RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Mitongo yevaIsraeri (1-19)

        • Pamusoro pekuvimbika uye kubata vamwe zvakanaka (1-9)

        • Pamusoro pemasabata nemitambo (10-19)

      • Kutungamirirwa nengirozi kwevaIsraeri (20-26)

      • Kutora nyika uye kuisa miganhu (27-33)

Eksodho 23:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:16; Zvi 6:16, 19
  • +Dhe 19:18, 19; Zvi 19:5

Eksodho 23:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    9/2020, p. 2

    Nharireyomurindi,

    7/15/2011, pp. 10-12

    10/1/1993, p. 27

Eksodho 23:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:15

Eksodho 23:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 25:21; 1VaT 5:15

Eksodho 23:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 22:4; Ru 6:27; VaR 12:21

Eksodho 23:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:19; 2Mak 19:7

Eksodho 23:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neshoko renhema.”

  • *

    Kana kuti “munhu akaipa haana mhosva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:15; VaR 1:18; 2:6

Eksodho 23:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:7

Eksodho 23:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munoziva upenyu hwemutorwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 9

Eksodho 23:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:3, 4

Eksodho 23:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:9, 10; Dhe 5:14

Eksodho 23:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:9
  • +Dhe 12:3; Jos 23:6, 7

Eksodho 23:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:16

Eksodho 23:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera B15.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:6; Ru 22:7
  • +Eks 12:18
  • +Dhe 16:17

Eksodho 23:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Unonziwo Mutambo Wemavhiki, kana kuti Pendekosti.

  • *

    Unonziwo Mutambo Wematumba (Wematebhenekeri).

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 28:26; Dhe 16:9, 10; Mab 2:1
  • +Dhe 16:13; Ne 8:14; Joh 7:2

Eksodho 23:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5, 6

Eksodho 23:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1990, p. 12

Eksodho 23:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 18:8, 12; 1VaK 15:20
  • +Dhe 14:21; Zvi 12:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2006, p. 30

    4/1/2006, p. 31

    3/15/2004, p. 27

    7/15/2003, pp. 26-27

    7/15/1995, p. 29

Eksodho 23:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:19
  • +Nu 20:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2010, p. 6

    9/15/2010, p. 21

    3/15/2004, p. 27

    6/15/1998, p. 23

    2/1/1991, p. 17

Eksodho 23:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:35; Jos 24:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2010, p. 6

    9/15/2010, p. 21

    3/15/2004, p. 27

Eksodho 23:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:11; Jos 5:13, 14; 24:8

Eksodho 23:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:5; Re 18:3; Dhe 12:30; 2Mak 33:2
  • +Eks 20:3; Nu 33:52

Eksodho 23:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:13; 10:12; Jos 22:5; Mt 4:10
  • +Dhe 7:13
  • +Dhe 7:15

Eksodho 23:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichaita kuti murarame mazuva akakwana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:14; 28:4

Eksodho 23:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichaita kuti muone makotsi evavengi venyu vachikutizai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:25; Jos 2:9
  • +Dhe 7:23, 24

Eksodho 23:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “vavhunduke; vatye.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:20; Jos 2:11
  • +Jos 24:11

Eksodho 23:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:22

Eksodho 23:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:4

Eksodho 23:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Yufratesi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:18; Dhe 1:7; Jos 1:4; 1Mad 4:21
  • +Vat 1:4; 11:21

Eksodho 23:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:12; Nu 25:1, 2; Dhe 7:2; 2VaK 6:14

Eksodho 23:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 23:12, 13; Vat 1:28; Pis 106:36

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 23:1Re 19:16; Zvi 6:16, 19
Eks. 23:1Dhe 19:18, 19; Zvi 19:5
Eks. 23:3Re 19:15
Eks. 23:4Zvi 25:21; 1VaT 5:15
Eks. 23:5Dhe 22:4; Ru 6:27; VaR 12:21
Eks. 23:6Dhe 16:19; 2Mak 19:7
Eks. 23:7Zvi 17:15; VaR 1:18; 2:6
Eks. 23:8Mup 7:7
Eks. 23:9Re 19:34
Eks. 23:10Re 25:3, 4
Eks. 23:12Eks 20:9, 10; Dhe 5:14
Eks. 23:13Dhe 4:9
Eks. 23:13Dhe 12:3; Jos 23:6, 7
Eks. 23:14Dhe 16:16
Eks. 23:15Re 23:6; Ru 22:7
Eks. 23:15Eks 12:18
Eks. 23:15Dhe 16:17
Eks. 23:16Nu 28:26; Dhe 16:9, 10; Mab 2:1
Eks. 23:16Dhe 16:13; Ne 8:14; Joh 7:2
Eks. 23:17Dhe 12:5, 6
Eks. 23:19Nu 18:8, 12; 1VaK 15:20
Eks. 23:19Dhe 14:21; Zvi 12:10
Eks. 23:20Eks 14:19
Eks. 23:20Nu 20:16
Eks. 23:21Nu 14:35; Jos 24:19
Eks. 23:23Eks 34:11; Jos 5:13, 14; 24:8
Eks. 23:24Eks 20:5; Re 18:3; Dhe 12:30; 2Mak 33:2
Eks. 23:24Eks 20:3; Nu 33:52
Eks. 23:25Dhe 6:13; 10:12; Jos 22:5; Mt 4:10
Eks. 23:25Dhe 7:13
Eks. 23:25Dhe 7:15
Eks. 23:26Dhe 7:14; 28:4
Eks. 23:27Dhe 2:25; Jos 2:9
Eks. 23:27Dhe 7:23, 24
Eks. 23:28Dhe 7:20; Jos 2:11
Eks. 23:28Jos 24:11
Eks. 23:29Dhe 7:22
Eks. 23:30Dhe 9:4
Eks. 23:31Ge 15:18; Dhe 1:7; Jos 1:4; 1Mad 4:21
Eks. 23:31Vat 1:4; 11:21
Eks. 23:32Eks 34:12; Nu 25:1, 2; Dhe 7:2; 2VaK 6:14
Eks. 23:33Jos 23:12, 13; Vat 1:28; Pis 106:36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 23:1-33

Eksodho

23 “Usaparadzira mashoko asiri echokwadi.+ Usabatsirana nemunhu akaipa nekuva chapupu chinorongera mumwe zvakaipa.+ 2 Usatevera vanhu vazhinji pakuita zvakaipa, uye usaita kuti nyaya itongwe zvisizvo nekupa uchapupu uchingotevedzera vanhu vakawanda. 3 Usasarura kana uchitonga nyaya yemurombo.+

4 “Kana ukaona mombe yemuvengi wako kana kuti dhongi rake rarasika, unofanira kuzvidzorera kwaari.+ 5 Kana ukaona kuti dhongi remunhu anokuvenga rakatsitsirirwa nemutoro waro, haufaniri kungorisiya woenda. Unofanira kumubatsira kurisunungura.+

6 “Usatonga zvisizvo mhosva yemurombo ari pakati penyu kana aunza nyaya yake kudare.+

7 “Siyana nekupomera zvenhema,* uye usauraya asina mhosva uye akarurama, nekuti handizoti munhu akaipa akarurama.*+

8 “Usagamuchira chiokomuhomwe, nekuti chinopofumadza varume vanoona nyaya zvakanaka uye chinogona kuita kuti vakarurama vamonyorore mashoko.+

9 “Usadzvinyirira mutorwa. Munoziva kuti mutorwa anonzwa sei* nekuti maimbova vatorwa munyika yeIjipiti.+

10 “Unofanira kudyara mbeu mumunda mako uchikohwa zvibereko zvawo kwemakore matanhatu.+ 11 Asi gore rechinomwe unofanira kuusiya wakadaro, usina kurimwa, uye varombo vari pakati pevanhu vako vachadya zvinobva mauri, uye zvavachasiya zvichadyiwa nemhuka dzesango. Izvozvo ndizvo zvaunofanira kuita nemunda wako wemizambiringa uye wemiorivhi.

12 “Unofanira kuita basa rako mazuva matanhatu; asi pazuva rechinomwe haufaniri kushanda, kuitira kuti nzombe yako nedhongi rako zvizorore uye kuti mwanakomana wemurandasikana wako nemutorwa vazorore.+

13 “Ivai nechokwadi chekuti maita zvese zvandakuudzai,+ uye musataura mazita evamwe vanamwari; haafaniri kunzwika pamiromo yenyu.+

14 “Munofanira kundiitira mutambo katatu pagore.+ 15 Muchachengeta Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso.+ Muchadya chingwa chisina mbiriso kwemazuva manomwe, sezvandakakurayirai, kana nguva yacho yasvika mumwedzi waAbhibhi,*+ nekuti ndipo pamakabuda muIjipiti. Hapana anofanira kuuya pamberi pangu achingova maoko chete.+ 16 Munofanirawo kuchengeta Mutambo Wekukohwa* wemichero inotanga kuibva yemabasa enyu, yezvamunodyara mumunda;+ uye Mutambo Wekuunganidza,* pakupera kwegore, pamunounganidza kumunda zvamakashandira.+ 17 Vanhurume venyu vese vanofanira kuuya pamberi paIshe wechokwadi, Jehovha, katatu pagore.+

18 “Usapa ropa rechibayiro changu pamwe chete nechinhu chine mbiriso. Uye zvibayiro zvemafuta zvinopiwa pamitambo yangu hazvifaniri kurara kusvikira mangwanani.

19 “Pazvibereko zvinotanga kuibva zvemunda wako, unofanira kuunza zvakanakisisa zvacho kuimba yaJehovha Mwari wako.+

“Usabika mbudzana nemukaka waamai vayo.+

20 “Ndiri kutuma ngirozi mberi kwenyu+ kuti ikuchengetedzei muri munzira uye kuti ikusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.+ 21 Iteererei, muite zvainotaura. Musaipandukira, nekuti haizokuregererei kudarika kwenyu,+ nekuti zita rangu riri pairi. 22 Asi, kana mukanyatsoteerera inzwi rayo, moita zvese zvandinotaura, ndicharwisa vavengi venyu uye ndichapikisana nevaya vanokupikisai. 23 Nekuti ngirozi yangu ichaenda mberi kwenyu, uye ichakusvitsai kuvaAmori, vaHiti, vaPerizi, vaKenani, vaHivhi, nevaJebhusi, uye ndichavaparadza zvachose.+ 24 Musakotamira vanamwari vavo kana kufurirwa kuti muvashumire, uye musatevedzera zvavanoita.+ Asi munofanira kuparadza zvidhori zvavo, uye kuputsa shongwe dzavo dzinoyera.+ 25 Munofanira kushumira Jehovha Mwari wenyu,+ uye achakomborera zvekudya zvenyu nemvura yenyu.+ Ndichabvisa zvirwere pakati penyu.+ 26 Vakadzi vemunyika yenyu havazobvi pamuviri kana kushaya mbereko,+ uye ndichaita kuti murarame upenyu hwakareba.*

27 “Ndichaita kuti vanhu vanditye musati matombosvika,+ uye ndichavhiringidza vanhu vese vamuchasangana navo, uye ndichaita kuti mukunde vavengi venyu vese vokutizai.*+ 28 Ndichaita kuti vanhu vapere simba* musati masvika,+ uye ndichadzinga vaHivhi, vaKenani, nevaHiti pamberi penyu.+ 29 Handizovadzingi pamberi penyu mugore rimwe, kuti nyika irege kuva dongo, mhuka dzesango dzikakuwandirai.+ 30 Ndichavadzinga pamberi penyu zvishoma nezvishoma, kusvikira mawanda, matora nyika yacho yese.+

31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;*+ nekuti ndichaisa vagari vemunyika yacho muruoko rwako, uye uchavadzinga pamberi pako.+ 32 Usaita sungano navo kana navanamwari vavo.+ 33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukuita kuti unditadzire. Kana ukashumira vanamwari vavo, chokwadi uchava musungo kwauri.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe