RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 14:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 24:3; 31:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, pp. 8-9

    11/15/2004, p. 26

    3/15/1997, p. 14

    Mukai!,

    4/8/1990, pp. 9-10

Zvirevo 14:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ane nzira dzisina kururama.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 26-27

Zvirevo 14:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 27

Zvirevo 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 27

Zvirevo 14:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:16, 19; 19:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 27-28

Zvirevo 14:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, pp. 28-29

Zvirevo 14:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 29

Zvirevo 14:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “anonyengera vamwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 29

Zvirevo 14:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekugadzirisa pakanganiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:23; 30:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 29

Zvirevo 14:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurwadza kwemweya wawo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 19

    11/15/2004, p. 29

Zvirevo 14:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2004, p. 29

Zvirevo 14:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 30:12
  • +Zvi 16:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2021 p. 11

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 17

Zvirevo 14:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, pp. 17-18

Zvirevo 14:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:32
  • +VaG 6:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 18

Zvirevo 14:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akapusa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 6:2, 3; Zvi 27:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 35

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, pp. 18-19

    Mukai!,

    2/8/1996, p. 6

    12/8/1994, pp. 17-19

Zvirevo 14:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rinoviruka nehasha.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 19

Zvirevo 14:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonyatsofunga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:16; 16:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    7/15/2005, p. 19

Zvirevo 14:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vakapusa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:7-9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 19

Zvirevo 14:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, pp. 19-20

Zvirevo 14:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:7
  • +Zvi 19:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2018, p. 10

    Mukai!,

    11/2015, pp. 9-10

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

Zvirevo 14:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:1; Zvi 19:17; Isa 58:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

Zvirevo 14:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 42:10; Pis 25:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

Zvirevo 14:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

    9/15/1997, pp. 21-22

Zvirevo 14:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

Zvirevo 14:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 20

Zvirevo 14:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:9; VaR 8:31
  • +Zvi 18:10; Jer 15:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 13

Zvirevo 14:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 13

Zvirevo 14:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 14

Zvirevo 14:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:27; Jak 1:19
  • +Zvi 25:28; 29:11; Mup 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 14

    3/15/1997, pp. 13-14

    9/15/1990, p. 22

Zvirevo 14:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “utano.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 37:3, 4; 1Sa 18:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2012, p. 8

    9/15/2005, p. 14

    8/15/2000, p. 23

    12/15/1996, p. 32

    2/1/1996, p. 31

    9/15/1990, p. 21

    12/8/1996, p. 22

Zvirevo 14:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Muiti.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 24:14, 15; Pis 12:5
  • +Mt 19:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, pp. 14-15

Zvirevo 14:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 2:7; 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 15

Zvirevo 14:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 15

Zvirevo 14:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 15

    12/15/1995, pp. 26-29

Zvirevo 14:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:32-34; Zvi 22:29
  • +1Mad 2:44, 46

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, p. 15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 14:1Zvi 24:3; 31:26
Zvir. 14:5Zvi 6:16, 19; 19:5
Zvir. 14:6Zvi 18:15
Zvir. 14:7Zvi 13:20
Zvir. 14:8Zvi 14:12
Zvir. 14:9Zvi 10:23; 30:20
Zvir. 14:11Zvi 21:12
Zvir. 14:12Zvi 30:12
Zvir. 14:12Zvi 16:25
Zvir. 14:14Zvi 1:32
Zvir. 14:14VaG 6:7, 8
Zvir. 14:15Ne 6:2, 3; Zvi 27:12
Zvir. 14:17Zvi 12:16; 16:32
Zvir. 14:18Zvi 4:7-9
Zvir. 14:20Zvi 19:7
Zvir. 14:20Zvi 19:4
Zvir. 14:21Pis 41:1; Zvi 19:17; Isa 58:7, 8
Zvir. 14:22Job 42:10; Pis 25:10
Zvir. 14:23Zvi 28:19
Zvir. 14:24Zvi 27:22
Zvir. 14:26Pis 34:9; VaR 8:31
Zvir. 14:26Zvi 18:10; Jer 15:11
Zvir. 14:281Mad 4:21
Zvir. 14:29Zvi 17:27; Jak 1:19
Zvir. 14:29Zvi 25:28; 29:11; Mup 7:9
Zvir. 14:30Ge 37:3, 4; 1Sa 18:8, 9
Zvir. 14:31Dhe 24:14, 15; Pis 12:5
Zvir. 14:31Mt 19:21
Zvir. 14:32Zvi 2:7; 10:9
Zvir. 14:33Zvi 15:28
Zvir. 14:34Dhe 4:6
Zvir. 14:352Sa 15:32-34; Zvi 22:29
Zvir. 14:351Mad 2:44, 46
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 14:1-35

Zvirevo

14 Mukadzi akachenjera anovaka imba yake,+

Asi benzi rinoiputsa nemaoko aro.

 2 Munhu anofamba mukururama anotya Jehovha,

Asi munhu anofamba muunyengeri* anomuzvidza.

 3 Kutaura kwekuzvikudza kwebenzi kwakafanana neshamhu iri mumuromo maro,

Asi miromo yevakachenjera ichavadzivirira.

 4 Kana pasina mombe chidyiro chezvipfuwo chinenge chakachena,

Asi simba remikono yemombe rinoita kuti goho riwande.

 5 Chapupu chakatendeka hachinyepi,

Asi chapupu chenhema chinongotaura zvekunyepa chete.+

 6 Museki anotsvaga uchenjeri asi haahuwani,

Asi ruzivo runongouya nyore nyore kumunhu anonzwisisa.+

 7 Tambira kure nebenzi,

Nekuti hauzowani ruzivo pamiromo yaro.+

 8 Uchenjeri hunoita kuti munhu ane njere anzwisise nzira dzake,

Asi mapenzi anonyengerwa* neupenzi hwawo.+

 9 Mapenzi anotoita zvekutamba nekuva nemhosva,*+

Asi vakarurama vane chido chekuyanana.

10 Mwoyo ndiwo unoziva zviri kuurwadza,*

Uye hapana mumwe munhu angaziva kufara kwawo.

11 Imba yevakaipa ichaparadzwa,+

Asi tende revakarurama richabudirira.

12 Kune nzira inoita seyakarurama kumunhu,+

Asi inoguma nerufu.+

13 Kunyange munhu achiseka, mwoyo wake unogona kunge uchirwadziwa,

Uye kufara kunogona kuguma nekushungurudzika.

14 Munhu ane mwoyo wakatsauka achakohwa mubayiro wenzira dzake,+

Asi munhu akanaka anokohwa mubayiro wezvaanoita.+

15 Munhu asina kuchenjera* anongotenda shoko rese rese,

Asi munhu ane njere anofungisisa nhanho imwe neimwe.+

16 Munhu akachenjera anongwarira obva pane zvakaipa,

Asi benzi harifungi* uye rinozvivimba.

17 Munhu anokurumidza kutsamwa anoita zveupenzi,+

Asi munhu anotanga afunga* anovengwa.

18 Vasina kuchenjera* vachagara nhaka yeupenzi,

Asi vane njere vanopfekedzwa korona yeruzivo.+

19 Vanhu vakashata vachakotamira vakanaka,

Uye vanhu vakaipa vachakotama pamagedhi evakarurama.

20 Murombo anovengwa kunyange nevavakidzani vake,+

Asi mupfumi ane shamwari zhinji.+

21 Munhu anoshora muvakidzani wake anenge achitadza,

Asi munhu wese anonzwira nyasha vakaderera anofara.+

22 Vaya vanoronga kuita zvakaipa havazotsauki here?

Asi vaya vanofunga kuita zvakanaka vachawana rudo rusingachinji uye kutendeka.+

23 Kushanda zvakaoma kwese kune zvakunobatsira,

Asi kungotaura zvisina basa kunounza urombo.+

24 Korona yevakachenjera ipfuma yavo;

Asi upenzi hwemafuza hunongova upenzi.+

25 Chapupu chechokwadi chinoponesa vanhu,*

Asi chiya chinonyengera chinongotaura zvekunyepa chete.

26 Mukutya Jehovha mune chivimbo chakasimba,+

Uye vana vake vachapotera imomo.+

27 Kutya Jehovha itsime reupenyu,

Kunobvisa munhu pamisungo yerufu.

28 Vanhu vakawanda ndivo kukudzwa kwamambo,+

Asi mutongi anoparara kana asina vanhu vekutonga.

29 Munhu anononoka kutsamwa ane ungwaru kwazvo,+

Asi asina mwoyo murefu anoratidza upenzi hwake.+

30 Mwoyo wakadzikama unopa upenyu* kumuviri,

Asi godo rinoodza mapfupa.+

31 Uya anobiridzira munhu akaderera anoshora Muiti wake,+

Asi wese anonzwira murombo tsitsi anomukudza.*+

32 Munhu akaipa achawisirwa pasi nezvakaipa zvake,

Asi munhu akarurama achapotera mukururama kwake.+

33 Uchenjeri hunogara hwakadzikama mumwoyo memunhu anonzwisisa,+

Asi hunofanira kutoita zvekuzvizivisa pakati pemapenzi.

34 Kururama kunokwidziridza rudzi,+

Asi chivi chinonyadzisa rudzi.

35 Mambo anofadzwa nemushandi anoshandisa njere,+

Asi hasha dzake dziri pamunhu anoita zvinonyadzisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe