RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 84
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kusuwa tebhenekeri yaMwari huru

        • MuRevhi anoshuva kuti dai ari shiri (3)

        • “Zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu” (10)

        • “Mwari izuva nenhoo” (11)

Pisarema 84:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 84:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:4; 43:3; 46:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, p. 8

Pisarema 84:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu wasuwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:1, 2; 63:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, p. 8

Pisarema 84:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mherepere.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 6 2016, p. 8

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, pp. 8-9

Pisarema 84:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:6; 65:4
  • +1Mak 25:7; Pis 150:1

Pisarema 84:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2006, p. 15

Pisarema 84:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemubani remakwenzi emibheka.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, p. 8

Pisarema 84:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:32; Isa 40:29-31; Ha 3:19

Pisarema 84:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Tarisai nhoo yedu, haiwa Mwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1
  • +1Sa 2:10

Pisarema 84:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:8; 27:4; 43:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, p. 9

Pisarema 84:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1; Isa 60:19, 20
  • +Dhe 33:29; 2Sa 22:3; Pis 144:2
  • +Pis 34:9; 37:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2009, p. 14

Pisarema 84:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:5; Jer 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 84:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 84:1Pis 27:4; 43:3; 46:4
Pis. 84:2Pis 42:1, 2; 63:1, 2
Pis. 84:4Pis 23:6; 65:4
Pis. 84:41Mak 25:7; Pis 150:1
Pis. 84:5Pis 28:7
Pis. 84:7Pis 18:32; Isa 40:29-31; Ha 3:19
Pis. 84:9Ge 15:1
Pis. 84:91Sa 2:10
Pis. 84:10Pis 26:8; 27:4; 43:3, 4
Pis. 84:11Pis 27:1; Isa 60:19, 20
Pis. 84:11Dhe 33:29; 2Sa 22:3; Pis 144:2
Pis. 84:11Pis 34:9; 37:18
Pis. 84:12Pis 146:5; Jer 17:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 84:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira weGititi.* Rwiyo rwevanakomana vaKora.+

84 Chokwadi tebhenekeri yenyu huru yakanaka,+

Haiwa Jehovha wemauto!

 2 Ini ndasuwa,*

Chokwadi ndasuwa zvikuru

Zvivanze zvaJehovha.+

Mwoyo wangu nenyama yangu zvinopembera nemufaro kuna Mwari mupenyu.

 3 Kunyange shiri inowana pekugara ikoko

Uye nyenganyenga* yakazvivakira dendere,

Mainochengeta manyana ayo

Pedyo neatari yenyu huru, haiwa Jehovha wemauto,

Mambo wangu naMwari wangu!

 4 Vanofara vaya vanogara mumba menyu!+

Vanoramba vachikurumbidzai.+ (Sera)

 5 Vanofara vanhu vanowana simba ravo mamuri,+

Vane mwoyo inofunga nezvemigwagwa mikuru.

 6 Pavanopfuura nemuBani reBheka,*

Vanorichinja kuva nzvimbo yezvitubu zvemvura;

Uye mvura inotanga kunaya inoripfekedza makomborero.

 7 Vanoramba vachifamba, simba ravo richiwedzera;+

Mumwe nemumwe anozviratidza pamberi paMwari muZiyoni.

 8 Haiwa Jehovha Mwari wemauto, inzwai munyengetero wangu;

Teererai, haiwa Mwari waJakobho. (Sera)

 9 Onai, imi nhoo yedu,+ uye Mwari wedu,*

Onai chiso chemuzodziwa wenyu.+

10 Nekuti zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu rinopfuura ane chiuru kune imwe nzvimbo!+

Ndinosarudza kumira pamusuo weimba yaMwari wangu

Pane kugara mumatende ezvakaipa.

11 Nekuti Jehovha Mwari izuva+ nenhoo;+

Anonzwira nyasha uye anopa rukudzo.

Jehovha haazonyimi chero chinhu chipi zvacho chakanaka

Vaya vanofamba vakaperera kwaari.+

12 Haiwa Jehovha wemauto,

Anofara munhu anovimba nemi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe