RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Dhavhidhi anoronga vaRevhi (1-32)

        • Aroni nevanakomana vake vanotsaurwa (13)

1 Makoronike 23:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:33, 39; 1Mak 28:5

1 Makoronike 23:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:8, 9
  • +Nu 3:6

1 Makoronike 23:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 4:2, 3

1 Makoronike 23:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:18; 1Mak 26:29; 2Mak 19:8

1 Makoronike 23:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:12
  • +1Mak 6:31, 32

1 Makoronike 23:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “avapatsanura kuita mapoka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 8:14; 31:2
  • +Eks 6:16

1 Makoronike 23:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:21, 22

1 Makoronike 23:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:21
  • +Eks 6:18

1 Makoronike 23:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 4:14
  • +Eks 6:20, 26
  • +Eks 28:1
  • +Re 9:22; Nu 6:23-27; Dhe 21:5

1 Makoronike 23:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:21, 22
  • +Eks 18:3, 4

1 Makoronike 23:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:24

1 Makoronike 23:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:25

1 Makoronike 23:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:27
  • +1Mak 24:20, 22

1 Makoronike 23:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:20, 23

1 Makoronike 23:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:22

1 Makoronike 23:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:19

1 Makoronike 23:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “hanzvadzi.”

1 Makoronike 23:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:1
  • +1Mad 8:12, 13; Pis 135:21

1 Makoronike 23:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 4:15

1 Makoronike 23:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 3:9
  • +1Mad 6:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1969

1 Makoronike 23:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, zvingwa zvekuratidza.

  • *

    Shoko rakashandurwa kuti zviyo rinoreva zvirimwa zvakasiyana-siyana zvine tsanga zvakadai segorosi nebhari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 24:5, 6; 1Mak 9:32
  • +Eks 29:1, 2; Re 2:4
  • +Re 7:12

1 Makoronike 23:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:39
  • +1Mak 16:4, 37

1 Makoronike 23:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:10
  • +Nu 10:10; Pis 81:3
  • +Dhe 16:16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 23:11Mad 1:33, 39; 1Mak 28:5
1 Mak. 23:2Eks 29:8, 9
1 Mak. 23:2Nu 3:6
1 Mak. 23:3Nu 4:2, 3
1 Mak. 23:4Dhe 16:18; 1Mak 26:29; 2Mak 19:8
1 Mak. 23:51Mak 26:12
1 Mak. 23:51Mak 6:31, 32
1 Mak. 23:62Mak 8:14; 31:2
1 Mak. 23:6Eks 6:16
1 Mak. 23:81Mak 26:21, 22
1 Mak. 23:12Eks 6:21
1 Mak. 23:12Eks 6:18
1 Mak. 23:13Eks 4:14
1 Mak. 23:13Eks 6:20, 26
1 Mak. 23:13Eks 28:1
1 Mak. 23:13Re 9:22; Nu 6:23-27; Dhe 21:5
1 Mak. 23:15Eks 2:21, 22
1 Mak. 23:15Eks 18:3, 4
1 Mak. 23:161Mak 26:24
1 Mak. 23:171Mak 26:25
1 Mak. 23:18Nu 3:27
1 Mak. 23:181Mak 24:20, 22
1 Mak. 23:191Mak 24:20, 23
1 Mak. 23:20Eks 6:22
1 Mak. 23:21Eks 6:19
1 Mak. 23:252Sa 7:1
1 Mak. 23:251Mad 8:12, 13; Pis 135:21
1 Mak. 23:26Nu 4:15
1 Mak. 23:28Nu 3:9
1 Mak. 23:281Mad 6:36
1 Mak. 23:29Re 24:5, 6; 1Mak 9:32
1 Mak. 23:29Eks 29:1, 2; Re 2:4
1 Mak. 23:29Re 7:12
1 Mak. 23:30Eks 29:39
1 Mak. 23:301Mak 16:4, 37
1 Mak. 23:31Eks 20:10
1 Mak. 23:31Nu 10:10; Pis 81:3
1 Mak. 23:31Dhe 16:16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 23:1-32

Bhuku Rekutanga reMakoronike

23 Dhavhidhi paakanga akwegura, ava pedyo nekufa, akagadza mwanakomana wake Soromoni kuti ave mambo weIsraeri.+ 2 Akabva aunganidza machinda ese eIsraeri, nevapristi,+ nevaRevhi.+ 3 VaRevhi vaiva nemakore 30 zvichikwira vakaverengwa;+ uye nhamba yavo vachiverengwa murume mumwe nemumwe yaiva 38 000. 4 Pana ivava, 24 000 vaitungamirira basa repaimba yaJehovha, uye 6 000 vaiva vakuru nevatongi,+ 5 uye paiva ne4 000 vairinda pamagedhi,+ ne4 000 vairumbidza+ Jehovha vachiridza zviridzwa zviya zvakanzi naDhavhidhi, “Ndakazvigadzirira kurumbidza.”

6 Dhavhidhi akabva avaronga vari mumapoka*+ evanakomana vaRevhi: Geshoni, Kohati, naMerari.+ 7 KuvaGeshoni kwaiva naRadhani naShimei. 8 Vanakomana vaRadhani vaiva Jehieri uyo aiva mukuru wavo, Zetamu, naJoeri,+ vari vatatu. 9 Vanakomana vaShimei vaiva Sheromoti, Hazieri, naHarani, vari vatatu. Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba vekwaRadhani. 10 Vanakomana vaShimei vaiva Jahati, Zina, Jeushi, naBheria. Ava vari vana vaiva vanakomana vaShimei. 11 Jahati ndiye aiva mukuru wavo, achiteverwa naZizaa. Asi Jeushi naBheria havana kuva nevanakomana vakawanda, saka vaiverengwa seimba imwe chete yemadzibaba vachishanda basa rimwe chete.

12 Vanakomana vaKohati vaiva Amramu, Izihari,+ Hebroni, naUzieri,+ vari vana. 13 Vanakomana vaAmramu vaiva Aroni+ naMozisi.+ Asi Aroni akatsaurwa+ zvachose kuti atsvenese Nzvimbo Tsvenetsvene, iye nevanakomana vake, kuti vape zvibayiro pamberi paJehovha, kuti vamushumire uye kuti vagare vachikomborera vanhu muzita rake.+ 14 Asi kana ari Mozisi munhu waMwari wechokwadi, vanakomana vake vaiverengwa sevedzinza revaRevhi. 15 Vanakomana vaMozisi vaiva Geshomu+ naEriyezeri.+ 16 Pavanakomana vaGeshomu, Shebhueri+ ndiye aiva mukuru wavo. 17 Kuvanakomana vaEriyezeri, Rehabhiya+ ndiye aiva mukuru wavo; Eriyezeri haana kuva nevamwe vanakomana, asi vanakomana vaRehabhiya vakanga vakawanda chaizvo. 18 Kuvanakomana vaIzihari,+ Sheromiti+ ndiye aiva mukuru wavo. 19 Vanakomana vaHebroni vaiva Jeriya uyo aiva mukuru wavo, Amariya ari wechipiri, Jahazieri ari wechitatu, Jekameyamu+ ari wechina. 20 Vanakomana vaUzieri+ vaiva Mika uyo aiva mukuru wacho, Ishiya ari wechipiri.

21 Vanakomana vaMerari vaiva Mari naMushi.+ Vanakomana vaMari vaiva Eriyezari naKishi. 22 Eriyezari akafa, asi akanga asina vanakomana, aingova nevanasikana chete. Saka vakatorwa nehama* dzavo vanakomana vaKishi, kuti vave madzimai avo. 23 Vanakomana vaMushi vaiva Mari, Edheri, naJeremoti, vari vatatu.

24 Ava ndivo vaiva vanakomana vaRevhi maererano nedzimba dzemadzibaba avo uye maererano nevakuru vedzimba dzemadzibaba. Vakaverengwa vakanyorwa nemazita avo kubva pamakore 20 zvichikwira uye vaiita basa repaimba yaJehovha. 25 Nekuti Dhavhidhi akanga ati: “Jehovha Mwari waIsraeri apa vanhu vake zororo,+ uye achagara muJerusarema nekusingaperi.+ 26 Uyewo vaRevhi havazofaniri kutakura tebhenekeri kana midziyo yayo chero ipi zvayo inoshandiswa pabasa rayo.”+ 27 Nekuti maererano nezvakapedzisira kurayirwa naDhavhidhi, vaRevhi vaiva nemakore 20 zvichikwira vakaverengwa. 28 Basa ravo raiva rekubatsira vanakomana vaAroni+ pabasa reimba yaJehovha, vachiona nezvezvivanze,+ dzimba dzekudyira, kunatswa kwezvinhu zvese zvitsvene, nebasa rese raida kuitwa repaimba yaMwari wechokwadi. 29 Vaivabatsira pakugadzira zvingwa zvinoturikidzaniswa,*+ furawa yakatsetseka yemupiro wezviyo,* zvingwa zvitete zvisina mbiriso,+ makeke aibikirwa mugango, mukanyiwa wakasanganiswa,+ uye pabasa rese rekuyera nekupima zvinhu. 30 Vaifanira kumira mangwanani ega ega+ vachionga uye vachirumbidza Jehovha, voita zvimwe chetezvo manheru.+ 31 Vaibatsira pese paipiwa zvibayiro zvinopiswa kuna Jehovha pamaSabata,+ pakugara kwemwedzi,+ uye pamwaka yemitambo,+ maererano neuwandu hwakanyorwa mumirau yemaitirwo azvo, vachiita izvozvo nguva dzese pamberi paJehovha. 32 Vaiitawo basa ravo repatende rekusanganira, nerenzvimbo tsvene uye vaibatsira hama dzavo vanakomana vaAroni pabasa repaimba yaJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe