RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Madzimambo

      • Umambo hwaSoromoni (1-19)

      • Kugarika pakutonga kwaSoromoni (20-28)

        • Kugara vasina chekutya pasi pemuzambiringa nepasi pemuonde (25)

      • Uchenjeri hwaSoromoni nezvirevo zvake (29-34)

1 Madzimambo 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:30; Mup 1:12

1 Madzimambo 4:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “machinda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 6:8; 27:16, 17

1 Madzimambo 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:17; 1Mak 27:32
  • +2Sa 8:16; 20:24

1 Madzimambo 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:8; 2:35; 1Mak 27:5
  • +1Mad 2:26

1 Madzimambo 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:9, 10
  • +2Sa 15:37; 1Mak 27:33

1 Madzimambo 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 20:24; 1Mad 5:14; 12:18
  • +1Mad 9:15

1 Madzimambo 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1

1 Madzimambo 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:42, 48

1 Madzimambo 4:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:29
  • +Jos 17:11; 1Sa 31:8, 10
  • +Jos 21:34

1 Madzimambo 4:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Idzi isimbi dzaishandiswa sezvihuri.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:41-43; 1Mad 22:3
  • +Nu 32:41; Dhe 3:14
  • +Nu 32:1
  • +Dhe 3:4
  • +Jos 13:8, 11

1 Madzimambo 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:1, 2; 2Sa 2:8, 9

1 Madzimambo 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:8
  • +Jos 18:11

1 Madzimambo 4:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 17:1
  • +Nu 21:21
  • +Dhe 3:4

1 Madzimambo 4:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:15, 17
  • +Mup 2:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1998, pp. 9-10

    2/1/1998, pp. 11-12

    Shoko raMwari, p. 46

1 Madzimambo 4:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Yufratesi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:18; Eks 23:31; 2Sa 8:3; Pis 72:8-10
  • +Pis 72:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Nyika Yakanaka’, p. 16

1 Madzimambo 4:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kori uwandu hwaizadza midziyo 10 yemarita 22. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

1 Madzimambo 4:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, kumavirira kwaYufratesi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 1:4
  • +Ge 10:19
  • +1Mad 5:4; 1Mak 22:9; Pis 72:7

1 Madzimambo 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2003, p. 24

    10/15/1998, pp. 9-10

1 Madzimambo 4:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Nhamba iyi inowanikwa mune zvimwe zvinyorwa uye munyaya yemuBhaibheri yakafanana neiyi. Zvimwe zvinyorwa zvinoti 40 000.

  • *

    Kana kuti “nevatasvi vemabhiza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:15, 16; 1Mad 10:24-26; 2Mak 1:14, 17

1 Madzimambo 4:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:7

1 Madzimambo 4:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unonzwisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:23; 2Mak 1:10; Zvi 2:6

1 Madzimambo 4:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:22

1 Madzimambo 4:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:mashoko ekusuma
  • +Pis 88:mashoko ekusuma
  • +1Mak 2:4, 6
  • +1Mad 10:1, 7; Ru 11:31

1 Madzimambo 4:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Akataura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:1; Mup 12:9
  • +Rwi 1:1

1 Madzimambo 4:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvisikwa zvinobhururuka.”

  • *

    Zvichida pari kureva zvisikwa zvakadai semadzvinyu, nyoka, nehwiza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:22
  • +Zvi 30:30
  • +Zvi 30:19
  • +Zvi 6:6; 30:25

1 Madzimambo 4:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:1, 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 4:12Mak 9:30; Mup 1:12
1 Madz. 4:21Mak 6:8; 27:16, 17
1 Madz. 4:32Sa 8:17; 1Mak 27:32
1 Madz. 4:32Sa 8:16; 20:24
1 Madz. 4:41Mad 1:8; 2:35; 1Mak 27:5
1 Madz. 4:41Mad 2:26
1 Madz. 4:51Mad 1:9, 10
1 Madz. 4:52Sa 15:37; 1Mak 27:33
1 Madz. 4:62Sa 20:24; 1Mad 5:14; 12:18
1 Madz. 4:61Mad 9:15
1 Madz. 4:71Mak 27:1
1 Madz. 4:9Jos 19:42, 48
1 Madz. 4:122Mad 23:29
1 Madz. 4:12Jos 17:11; 1Sa 31:8, 10
1 Madz. 4:12Jos 21:34
1 Madz. 4:13Dhe 4:41-43; 1Mad 22:3
1 Madz. 4:13Nu 32:41; Dhe 3:14
1 Madz. 4:13Nu 32:1
1 Madz. 4:13Dhe 3:4
1 Madz. 4:13Jos 13:8, 11
1 Madz. 4:14Ge 32:1, 2; 2Sa 2:8, 9
1 Madz. 4:181Mad 1:8
1 Madz. 4:18Jos 18:11
1 Madz. 4:19Jos 17:1
1 Madz. 4:19Nu 21:21
1 Madz. 4:19Dhe 3:4
1 Madz. 4:20Ge 22:15, 17
1 Madz. 4:20Mup 2:24
1 Madz. 4:21Ge 15:18; Eks 23:31; 2Sa 8:3; Pis 72:8-10
1 Madz. 4:21Pis 72:10
1 Madz. 4:24Jos 1:4
1 Madz. 4:24Ge 10:19
1 Madz. 4:241Mad 5:4; 1Mak 22:9; Pis 72:7
1 Madz. 4:26Dhe 17:15, 16; 1Mad 10:24-26; 2Mak 1:14, 17
1 Madz. 4:271Mad 4:7
1 Madz. 4:291Mad 10:23; 2Mak 1:10; Zvi 2:6
1 Madz. 4:30Mab 7:22
1 Madz. 4:31Pis 89:mashoko ekusuma
1 Madz. 4:31Pis 88:mashoko ekusuma
1 Madz. 4:311Mak 2:4, 6
1 Madz. 4:311Mad 10:1, 7; Ru 11:31
1 Madz. 4:32Zvi 1:1; Mup 12:9
1 Madz. 4:32Rwi 1:1
1 Madz. 4:33Eks 12:22
1 Madz. 4:33Zvi 30:30
1 Madz. 4:33Zvi 30:19
1 Madz. 4:33Zvi 6:6; 30:25
1 Madz. 4:342Mak 9:1, 23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Madzimambo 4:1-34

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

4 Mambo Soromoni aitonga vaIsraeri vese.+ 2 Aya ndiwo aiva makurukota* ake: Azariya mwanakomana waZadhoki+ aiva mupristi; 3 Erihorefi naAhija, vanakomana vaShisha, vaiva vanyori;+ Jehoshafati+ mwanakomana waAhirudhi ndiye aiva munyori wezvaiitika; 4 Bhenaya+ mwanakomana waJehoyadha aiva mukuru weuto; Zadhoki naAbhiyatari+ vaiva vapristi; 5 Azariya mwanakomana waNatani+ aiva mukuru wevatariri; Zabhudhi mwanakomana waNatani aiva mupristi uye shamwari yamambo;+ 6 Ahishari ndiye aitungamirira pamuzinda; uye Adhoniramu+ mwanakomana waAbdha, aitungamirira vaya vakanga vatorwa kuti vaite basa rekumanikidzwa.+

7 Soromoni aiva nevatariri 12 vaitungamirira vaIsraeri vese, uye vaiunza zvekudya kuna mambo neimba yake. Mumwe nemumwe wavo aifanira kuunza zvekudya kwemwedzi mumwe chete pagore.+ 8 Aya ndiwo aiva mazita avo: Mwanakomana waHeri, munyika ine makomo yaEfremu; 9 mwanakomana waDhekeri, kuMakazi, Shaaribhimu,+ Bheti-shemeshi nekuEroni-bheti-hanani; 10 mwanakomana waHesedhi, kuArubhoti (Soko nenyika yese yeHeferi zvaiva pasi pake); 11 mwanakomana waAbhinadhabhu, munzvimbo dzese dzine materu dzeDhori (Tafati mwanasikana waSoromoni akava mudzimai wake); 12 Bhaana mwanakomana waAhirudhi, kuTaanaki, Megidho,+ neBheti-sheyani+ yese, iri pedyo neZaretani muzasi meJezreeri, kubva kuBheti-sheyani kusvika kuAbheri-mehora kusvika kunharaunda yeJokmeyamu;+ 13 mwanakomana waGebheri, kuRamoti-giriyedhi+ (aiona nezvemisha yematende yaJairi+ mwanakomana waManase iri muGiriyedhi;+ uye aionawo nezvenharaunda yeAgobhu,+ iri muBhashani:+ maguta makuru 60 ane masvingo nemazariro* emhangura); 14 Ahinadhabhu mwanakomana waIdho, kuMahanaimu;+ 15 Ahimaazi, kwaNaftari (akatora Bhasemati, mumwe wevanasikana vaSoromoni, kuti ave mudzimai wake); 16 Bhaana mwanakomana waHushai, kwaAsheri neBheyaroti; 17 Jehoshafati mwanakomana waParua, kwaIsakari; 18 Shimei+ mwanakomana waEra, kwaBhenjamini;+ 19 Gebheri mwanakomana waUrai, munyika yeGiriyedhi,+ nyika yaSihoni+ mambo wevaAmori, neyaOgi+ mambo weBhashani. Kwaivawo nemumwe mutariri aiva mukuru wevamwe vatariri vese ava vemunyika yacho.

20 VaJudha nevaIsraeri vakanga vakawanda sejecha riri pedyo negungwa;+ vaidya nekunwa vachifara chaizvo.+

21 Soromoni aitonga madzimambo ese kubva kuRwizi*+ kusvika kunyika yevaFiristiya uye kusvika kumuganhu weIjipiti. Vaiuya nemutero, uye vaiva pasi paSoromoni mazuva ese eupenyu hwake.+

22 Zvekudya zvaSoromoni zvezuva rimwe nerimwe zvaiva makori* 30 efurawa yakatsetseka nemakori 60 efurawa, 23 mombe 10 dzakakodzwa, nemombe 20 dzaifudzwa kumafuro, nemakwai 100, tisingabatanidzi nondo hono, mhara, mhembwe neshiri dzakakodzwa. 24 Nekuti aitonga zvinhu zvese kudivi rino reRwizi,*+ kubva kuTifsa kusvika kuGaza,+ kubatanidza madzimambo ese aiva kudivi rino reRwizi; uye akava nerugare munzvimbo dzese, kumativi ese akanga akamupoteredza.+ 25 VaJudha nevaIsraeri vaigara zvakanaka vasina chekutya, mumwe nemumwe ari pasi pemuzambiringa wake nepasi pemuonde wake, kubva kuDhani kusvika kuBheeri-shebha, mazuva ese aSoromoni.

26 Soromoni aivawo nematanga 4 000* emabhiza epangoro dzake nemabhiza* 12 000.+

27 Vatariri vacho vaipa zvekudya kuna Mambo Soromoni nevanhu vese vaidya patafura yaMambo Soromoni. Mumwe nemumwe aiva nemwedzi wake waaiunza zvekudya uye aiva nechokwadi chekuti hapana chaishayika.+ 28 Vaiuyawo nebhari neuswa hwemabhiza kwese kwahwaidiwa, kusanganisira hwemabhiza aidhonza ngoro, mumwe nemumwe maererano nezvaakanzi aite.

29 Mwari akapa Soromoni uchenjeri neungwaru hwakakura chaizvo uye akamupawo mwoyo unoziva* zvinhu zvakawanda sejecha riri pamahombekombe egungwa.+ 30 Uchenjeri hwaSoromoni hwaipfuura nekure uchenjeri hwevanhu vese vekuMabvazuva neuchenjeri hwese hweIjipiti.+ 31 Akanga akachenjera kupfuura chero mumwe munhu upi zvake, kupfuura Etani+ muEzrahi naHemani,+ naKarikori,+ naDhadha, vanakomana vaMahori; mukurumbira wake wakasvika kumarudzi ese akanga akavapoteredza.+ 32 Akanyora* zvirevo+ 3 000 uye nziyo+ dzake dzaiva 1 005. 33 Aitaura nezvemiti, kubvira kumusidhari uri muRebhanoni kusvikira kuhisopi+ inomera pamadziro; aitaura nezvemhuka,+ shiri,*+ zvinhu zvinokambaira,*+ nehove. 34 Vanhu vaibva kumarudzi ese vaiuya kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni, kusanganisira madzimambo aibva kumativi ese enyika ayo akanga anzwa nezveuchenjeri hwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe