RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha, nzvimbo yekupotera yevakarurama

        • Mwari anovenga zvakaipa (4, 5)

        • “Nditungamirireiwo mukururama kwenyu” (8)

Pisarema 5:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1962

Pisarema 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:2; 1Pe 3:12

Pisarema 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:16, 17
  • +Mk 1:35

Pisarema 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:14; Zvi 6:16-19; Ha 1:13
  • +Pis 15:1-5; Zvi 12:19

Pisarema 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:9; VaH 1:9

Pisarema 5:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “munhu anodeura ropa neanonyengera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:19; Joh 8:44; VaK 3:9; Zva 21:8
  • +Ge 9:6; Pis 55:23; Zvi 6:16, 17; 1Pe 3:10

Pisarema 5:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunzvimbo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 3:3; 1Mak 16:1
  • +Pis 69:13
  • +Pis 28:2; 138:2

Pisarema 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:4, 5; 27:11

Pisarema 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 29:5; VaR 3:13

Pisarema 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:31; 17:23; Pis 7:14, 15

Pisarema 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:16

Pisarema 5:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1; Pis 3:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 5:1Pis 65:2; 1Pe 3:12
Pis. 5:3Pis 55:16, 17
Pis. 5:3Mk 1:35
Pis. 5:4Pis 89:14; Zvi 6:16-19; Ha 1:13
Pis. 5:4Pis 15:1-5; Zvi 12:19
Pis. 5:5VaR 12:9; VaH 1:9
Pis. 5:6Zvi 20:19; Joh 8:44; VaK 3:9; Zva 21:8
Pis. 5:6Ge 9:6; Pis 55:23; Zvi 6:16, 17; 1Pe 3:10
Pis. 5:71Sa 3:3; 1Mak 16:1
Pis. 5:7Pis 69:13
Pis. 5:7Pis 28:2; 138:2
Pis. 5:8Pis 25:4, 5; 27:11
Pis. 5:9Zvi 29:5; VaR 3:13
Pis. 5:102Sa 15:31; 17:23; Pis 7:14, 15
Pis. 5:11Pis 40:16
Pis. 5:12Ge 15:1; Pis 3:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 5:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri weNehiroti.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

5 Teereraiwo mashoko angu, Jehovha;+

Inzwaiwo kugomera kwangu.

 2 Teereraiwo kuchemera kwangu kubatsirwa,

Imi Mambo wangu naMwari wangu, nekuti ndinonyengetera kwamuri.

 3 Jehovha, muchanzwa inzwi rangu mangwanani;+

Mangwanani ndichataurawo zvinondinetsa,+ ndomirira nechivimbo.

 4 Nekuti hamusi Mwari anofarira zvakaipa;+

Hapana munhu akaipa angaramba ainemi.+

 5 Hapana munhu anozvikudza angamira pamberi penyu.

Munovenga vese vanoita zvakaipa;+

 6 Muchaparadza vaya vanoreva nhema.+

Jehovha anosema vanhu vanoita zvemhirizhonga nevanonyengera.*+

 7 Asi ndichauya kuimba+ yenyu nekuti mune rudo rukuru rusingachinji;+

Ndichakotama ndakatarisa kutemberi*+ yenyu tsvene ndichikutyai nekukuremekedzai.

 8 Jehovha, nditungamirireiwo mukururama kwenyu nekuti ndakakombwa nevavengi;

Itai kuti nzira yenyu ijeke pamberi pangu.+

 9 Nekuti hapana chavanotaura chingavimbwa nacho;

Hapana chiri mukati mavo kunze kwekurongera vamwe zvakaipa;

Huro dzavo iguva rakavhurika;

Vanonyengera nerurimi rwavo.+

10 Asi Mwari achavati vane mhosva;

Mazano avo avanoronga ndiwo achaita kuti vawe.+

Ngavadzingirwe kure nekuda kwezvitadzo zvavo zvakawanda,

Nekuti vakakupandukirai.

11 Asi vese vanopotera kwamuri vachafara;+

Vachagara vachipembera nemufaro.

Muchadzivisa vanoda kuvakuvadza,

Uye vaya vanoda zita renyu vachakufarirai.

12 Nekuti imi Jehovha muchakomborera munhu wese akarurama;

Muchavadzivirira nekuvafarira kwenyu sekudzivirira kunoita nhoo huru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe