RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 122
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero werugare rweJerusarema

        • Mufaro wekuenda kuimba yaJehovha (1)

        • Guta rakabatanidzwa pamwe chete kuva rimwe (3)

Pisarema 122:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:15; Pis 27:4; 42:4; 84:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    2/2002, p. 3

    Mukai!,

    11/8/1997, p. 22

Pisarema 122:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 6:6; Pis 84:7; 100:4

Pisarema 122:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2014, p. 24

    9/1/2006, p. 15

Pisarema 122:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:17; Dhe 12:5, 6

Pisarema 122:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:8, 9; 2Mak 19:8
  • +2Sa 7:16; 1Mad 10:18; 1Mak 29:23

Pisarema 122:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:18

Pisarema 122:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:3; Pis 26:8; 69:9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 122:12Sa 6:15; Pis 27:4; 42:4; 84:10
Pis. 122:22Mak 6:6; Pis 84:7; 100:4
Pis. 122:32Sa 5:9
Pis. 122:4Eks 23:17; Dhe 12:5, 6
Pis. 122:5Dhe 17:8, 9; 2Mak 19:8
Pis. 122:52Sa 7:16; 1Mad 10:18; 1Mak 29:23
Pis. 122:6Pis 51:18
Pis. 122:91Mak 29:3; Pis 26:8; 69:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 122:1-9

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi.

122 Ndakafara pavakati kwandiri:

“Handei kuimba yaJehovha.”+

 2 Uye iye zvino tsoka dzedu dzakamira

Mumagedhi ako, iwe Jerusarema.+

 3 Jerusarema rakavakwa seguta

Rakabatanidzwa pamwe chete kuva rimwe.+

 4 Madzinza akakwira achienda ikoko,

Madzinza aJah,*

Maererano nechiyeuchidzo chakapiwa Israeri,

Kuti aonge zita raJehovha.+

 5 Nekuti zvigaro zveumambo zvekutonga zvakaiswa ikoko,+

Zvigaro zveumambo zveimba yaDhavhidhi.+

 6 Kumbirai kuti Jerusarema rive nerugare.+

Iwe guta, vaya vanokuda vachachengeteka.

 7 Rugare ngarurambe ruri mukati merusvingo rwako runodzivirira,

Kuchengeteka ngakurambe kuri mukati meshongwe dzenyu dzakavakwa zvakasimba.

 8 Nekuda kwehama neshamwari dzangu ndichati:

“Rugare ngaruve mukati mako.”

 9 Nekuda kweimba yaJehovha Mwari wedu,+

Ndichakutsvagira zvakanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe