. 11

Genesisi 25:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 21:16, 17

Genesisi 25:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 25:2Ge 37:28; Eks 2:15; Nu 31:2; Vat 6:2
Gen. 25:21Mak 1:32, 33
Gen. 25:5Ge 24:36
Gen. 25:6Ge 21:14
Gen. 25:9Ge 23:8, 9; 49:29, 30
Gen. 25:10Ge 23:2, 19
Gen. 25:11Ge 17:19; 26:12-14
Gen. 25:11Ge 16:14
Gen. 25:12Ge 16:10, 11
Gen. 25:12VaG 4:24
Gen. 25:13Ge 36:2, 3; Isa 60:7
Gen. 25:13Pis 120:5; Jer 49:28; Eze 27:21
Gen. 25:131Mak 1:29-31
Gen. 25:16Ge 17:20
Gen. 25:181Sa 15:7
Gen. 25:18Ge 16:7, 8
Gen. 25:18Ge 16:11, 12
Gen. 25:19Ge 22:2; Mt 1:1, 2
Gen. 25:20Ge 22:23
Gen. 25:22VaR 9:10
Gen. 25:23Pis 139:15
Gen. 25:23Ge 36:31; Nu 20:14
Gen. 25:23Ge 27:29, 30; Dhe 2:4
Gen. 25:232Sa 8:14; Mar 1:2, 3; VaR 9:10-13
Gen. 25:25Ge 27:11
Gen. 25:25Ge 27:32; 36:9; Mar 1:3
Gen. 25:26Ho 12:3
Gen. 25:26Ge 27:36
Gen. 25:27Ge 27:3, 5
Gen. 25:27VaH 11:9
Gen. 25:28Ge 27:6, 7, 46
Gen. 25:30Ge 36:1
Gen. 25:31Dhe 21:16, 17
Gen. 25:33VaH 12:16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 25:1-34

Genesisi

25 Abrahamu akazotorazve mumwe mudzimai ainzi Ketura. 2 Nekufamba kwenguva, akamuberekera Zimrani, Jokshani, Medhani, Midhiyani,+ Ishbhaki, naShuwa.+

3 Jokshani akabereka Shebha naDhedhani.

Vanakomana vaDhedhani vaiva Ashurimu, Retushimu, naReumimu.

4 Vanakomana vaMidhiyani vaiva Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha, naEridhaa.

Vese ava vaiva vanakomana vaKetura.

5 Abrahamu akazopa Isaka zvinhu zvese zvaakanga ainazvo,+ 6 asi vanakomana vaakaita nevarongo vake akavapa zvipo. Paakanga achiri mupenyu, Abrahamu akabva avaendesa nechekumabvazuva, kure naIsaka mwanakomana wake,+ kunyika yeMabvazuva. 7 Abrahamu akararama makore 175. 8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.* 9 Vanakomana vake Isaka naIshmaeri vakamuviga mubako reMakapera mumunda waEfroni mwanakomana waZohari muHiti, uri pakatarisana neMamre,+ 10 munda wakatengwa naAbrahamu kuvanakomana vaHeti. Imomo ndimo makavigwa Abrahamu uye mudzimai wake Sara.+ 11 Abrahamu afa, Mwari akaramba achikomborera Isaka+ mwanakomana wake, uye Isaka akanga achigara pedyo neBheeri-rahai-roi.+

12 Iyi ndiyo nhoroondo yaIshmaeri+ mwanakomana waAbrahamu waakaberekerwa naHagari+ muIjipiti, muranda waSara.

13 Aya ndiwo mazita evanakomana vaIshmaeri, mazita avo maererano nematangiro akaita mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari,+ Adbheeri, Mibsamu,+ 14 Mishma, Dhuma, Masa, 15 Hadhadhi, Tema, Jeturi, Nafishi, naKedhema. 16 Ava ndivo vanakomana vaIshmaeri, uye aya ndiwo mazita avo maererano nemisha yavo uye maererano nenzvimbo dzavaigara mumatende,* machinda 12 maererano nemadzinza avo.+ 17 Ishmaeri akararama makore 137. Akafema kekupedzisira, akafa uye akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.* 18 Vakagara kubvira paHavhira+ pedyo neShuri,+ iri pedyo neIjipiti, kusvikira kuAsiriya. Akagara pedyo nehama dzake dzese.*+

19 Iyi ndiyo nhoroondo yaIsaka mwanakomana waAbrahamu.+

Abrahamu akabereka Isaka. 20 Isaka akanga ava nemakore 40 paakaroora Ribheka, mwanasikana waBhetueri+ muAramu wekuPadhani-aramu, hanzvadzi yaRabhani muAramu. 21 Uye Isaka aigara achiteterera Jehovha nezvemudzimai wake, nekuti akanga asina mbereko; saka Jehovha akanzwa kuchema kwake, uye Ribheka mudzimai wake akabata pamuviri. 22 Vanakomana vaiva mudumbu make vakatanga kurwisana,+ zvekuti akati: “Kana zviri izvo zvazvinoita, ndicharamba ndichiraramirei?” Saka akabvunza Jehovha nezvazvo. 23 Uye Jehovha akati kwaari: “Mudumbu mako mune marudzi maviri,+ uye marudzi maviri achaparadzaniswa achibva mauri;+ rumwe rudzi ruchava nesimba kupfuura rumwe,+ uye mukuru achashandira mudiki.”+

24 Pakazosvika nguva yekuti asununguke, akabva aona kuti zvechokwadi aiva nemapatya mudumbu make! 25 Wekutanga akabva abuda akatsvuka muviri wese uye akaita senguo yemvere,+ saka vakamutumidza kuti Isau.*+ 26 Munin’ina wake akazobuda uye ruoko rwake rwakanga rwakabata chitsitsinho chaIsau,+ saka akamutumidza kuti Jakobho.*+ Pavakaberekwa, Isaka akanga ava nemakore 60.

27 Vakomana vacho pavaikura, Isau akava hombarume,+ murume wesango, asi Jakobho aiva murume asina chaanopomerwa, aigara mumatende.+ 28 Isaka aida Isau nekuti aigara achimuvigira nyama yemhuka, asi Ribheka aida Jakobho.+ 29 Mumwe musi Jakobho akanga achibika zvekudya pakasvika Isau achibva kusango aneta. 30 Saka Isau akati kuna Jakobho: “Kurumidza kundipawo zvekudya zvako zvakatsvukirira izvo,* ndafa nenzara!”* Ndokusaka akanzi Edhomu.*+ 31 Jakobho akapindura kuti: “Tanga wanditengesera kodzero yako yeudangwe!”+ 32 Isau akaenderera mberi achiti: “Ndava kufa nenzara, udangwe hunondibatsireiko?” 33 Jakobho akati: “Tanga wandipikira!” Saka akamupikira, akatengesera Jakobho kodzero yake yeudangwe.+ 34 Jakobho akabva apa Isau chingwa nenyemba, uye akadya akanwa, akabva asimuka akaenda. Saka Isau akazvidza udangwe hwake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe