RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 128
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mufaro unobva pakutya Jehovha

        • Mudzimai akaita semuzambiringa unobereka (3)

        • “Dai ukaona kubudirira kweJerusarema” (5)

Pisarema 128:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:1; VaH 5:7
  • +Pis 119:1; Mik 6:8

Pisarema 128:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:18; Isa 65:22

Pisarema 128:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:26; Pis 127:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2000, p. 30

    5/15/2000, p. 27

    Mukai!,

    8/8/1997, p. 8

    10/8/1992, p. 23

Pisarema 128:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 127:4, 5

Pisarema 128:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 122:6; Isa 33:20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 128:1Pis 112:1; VaH 5:7
Pis. 128:1Pis 119:1; Mik 6:8
Pis. 128:2Mup 5:18; Isa 65:22
Pis. 128:3Eks 23:26; Pis 127:3
Pis. 128:4Pis 127:4, 5
Pis. 128:5Pis 122:6; Isa 33:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 128:1-6

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

128 Anofara munhu wese anotya Jehovha,+

Anofamba munzira dzake.+

 2 Uchadya zvawakashandira nemaoko ako.

Uchafara uye uchabudirira.+

 3 Mudzimai wako achaita semuzambiringa unobereka zvakawanda mumba mako;+

Vanakomana vako vachaita senhungirwa dzemuti wemuorivhi vakatenderedza tafura yako.

 4 Onai! Uku ndiko kukomborerwa kuchaitwa murume

Anotya Jehovha.+

 5 Jehovha achakukomborera ari muZiyoni.

Dai ukaona kubudirira kweJerusarema mazuva ese eupenyu hwako,+

 6 Woona vanakomana vevanakomana vako.

Israeri ngaave nerugare.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe