RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kumirira kuponeswa naJehovha

        • ‘Nhai Jehovha, kusvikira riini?’ (1, 2)

        • Jehovha anokomborera chaizvo (6)

Pisarema 13:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 13:24; Pis 6:3; 22:2

Pisarema 13:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ucharamba uchinetseka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:7, 8

Pisarema 13:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:2; 35:19

Pisarema 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 52:8; 147:11; 1Pe 5:6, 7
  • +1Sa 2:1

Pisarema 13:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akandiitira zvakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 116:7; 119:17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 13:1Job 13:24; Pis 6:3; 22:2
Pis. 13:2Pis 22:7, 8
Pis. 13:4Pis 25:2; 35:19
Pis. 13:5Pis 52:8; 147:11; 1Pe 5:6, 7
Pis. 13:51Sa 2:1
Pis. 13:6Pis 116:7; 119:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 13:1-6

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

13 Nhai Jehovha, muchandikanganwa kusvikira riini? Nekusingaperi here?

Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira riini?+

 2 Ndicharamba ndichinetseka* kusvikira riini,

Ndiine shungu mumwoyo mangu zuva nezuva?

Kusvikira riini muvengi wangu achingondikunda?+

 3 Nditariseiwo mundipindure, Jehovha Mwari wangu.

Itai kuti maziso angu ave nechiedza, kuti ndirege kurara murufu,

 4 Kuti muvengi wangu arege kuti: “Ndamukunda!”

Musaita kuti mhandu dzangu dzifarire kuwa kwangu.+

 5 Kana ndiri ini, ndinovimba nerudo rwenyu rusingachinji;+

Mwoyo wangu uchafarira mabasa enyu ekuponesa.+

 6 Ndichaimbira Jehovha, nekuti akandikomborera chaizvo.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe