RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Amaziya, mambo weJudha (1-6)

      • Hondo nevaEdhomu uye nevaIsraeri (7-14)

      • Kufa kwaJehoashi weIsraeri (15, 16)

      • Kufa kwaAmaziya (17-22)

      • Jerobhoamu Wechipiri, mambo weIsraeri (23-29)

2 Madzimambo 14:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 13:10

2 Madzimambo 14:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:1-4

2 Madzimambo 14:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:5
  • +2Mak 24:2

2 Madzimambo 14:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:14
  • +2Mad 12:1, 3

2 Madzimambo 14:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:20; 2Mak 24:25

2 Madzimambo 14:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 24:16

2 Madzimambo 14:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 8:20
  • +2Sa 8:13; 1Mak 18:12
  • +2Mak 25:11, 12

2 Madzimambo 14:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “tisangane chiso nechiso.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:17-19

2 Madzimambo 14:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Izvi zvakaita semasora uye zvine minzwa.

2 Madzimambo 14:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumuzinda wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:7

2 Madzimambo 14:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:15, 16
  • +Jos 15:10, 12; 21:8, 16
  • +2Mak 25:20-24

2 Madzimambo 14:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kutende rake.”

2 Madzimambo 14:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Mamita anenge 178. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 8:16; 12:38, 39
  • +Jer 31:38; Zek 14:10

2 Madzimambo 14:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Jerobhoamu Wechipiri.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 10:35; 13:9
  • +Ho 1:1; Amo 1:1; 7:10

2 Madzimambo 14:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:1
  • +2Mad 13:10
  • +2Mak 25:25-28

2 Madzimambo 14:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:20

2 Madzimambo 14:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:10

2 Madzimambo 14:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Jehovha Abatsira.” Anonziwo Uziya pana 2Mad 15:13; 2Mak 26:1-23; Isa 6:1; uye Zek 14:5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 1:8
  • +2Mad 15:1, 2
  • +2Mak 26:1

2 Madzimambo 14:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, baba vake Amaziya.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:8; 1Mad 9:26; 2Mad 16:6
  • +2Mak 26:2

2 Madzimambo 14:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 1:1; Amo 1:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 153

2 Madzimambo 14:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28-30; 13:34; Pis 106:20

2 Madzimambo 14:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “panopindwa napo muHamati.”

  • *

    Kureva, Gungwa reMunyu, kana kuti Gungwa Rakafa.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:21; 34:2, 7, 8
  • +Dhe 3:16, 17
  • +Jon 1:1; Mt 12:39
  • +Jos 19:10, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tevedzera, p. 109

    Nharireyomurindi,

    1/1/2009, p. 25

    “Rugwaro Rwose,” p. 153

2 Madzimambo 14:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:7; Vat 10:16; Pis 106:43, 44

2 Madzimambo 14:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 31:20
  • +2Mad 13:4, 5

2 Madzimambo 14:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:6
  • +2Mak 8:3

2 Madzimambo 14:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 14:12Mad 13:10
2 Madz. 14:22Mak 25:1-4
2 Madz. 14:31Mad 15:5
2 Madz. 14:32Mak 24:2
2 Madz. 14:41Mad 15:14
2 Madz. 14:42Mad 12:1, 3
2 Madz. 14:52Mad 12:20; 2Mak 24:25
2 Madz. 14:6Dhe 24:16
2 Madz. 14:72Mad 8:20
2 Madz. 14:72Sa 8:13; 1Mak 18:12
2 Madz. 14:72Mak 25:11, 12
2 Madz. 14:82Mak 25:17-19
2 Madz. 14:102Mad 14:7
2 Madz. 14:112Mak 25:15, 16
2 Madz. 14:11Jos 15:10, 12; 21:8, 16
2 Madz. 14:112Mak 25:20-24
2 Madz. 14:13Ne 8:16; 12:38, 39
2 Madz. 14:13Jer 31:38; Zek 14:10
2 Madz. 14:162Mad 10:35; 13:9
2 Madz. 14:16Ho 1:1; Amo 1:1; 7:10
2 Madz. 14:172Mad 14:1
2 Madz. 14:172Mad 13:10
2 Madz. 14:172Mak 25:25-28
2 Madz. 14:192Mad 12:20
2 Madz. 14:201Mad 2:10
2 Madz. 14:21Mt 1:8
2 Madz. 14:212Mad 15:1, 2
2 Madz. 14:212Mak 26:1
2 Madz. 14:22Dhe 2:8; 1Mad 9:26; 2Mad 16:6
2 Madz. 14:222Mak 26:2
2 Madz. 14:23Ho 1:1; Amo 1:1
2 Madz. 14:241Mad 12:28-30; 13:34; Pis 106:20
2 Madz. 14:25Nu 13:21; 34:2, 7, 8
2 Madz. 14:25Dhe 3:16, 17
2 Madz. 14:25Jon 1:1; Mt 12:39
2 Madz. 14:25Jos 19:10, 13
2 Madz. 14:26Eks 3:7; Vat 10:16; Pis 106:43, 44
2 Madz. 14:27Jer 31:20
2 Madz. 14:272Mad 13:4, 5
2 Madz. 14:282Sa 8:6
2 Madz. 14:282Mak 8:3
2 Madz. 14:292Mad 15:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 14:1-29

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

14 Mugore rechipiri raJehoashi+ mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri, Amaziya mwanakomana waMambo Jehoashi weJudha akava mambo. 2 Aiva nemakore 25 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 29 muJerusarema. Amai vake vaiva vemuJerusarema uye vainzi Jehoadhini.+ 3 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha, asi haana kusvika pana tateguru vake Dhavhidhi.+ Akaita zvese zvakanga zvaitwa nababa vake Jehoashi.+ 4 Zvisinei, nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa,+ uye vanhu vakanga vachiri kubayira nekukwidza utsi hwezvibayiro panzvimbo dzakakwirira.+ 5 Paakangosimbisa umambo hwake, akauraya varanda vake vakanga vauraya mambo, ivo baba vake.+ 6 Asi haana kuuraya vanakomana vemhondi dzacho, maererano nemurayiro waJehovha wakanyorwa mubhuku reMutemo waMozisi unoti: “Vanababa havafaniri kuurayirwa zvivi zvevanakomana vavo, uye vanakomana havafaniri kuurayirwa zvivi zvavanababa vavo; asi mumwe nemumwe anofanira kuurayirwa chivi chake.”+ 7 Akauraya vaEdhomu+ muBani reMunyu,+ varume 10 000, akatora Sera muhondo yacho,+ uye yakatumidzwa kuti Jokteeri uye ndiro zita rayo nanhasi.

8 Panguva iyoyo Amaziya akatuma nhume kuna Jehoashi mwanakomana waJehoahazi mwanakomana waJehu mambo weIsraeri, achiti: “Uya tirwisane.”*+ 9 Mambo Jehoashi weIsraeri akatumira shoko kuna Mambo Amaziya weJudha, achiti: “Utumbambeva* hwemuRebhanoni hwakatumira shoko kumuti wemusidhari wemuRebhanoni, huchiti, ‘Ipa mwanakomana wangu mwanasikana wako kuti ave mudzimai wake.’ Asi imwe mhuka yesango yemuRebhanoni yakapfuura nepo ikatsika-tsika utumbambeva hwacho. 10 Wakaparadza Edhomu,+ saka mwoyo wako wava kuzvikudza. Fara nekukudzwa kwako, asi gara mumba mako.* Unodirei kutsvaga dambudziko woparara, iwe pamwe chete nevaJudha?” 11 Asi Amaziya haana kuteerera.+

Saka Mambo Jehoashi weIsraeri akaenda, uye akarwisana naMambo Amaziya weJudha paBheti-shemeshi+ yeJudha.+ 12 Judha yakakundwa neIsraeri, saka mumwe nemumwe akatizira kumba kwake.* 13 Mambo Jehoashi weIsraeri akabata Mambo Amaziya weJudha, mwanakomana waJehoashi mwanakomana waAhaziya kuBheti-shemeshi. Vakabva vasvika kuJerusarema, uye akaputsa rusvingo rweJerusarema kubva paGedhi raEfremu+ kusvika kuGedhi Repakona,+ makubhiti 400.* 14 Akatora goridhe rese nesirivha nemidziyo yese yaiva muimba yaJehovha nemaichengeterwa pfuma yeimba yamambo, uye akatorawo vasungwa. Akabva adzokera kuSamariya.

15 Kana iri nhoroondo yese yaJehoashi, zvaakaita uye simba rake nekurwa kwaakaita naMambo Amaziya weJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eIsraeri? 16 Jehoashi akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye akavigwa muSamariya+ pamwe chete nemadzimambo eIsraeri; uye mwanakomana wake Jerobhoamu*+ akava mambo panzvimbo yake.

17 Amaziya+ mwanakomana waJehoashi+ mambo weJudha akararama kwemakore 15 pashure pekufa kwaJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri.+ 18 Kana iri nhoroondo yese yaAmaziya haina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha? 19 Akazopandukirwa+ kuJerusarema, achibva atizira kuRakishi, asi vakatuma varume vakamutevera kuRakishi, vakamuurayira ikoko. 20 Saka vakamutakura nemabhiza vakadzoka naye, uye akavigwa muJerusarema pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi.+ 21 Vanhu vese veJudha vakabva vatora Azariya,*+ uyo aiva nemakore 16,+ vakamugadza kuva mambo panzvimbo yababa vake Amaziya.+ 22 Akavakazve Erati,+ akaidzorera kuna Judha pashure pekunge mambo* aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake.+

23 Mugore rechi15 raAmaziya mwanakomana waJehoashi mambo weJudha, Jerobhoamu+ mwanakomana waMambo Jehoashi weIsraeri akava mambo muSamariya, uye akatonga kwemakore 41. 24 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha. Haana kurega zvivi zvese zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati zvaakakonzera kuti vaIsraeri vaite.+ 25 Akadzorera muganhu weIsraeri kubva kuRebhohamati*+ kusvika kuGungwa reArabha,*+ sezvakanga zvataurwa naJehovha Mwari waIsraeri achishandisa muranda wake Jona+ mwanakomana waAmitai, muprofita wekuGati-heferi.+ 26 Nekuti Jehovha akanga aona kutambudzika kukuru kwaiita vaIsraeri.+ Pakanga pasisina munhu aikwanisa kubatsira vaIsraeri, angava murombo kana munhu wepasi pasi. 27 Asi Jehovha akanga avimbisa kuti aisazoita kuti zita raIsraeri ridzimwe pasi pedenga.+ Saka akavaponesa neruoko rwaJerobhoamu mwanakomana waJehoashi.+

28 Kana iri nhoroondo yese yaJerobhoamu, zvese zvaakaita uye simba rake, kurwa kwaakaita nekudzorera kwaakaita Dhamasiko+ neHamati+ kuJudha iri muIsraeri, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eIsraeri? 29 Jerobhoamu akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, pamwe chete nemadzimambo eIsraeri; uye mwanakomana wake Zekariya+ akava mambo panzvimbo yake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe