RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Bhosvo rechishanu (1-11)

      • Dambudziko rimwe chete rapfuura, mamwe maviri ari kuuya (12)

      • Bhosvo rechitanhatu (13-21)

Zvakazarurwa 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:2
  • +Ru 8:30, 31; Zva 9:11; 20:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 143

Zvakazarurwa 9:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 2:2, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 143-144

Zvakazarurwa 9:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nerezvinyavada zviri panyika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 143-144

Zvakazarurwa 9:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 7:2, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 144-145, 147-148

Zvakazarurwa 9:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kurwadzisa kwadzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 144-145, 147-148

Zvakazarurwa 9:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 144-145

Zvakazarurwa 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 2:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 145-146, 153

Zvakazarurwa 9:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 145-146

Zvakazarurwa 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 2:4, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 145-146

Zvakazarurwa 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, pp. 146-148

Zvakazarurwa 9:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuparadza.”

  • *

    Kureva kuti “Muparadzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:1; 20:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 143, 148

Zvakazarurwa 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 148

Zvakazarurwa 9:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:6
  • +Zva 11:15
  • +Zva 8:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 148

Zvakazarurwa 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1, 12; 17:1, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 148-149

Zvakazarurwa 9:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 149-151

Zvakazarurwa 9:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “20 000 x 10 000.” Kureva, 200 000 000.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 149-153

Zvakazarurwa 9:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nerwebhuruu sehiyasindi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 149-153

Zvakazarurwa 9:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 149-153

Zvakazarurwa 9:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, pp. 153-154

Zvakazarurwa 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:4-7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, p. 154

Zvakazarurwa 9:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, p. 154

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 9:1Zva 8:2
Zvak. 9:1Ru 8:30, 31; Zva 9:11; 20:1-3
Zvak. 9:2Joe 2:2, 10
Zvak. 9:3Eks 10:12
Zvak. 9:4Zva 7:2, 3
Zvak. 9:5Zva 9:10
Zvak. 9:7Joe 2:4, 5
Zvak. 9:8Joe 1:6
Zvak. 9:9Joe 2:4, 5
Zvak. 9:10Zva 9:5
Zvak. 9:11Zva 9:1; 20:1-3
Zvak. 9:12Zva 8:13
Zvak. 9:13Zva 8:6
Zvak. 9:13Zva 11:15
Zvak. 9:13Zva 8:3
Zvak. 9:14Zva 16:1, 12; 17:1, 15
Zvak. 9:17Zvi 28:1
Zvak. 9:20Pis 115:4-7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 9:1-21

Bhuku raZvakazarurwa

9 Ngirozi yechishanu yakaridza bhosvo rayo.+ Ndakabva ndaona nyeredzi yakanga yadonha kubva kudenga ikawira panyika, uye yakapiwa kiyi yemuromo wegomba rakadzikadzika.+ 2 Yakavhura muromo wegomba rakadzikadzika, utsi hukabuda mugomba huchikwira seutsi huri kubva pachoto chakakura, uye zuva nemhepo zvakasvibiswa+ neutsi hwegomba racho. 3 Muutsi hwacho makabuda mhashu dzichienda panyika,+ uye dzakapiwa simba rakafanana neremarize ari panyika.* 4 Dzakaudzwa kuti dzisakuvadza zvinomera zvepanyika kana uswa hwakasvibirira kana miti, asi vanhu vaya chete vasina chisimbiso* chaMwari pahuma dzavo.+

5 Mhashu dzacho dzakanzi dzisavauraya, asi dzivarwadzise kwemwedzi mishanu, uye kurwadziwa kwavo* kwakanga kwakaita sekwekurumwa nerize.+ 6 Mumazuva iwayo vanhu vachatsvaga rufu asi vacharushaya, uye vachatoti dai vafa zvavo asi rufu ruchavatiza.

7 Mhashu dzacho dzakanga dzakafanana nemabhiza akagadzirira kuenda kuhondo;+ misoro yadzo yakanga iine dzaiita sekorona dzegoridhe, uye zviso zvadzo zvakanga zvakaita sezvevanhu, 8 asi dzaiva nebvudzi rakaita serevanhukadzi. Mazino adzo akanga akaita seeshumba,+ 9 uye dzakanga dziine zvinhu zvinovharidzira chipfuva zvakafanana nezviya zvinogadzirwa nesimbi. Mapapiro adzo aitinhira sengoro dzemabhiza dziri kumhanyira kuhondo.+ 10 Mhashu dzacho dzaiva nemiswe inoruma semarize, uye mumiswe yadzo ndimo mune simba rekukuvadza vanhu kwemwedzi mishanu.+ 11 Dzina mambo wadzo, iyo ngirozi yegomba rakadzikadzika.+ MuchiHebheru anonzi Abhadhoni,* asi muchiGiriki anonzi Aporiyoni.*

12 Dambudziko rimwe chete rapfuura. Asi pane mamwe maviri+ ari kuuya pashure pezvinhu izvi.

13 Ngirozi yechitanhatu+ yakaridza bhosvo rayo.+ Uye ndakanzwa inzwi richibva panyanga dzeatari yegoridhe+ iri pamberi paMwari, 14 richiti kungirozi yechitanhatu, yakanga iine bhosvo: “Sunungura ngirozi ina dzakasungwa kurwizi rukuru rwaYufratesi.”+ 15 Ngirozi dzacho ina idzo dzainge dzakagadzirira kusvika kwenguva yacho nezuva nemwedzi negore dzakabva dzasunungurwa kuti dziuraye chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvevanhu.

16 Mauto anotasva mabhiza aisvika makumi maviri ezviuru akapetwa nezviuru gumi;* ndakanzwa kuwanda kwawo. 17 Izvi ndizvo zvakanga zvakaita mabhiza andakaona muchiratidzo, nevaya vakanga vakaatasva: Zvinovharidzira zvipfuva zvavo zvaiva zveruvara rwakatsvuka semoto nerwebhuruu,* neyero yakaita sesarufa; misoro yemabhiza acho yakanga yakaita semisoro yeshumba,+ uye mumiromo yawo maibuda moto neutsi nesarufa. 18 Chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvevanhu chakaurayiwa nematambudziko matatu aya anoti moto neutsi nesarufa izvo zvakabuda mumiromo yawo. 19 Nekuti simba remabhiza acho riri mumiromo yawo nemumiswe yawo, nekuti miswe yawo yakaita senyoka uye ine misoro, uye anokuvadza nemiswe yacho.

20 Asi vamwe vanhu vese vasina kuurayiwa nematambudziko iwaya havana kusiya mabasa emaoko avo; havana kurega kunamata madhimoni nezvidhori zvegoridhe nezvesirivha nezvemhangura nezvematombo nezvematanda, zvisingaoni kana kunzwa kana kufamba.+ 21 Uye havana kusiya umhondi hwavo kana zvemidzimu zvavaiita kana upombwe* hwavo kana umbavha hwavo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe