RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVatongi

      • Mutongi Tora naMutongi Jairi (1-5)

      • Israeri anopanduka, opfidza (6-16)

      • VaAmoni vanodzika musasa kuti varwe nevaIsraeri (17, 18)

Vatongi 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:16

Vatongi 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:14

Vatongi 10:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “veSiriya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:19; 4:1; 6:1; Ne 9:28
  • +Vat 3:7; Pis 106:36-38
  • +Nu 25:1, 2
  • +1Mad 11:5; 2Mad 23:13
  • +Vat 16:23; 1Sa 5:4; 2Mad 1:2

Vatongi 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15, 48; 31:17; Vat 2:14; 4:2

Vatongi 10:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2007, p. 8

Vatongi 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:30
  • +Vat 2:13; 3:7; 1Sa 12:9, 10

Vatongi 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:30
  • +Nu 21:23-25
  • +Vat 3:31

Vatongi 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:12
  • +2Mak 15:2; Mik 3:4

Vatongi 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 18:27
  • +Jer 2:28

Vatongi 10:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake wakanga usisakwanisi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:26
  • +2Mak 7:14; 33:13, 15; Pis 106:44; Isa 63:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 254-255

Vatongi 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:36, 38; Vat 3:13

Vatongi 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 11:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Vat. 10:1Vat 2:16
Vat. 10:4Dhe 3:14
Vat. 10:6Vat 2:19; 4:1; 6:1; Ne 9:28
Vat. 10:6Vat 3:7; Pis 106:36-38
Vat. 10:6Nu 25:1, 2
Vat. 10:61Mad 11:5; 2Mad 23:13
Vat. 10:6Vat 16:23; 1Sa 5:4; 2Mad 1:2
Vat. 10:7Dhe 28:15, 48; 31:17; Vat 2:14; 4:2
Vat. 10:10Dhe 4:30
Vat. 10:10Vat 2:13; 3:7; 1Sa 12:9, 10
Vat. 10:11Eks 14:30
Vat. 10:11Nu 21:23-25
Vat. 10:11Vat 3:31
Vat. 10:13Vat 2:12
Vat. 10:132Mak 15:2; Mik 3:4
Vat. 10:141Mad 18:27
Vat. 10:14Jer 2:28
Vat. 10:16Dhe 7:26
Vat. 10:162Mak 7:14; 33:13, 15; Pis 106:44; Isa 63:9
Vat. 10:17Ge 19:36, 38; Vat 3:13
Vat. 10:18Vat 11:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Vatongi 10:1-18

Vatongi

10 Pashure paAbhimereki kwakauya Tora mwanakomana waPua, mwanakomana waDhodho, murume wekwaIsakari kuti anunure vaIsraeri.+ Aigara muShamiri, munyika ine makomo yaEfremu. 2 Akatonga Israeri kwemakore 23. Akazofa, akavigwa muShamiri.

3 Pashure pake kwakauya Jairi muGiriyedhi uye akatonga Israeri kwemakore 22. 4 Aiva nevanakomana 30 vaitasva madhongi 30, uye vaiva nemaguta 30, ayo achiri kunzi Havhoti-jairi+ nanhasi; maguta acho ari munyika yeGiriyedhi. 5 Pashure paizvozvo Jairi akafa, akavigwa muKamoni.

6 VaIsraeri vakaitazve zvakaipa pamberi paJehovha,+ vakatanga kushumira vanaBhaari,+ mifananidzo yaAshtoreti, vanamwari veAramu,* vanamwari veSidhoni, vanamwari veMoabhi,+ vanamwari vevaAmoni,+ navanamwari vevaFiristiya.+ Vakasiya Jehovha uye havana kumushumira. 7 Jehovha akabva atsamwira vaIsraeri kwazvo, uye akavatengesa mumaoko evaFiristiya nevaAmoni.+ 8 Saka vakarwadzisa uye vakadzvinyirira vaIsraeri kwazvo gore iroro; vakaita makore 18 vachidzvinyirira vaIsraeri vese vaiva kudivi raJodhani raimbova nyika yevaAmori muGiriyedhi. 9 VaAmoni vaiyambukawo Jodhani kuti varwe naJudha naBhenjamini neimba yaEfremu; uye vaIsraeri vakashungurudzika chaizvo. 10 VaIsraeri vakabva vashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ vachiti: “Takakutadzirai, nekuti takasiya Mwari wedu tikashumira vanaBhaari.”+

11 Asi Jehovha akati kuvaIsraeri: “Handina kukununurai here kubva kuIjipiti,+ uye pavaAmori,+ vaAmoni, vaFiristiya,+ 12 vaSidhoni, vaAmareki, nevaMidhiyani, pavaikudzvinyirirai? Pamakachema kwandiri, ndakakununurai kubva muruoko rwavo. 13 Asi imi makandisiya mukashumira vamwe vanamwari.+ Ndokusaka ndisingazokuponesei zvakare.+ 14 Endai kuna vanamwari vamakasarudza, muvakumbire kuti vakubatsirei.+ Ngavakununurei munguva yekutambudzika kwenyu.”+ 15 Asi vaIsraeri vakati kuna Jehovha: “Takatadza. Tiitirei chero zvamunoona kuti ndizvo zvakanaka. Asi tinokumbirawo kuti mutinunure nhasi.” 16 Vakabvisa vanamwari vekune dzimwe nyika pakati pavo, vakashumira Jehovha,+ zvekuti akanga asisakwanisi* kungosiya vaIsraeri vachitambura.+

17 Nekufamba kwenguva, vaAmoni+ vakaungana, vakadzika musasa muGiriyedhi. Saka vaIsraeri vakaunganawo, vakadzika musasa muMizpa. 18 Vanhu nemachinda eGiriyedhi vakataurirana vachiti: “Ndiani achatungamirira pakuenda kunorwa nevaAmoni?+ Munhu iyeye ngaave mukuru wevagari vese vemuGiriyedhi.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe