RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Mipiro yetemberi (1-9)

      • Munyengetero waDhavhidhi (10-19)

      • Vanhu vanova nemufaro; umambo hwaSoromoni (20-25)

      • Kufa kwaDhavhidhi (26-30)

1 Makoronike 29:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nhare yemunhu; muzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:5
  • +1Mad 3:7
  • +2Mak 2:4

1 Makoronike 29:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:3, 16
  • +1Mak 22:4, 14

1 Makoronike 29:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:8; 27:4; 122:1
  • +1Mak 21:24

1 Makoronike 29:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Tarenda rainge rakaenzana nemakirogiramu 34,2. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 28:16

1 Makoronike 29:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 35:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1990, p. 31

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1998, pp. 5-6

1 Makoronike 29:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:25
  • +1Mak 27:25, 29, 31

1 Makoronike 29:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dhariki raiva mari yegoridhe yekuPezhiya. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1953, 2050

    Nharireyomurindi,

    8/1/2009, p. 30

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/1998, pp. 5-6

1 Makoronike 29:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:22
  • +1Mak 6:1

1 Makoronike 29:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:7

1 Makoronike 29:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 145:3; 1Ti 1:17
  • +Zva 5:13
  • +1Mak 16:27; Pis 8:1
  • +Pis 24:1; Isa 42:5
  • +Pis 103:19; Mt 6:10

1 Makoronike 29:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:18; Zvi 10:22; VaF 4:19
  • +2Mak 20:6
  • +Isa 40:26
  • +Dhe 3:24; VaE 1:19; Zva 15:3
  • +2Mak 1:11, 12
  • +2Mak 16:9; Pis 18:32; Isa 40:29

1 Makoronike 29:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, p. 18

1 Makoronike 29:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:23; VaH 11:13
  • +Job 14:1, 2; Jak 4:13, 14

1 Makoronike 29:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akarurama.”

  • *

    Kana kuti “nemwoyo wese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:9
  • +Zvi 11:20; 15:8; VaH 1:9

1 Makoronike 29:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:17; 86:11

1 Makoronike 29:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nhare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 12:30
  • +1Mad 6:12
  • +1Mak 22:14

1 Makoronike 29:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 1:3
  • +Re 23:12, 13; Nu 15:5
  • +1Mad 8:63, 64

1 Makoronike 29:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:7; 2Mak 7:10; Ne 8:12
  • +1Mad 1:38-40; 1Mak 23:1
  • +1Mad 2:35

1 Makoronike 29:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 32

    Mukai!,

    1/8/1990, p. 21

1 Makoronike 29:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:17
  • +1Mak 28:1
  • +1Mak 3:1-9

1 Makoronike 29:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:12; 2Mak 1:1, 12; Mup 2:9

1 Makoronike 29:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 2:11
  • +2Sa 5:4, 5

1 Makoronike 29:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nemazuva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:1
  • +1Mad 2:10-12

1 Makoronike 29:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:2; 12:1
  • +1Mak 21:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 32

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 29:11Mak 28:5
1 Mak. 29:11Mad 3:7
1 Mak. 29:12Mak 2:4
1 Mak. 29:21Mak 22:3, 16
1 Mak. 29:21Mak 22:4, 14
1 Mak. 29:3Pis 26:8; 27:4; 122:1
1 Mak. 29:31Mak 21:24
1 Mak. 29:4Job 28:16
1 Mak. 29:5Eks 35:5
1 Mak. 29:6Eks 18:25
1 Mak. 29:61Mak 27:25, 29, 31
1 Mak. 29:81Mak 26:22
1 Mak. 29:81Mak 6:1
1 Mak. 29:92VaK 9:7
1 Mak. 29:11Pis 145:3; 1Ti 1:17
1 Mak. 29:11Zva 5:13
1 Mak. 29:111Mak 16:27; Pis 8:1
1 Mak. 29:11Pis 24:1; Isa 42:5
1 Mak. 29:11Pis 103:19; Mt 6:10
1 Mak. 29:12Dhe 3:24; VaE 1:19; Zva 15:3
1 Mak. 29:122Mak 1:11, 12
1 Mak. 29:122Mak 16:9; Pis 18:32; Isa 40:29
1 Mak. 29:12Dhe 8:18; Zvi 10:22; VaF 4:19
1 Mak. 29:122Mak 20:6
1 Mak. 29:12Isa 40:26
1 Mak. 29:15Re 25:23; VaH 11:13
1 Mak. 29:15Job 14:1, 2; Jak 4:13, 14
1 Mak. 29:171Mak 28:9
1 Mak. 29:17Zvi 11:20; 15:8; VaH 1:9
1 Mak. 29:18Pis 10:17; 86:11
1 Mak. 29:19Mk 12:30
1 Mak. 29:191Mad 6:12
1 Mak. 29:191Mak 22:14
1 Mak. 29:21Re 1:3
1 Mak. 29:21Re 23:12, 13; Nu 15:5
1 Mak. 29:211Mad 8:63, 64
1 Mak. 29:22Dhe 12:7; 2Mak 7:10; Ne 8:12
1 Mak. 29:221Mad 1:38-40; 1Mak 23:1
1 Mak. 29:221Mad 2:35
1 Mak. 29:231Mak 28:5
1 Mak. 29:241Mak 22:17
1 Mak. 29:241Mak 28:1
1 Mak. 29:241Mak 3:1-9
1 Mak. 29:251Mad 3:12; 2Mak 1:1, 12; Mup 2:9
1 Mak. 29:272Sa 2:11
1 Mak. 29:272Sa 5:4, 5
1 Mak. 29:281Mad 1:1
1 Mak. 29:281Mad 2:10-12
1 Mak. 29:292Sa 7:2; 12:1
1 Mak. 29:291Mak 21:9, 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 29:1-30

Bhuku Rekutanga reMakoronike

29 Mambo Dhavhidhi akati kuungano yese: “Mwanakomana wangu Soromoni, uyo asarudzwa naMwari,+ mudiki uye haana ruzivo,+ asi basa racho rakakura nekuti haisi temberi yemunhu* asi ndeyaJehovha Mwari.+ 2 Ndakashanda nesimba rangu rese ndichigadzirira kuvakwa kweimba yaMwari wangu, ndikapa goridhe rekugadzirisa zvinhu zvegoridhe, sirivha yekugadzirisa zvinhu zvesirivha, mhangura yekugadzirisa zvinhu zvemhangura, simbi yekugadzirisa zvinhu zvesimbi,+ nematanda+ ekugadzirisa zvinhu zvematanda, matombo eonikisi, nematombo anonamatidzwa nedhaka, tumatombo twekushongedza, matombo ese anokosha, nematombo earabhasta akawanda. 3 Uyewo sezvo ndichifarira imba yaMwari wangu,+ ndine pfuma yangu+ yegoridhe nesirivha yandiri kupa kuimba yaMwari wangu, kuwedzera pane zvese zvandakagadzirira imba tsvene, 4 kusanganisira matarenda* 3 000 egoridhe rekuOfiri,+ nematarenda 7 000 esirivha yakanatswa zvekunamirira pamadziro edzimba, 5 zvekugadzirisa zvinhu zvegoridhe, zvinhu zvesirivha, nezvinhu zvese zvinofanira kugadzirwa nemhizha. Saka ndiani ari kuzvipira nhasi kuuya nechipo muruoko rwake chekupa Jehovha?”+

6 Machinda edzimba dzemadzibaba, nemachinda emadzinza aIsraeri, vakuru vezviuru nevemazana,+ nevakuru vebasa ramambo+ vakabva vazvipira. 7 Vakapa matarenda 5 000 egoridhe, madhariki* 10 000, matarenda 10 000 esirivha, matarenda 18 000 emhangura, nematarenda 100 000 esimbi zvekushandisa paimba yaMwari wechokwadi. 8 Munhu wese aiva nematombo anokosha akaapa kuti aiswe maichengeterwa pfuma yeimba yaJehovha umo maichengetwa naJehieri+ muGeshoni.+ 9 Vanhu vakafara chaizvo nekupa kwavakaita zvinhu izvi, nekuti vakapa mipiro kuna Jehovha nemwoyo wese,+ uye Mambo Dhavhidhi akafarawo chaizvo.

10 Dhavhidhi akabva arumbidza Jehovha pamberi peungano yese. Dhavhidhi akati: “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, baba vedu, rumbidzwai nariini nariini. 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese. 12 Pfuma nekukudzwa zvinobva kwamuri,+ uye munotonga zvinhu zvese,+ muruoko rwenyu mune simba+ neukuru,+ uye ruoko rwenyu runogona kusimudzira munhu+ uye kupa vanhu vese simba.+ 13 Imi Mwari wedu, tinokutendai uye tinorumbidza zita renyu rakanaka.

14 “Asi ini ndini aniwo zvangu uye vanhu vangu chiiko kuti tikupei mipiro tichizvidira sezvataita? Nekuti zvinhu zvese zvinobva kwamuri, uye takupai zviri kubva muruoko rwenyu. 15 Nekuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanhu vanobva kune imwe nyika, sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ese.+ Nekuti mazuva edu panyika akaita semumvuri,+ haana tariro. 16 Haiwa Jehovha Mwari wedu, pfuma yese iyi yataunganidza kuti tikuvakirei imba yezita renyu dzvene yakabva muruoko rwenyu, uye yese ndeyenyu. 17 Haiwa Mwari wangu, ndinonyatsoziva kuti munoongorora mwoyo,+ uye kuti munofarira munhu akaperera kwamuri.*+ Ini ndapa zvinhu zvese izvi nemwoyo wakarurama,* ndichizvidira, uye ndiri kufara chaizvo kuona vanhu venyu vari pano vachikupai vachizvidira. 18 Haiwa Jehovha, Mwari wemadzitateguru edu Abrahamu, Isaka, naIsraeri, itai kuti pfungwa idzi nechido charatidzwa nevanhu venyu zvirambe zviri mumwoyo yavo nekusingaperi, muite kuti mwoyo yavo ive kwamuri.+ 19 Ipai mwanakomana wangu Soromoni mwoyo wakanyatsozvipira kwamuri+ kuti achengete mirayiro yenyu,+ zviyeuchidzo zvenyu, nemirau yenyu, uye kuti aite zvinhu zvese izvi, ovaka temberi* yandakagadzirira zvekuvakisa.”+

20 Dhavhidhi akabva ati kuungano yese: “Rumbidzai Jehovha Mwari wenyu.” Ungano yese yakabva yarumbidza Jehovha Mwari wemadzitateguru avo, uye vakapfugama, vakadzikisa misoro yavo pamberi paJehovha uye pamberi pamambo. 21 Zuva rakatevera racho vakaramba vachipa zvibayiro kuna Jehovha nekupa mipiro inopiswa+ kuna Jehovha, mikono midiki 1 000 yemombe, makondohwe 1 000, makwayana makono 1 000, nemipiro yavo yezvinwiwa;+ vakapa zvibayiro zvakawanda zvevaIsraeri vese.+ 22 Vakaramba vachidya uye vachinwa pamberi paJehovha zuva iroro vachifara chaizvo,+ uye vakagadza Soromoni mwanakomana waDhavhidhi kechipiri kuti ave mambo, vakamuzodza pamberi paJehovha kuti ave mutungamiriri,+ uyewo Zadhoki kuti ave mupristi.+ 23 Soromoni akabva agara pachigaro cheumambo chaJehovha+ ari mambo panzvimbo yababa vake Dhavhidhi. Akabudirira, uye vaIsraeri vese vaimuteerera. 24 Machinda+ ese nevarwi vaiva nesimba,+ nevanakomana vese vaMambo Dhavhidhi,+ vakazviisa pasi paMambo Soromoni. 25 Jehovha akaita kuti Soromoni ave mukuru chaizvo pamberi pevaIsraeri vese uye akamupa rukudzo rukuru samambo rusina kumbobvira rwava namambo chero upi zvake weIsraeri akamutangira.+

26 Dhavhidhi mwanakomana waJese akatonga vaIsraeri vese; 27 akatonga Israeri kwemakore 40. Akatonga kwemakore 7 muHebroni,+ uye akatonga kwemakore 33 muJerusarema.+ 28 Akafa anyatsokwegura,+ agutswa neupenyu hurefu,* pfuma, nekukudzwa; uye mwanakomana wake Soromoni akava mambo panzvimbo yake.+ 29 Kana iri nhoroondo yaMambo Dhavhidhi, kubva kwainotangira kusvika kwainoperera, yakanyorwa mumashoko emuoni Samueri, muprofita Natani,+ nemuoni Gadhi,+ 30 pamwe chete nekutonga kwese kwaakaita, simba rake, nezvaiitika kwaari nekuvaIsraeri, nekuumambo hwese hwakanga hwakamupoteredza panguva yake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe