RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 38
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekupfidza zvivi wemunhu ari kutambudzika

        • ‘Kushungurudzika uye kusuruvara zvikuru’ (6)

        • Jehovha anonzwa vaya vanomumirira (15)

        • “Ndaitambudzwa nechivi changu” (18)

Pisarema 38:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:24

Pisarema 38:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:4

Pisarema 38:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Hapana pari nani munyama yangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:2; 41:4; 51:8

Pisarema 38:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:6; Pis 40:12

Pisarema 38:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:3

Pisarema 38:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndiwombe.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    9/8/1994, pp. 25-26

Pisarema 38:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:7

Pisarema 38:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:7; Pis 62:4

Pisarema 38:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:11
  • +Pis 39:2, 9

Pisarema 38:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:12; Pis 123:2
  • +Pis 138:3

Pisarema 38:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 77:2

Pisarema 38:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:5
  • +Pis 51:3

Pisarema 38:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Asi vavengi vangu pasina chikonzero vazhinji.”

Pisarema 38:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:11; 35:22

Pisarema 38:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; 62:2; Isa 12:2

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 38:1Jer 10:24
Pis. 38:2Pis 32:4
Pis. 38:3Pis 6:2; 41:4; 51:8
Pis. 38:4Ezr 9:6; Pis 40:12
Pis. 38:7Pis 38:3
Pis. 38:10Pis 6:7
Pis. 38:122Sa 16:7; Pis 62:4
Pis. 38:132Sa 16:11
Pis. 38:13Pis 39:2, 9
Pis. 38:152Sa 16:12; Pis 123:2
Pis. 38:15Pis 138:3
Pis. 38:17Pis 77:2
Pis. 38:18Pis 32:5
Pis. 38:18Pis 51:3
Pis. 38:21Pis 22:11; 35:22
Pis. 38:22Pis 27:1; 62:2; Isa 12:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 38:1-22

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi, rwechiyeuchidzo.

38 Haiwa Jehovha, musanditsiura makatsamwa,

Kana kundiruramisa makashatirwa.+

 2 Nekuti miseve yenyu yakandibaya ikanyura mandiri,

Uye ruoko rwenyu ruri kundidzvanyirira pasi.+

 3 Ndiri kurwara nemuviri wese* nemhaka yehasha dzenyu.

Mumapfupa angu hamuna rugare nemhaka yechivi changu.+

 4 Nekuti zvitadzo zvangu zvatutirana pamusoro wangu;+

Zvandikurira semutoro unorema.

 5 Maronda angu ava kunhuhwa uye anyenga

Nemhaka yeupenzi hwangu.

 6 Ndiri kushungurudzika uye ndakasuruvara zvikuru;

Ndinongofamba ndakasuwa zuva rese.

 7 Mukati mangu muri kupisa;

Ndiri kurwara nemuviri wese.+

 8 Handichazivi zvekuita uye ndapwanyika zvachose;

Kutambura kwemwoyo wangu kuri kuita kuti ndigomere zvinonzwika.*

 9 Haiwa Jehovha, zvido zvangu zvese zviri pamberi penyu,

Uye kugomera kwangu hakuna kuvanzwa kwamuri.

10 Hana yangu iri kurova, simba rangu rapera,

Uye maziso angu haasisina chiedza.+

11 Shamwari dzangu nevamwe vangu vava kutambira kure neni nemhaka yechirwere changu,

Uye vanhu vepedyo pedyo neni havachadi kusvika pandiri.

12 Vaya vari kutsvaga upenyu hwangu* vari kunditeya;

Vaya vari kuedza kundikuvadza vanotaura zvekundiparadza;+

Vanoswera vachitaura zvekunyengera.

13 Asi ini ndakaita sematsi, ndisingavateereri;+

Ndakaita sembeveve, ndisingavhuri muromo wangu.+

14 Ndava kunge munhu asinganzwi,

Ane muromo usina chekutaura kuti azvidzivirire.

15 Nekuti ndakamirira imi, haiwa Jehovha,+

Uye makandipindura, haiwa Jehovha Mwari wangu.+

16 Nekuti ndakati: “Ngavarege kufarira nhamo yangu

Kana kuzvikwidziridza pamusoro pangu kana tsoka yangu ikatsvedza.”

17 Nekuti ndakanga ndava kuda kudonha,

Uye ndaigara ndichingorwadziwa.+

18 Ndakareurura chitadzo changu;+

Ndaitambudzwa nechivi changu.+

19 Asi vavengi vangu vakagwinya uye vane simba,*

Vaya vanondivenga pasina chikonzero vawanda.

20 Vakanditsiva nezvakaipa pazvakanaka zvandakaita;

Vaiedza kunditadzisa kuramba ndichiita zvakanaka.

21 Musandisiya, haiwa Jehovha.

Haiwa Mwari, musaramba muri kure neni.+

22 Kurumidzai kuzondibatsira,

Haiwa Jehovha, ruponeso rwangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe