RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Mwari anotaura kuburikidza neMwanakomana wake (1-4)

      • Mwanakomana anopfuura ngirozi (5-14)

VaHebheru 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:3; Nu 12:8; Jer 7:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 54

VaHebheru 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “waakashandisa kuita zvinhu zvese zviriko.” Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Mamiriro Ezvinhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 17:5
  • +Pis 2:8
  • +Joh 1:3; 1VaK 8:6; VaK 1:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/1998, p. 25

VaHebheru 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:14; 17:5
  • +VaK 1:15
  • +VaH 9:26
  • +Pis 110:1; Mab 2:32, 33; 7:55

VaHebheru 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 1:20, 21; 1Pe 3:22
  • +Mab 4:12; VaF 2:9, 10

VaHebheru 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:7
  • +2Sa 7:14; Mk 1:11; Ru 9:35; 2Pe 1:17

VaHebheru 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:14; VaR 8:29; VaK 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    4/8/2000, pp. 30-31

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 23

    4/15/1991, pp. 12-13

    Kukurukurirana, pp. 98-99

VaHebheru 1:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya ine simba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:11; Ru 22:43
  • +Pis 104:4

VaHebheru 1:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yekutonga zvakarurama.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 28:18; Zva 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 6

    Kukurukurirana, pp. 381-382

VaHebheru 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 61:1; Ru 3:21, 22; 4:18
  • +Pis 45:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1992, p. 10

    10/15/1990, p. 29

    1/15/1990, p. 17

VaHebheru 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, p. 374

VaHebheru 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 102:25-27

VaHebheru 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 110:1; Mt 22:44

VaHebheru 1:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “basa rinobatsira ruzhinji.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:7; 91:11; Mab 5:18, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 1:1Eks 24:3; Nu 12:8; Jer 7:25
VaH. 1:2Mt 17:5
VaH. 1:2Pis 2:8
VaH. 1:2Joh 1:3; 1VaK 8:6; VaK 1:16
VaH. 1:3Joh 1:14; 17:5
VaH. 1:3VaK 1:15
VaH. 1:3VaH 9:26
VaH. 1:3Pis 110:1; Mab 2:32, 33; 7:55
VaH. 1:4VaE 1:20, 21; 1Pe 3:22
VaH. 1:4Mab 4:12; VaF 2:9, 10
VaH. 1:5Pis 2:7
VaH. 1:52Sa 7:14; Mk 1:11; Ru 9:35; 2Pe 1:17
VaH. 1:6Joh 1:14; VaR 8:29; VaK 1:15
VaH. 1:7Pis 91:11; Ru 22:43
VaH. 1:7Pis 104:4
VaH. 1:8Mt 28:18; Zva 3:21
VaH. 1:9Isa 61:1; Ru 3:21, 22; 4:18
VaH. 1:9Pis 45:6, 7
VaH. 1:12Pis 102:25-27
VaH. 1:13Pis 110:1; Mt 22:44
VaH. 1:14Pis 34:7; 91:11; Mab 5:18, 19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 1:1-14

Tsamba kuvaHebheru

1 Kare kare Mwari akataura kakawanda uye nenzira dzakawanda nemadzitateguru edu achishandisa vaprofita.+ 2 Iye zvino pakuguma kwemazuva ano akataura nesu achishandisa Mwanakomana,+ uyo waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvese,+ uye waakashandisa kuita mamiriro ezvinhu epanguva dzakasiyana-siyana.*+ 3 Ndiye anoratidza kubwinya kwaMwari+ uye ndiye mufananidzo wake chaiwo,+ uye anotsigira zvinhu zvese neshoko rake rine simba. Uye pashure pekutichenesa pazvivi zvedu,+ akagara kuruoko rwerudyi rwaChangamire wekumusorosoro.+ 4 Saka ava kupfuura ngirozi+ zvekuti akagara nhaka zita rakanakisisa kupfuura mazita adzo.+

5 Semuenzaniso, ingirozi ipi yakambonzi naMwari: “Ndiwe mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako”?+ Uyezve: “Ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu”?+ 6 Asi paanounzazve Dangwe rake+ panyika, anoti: “Ngirozi dzese dzaMwari ngadzimupfugamire.”

7 Anotiwo nezvengirozi: “Anoita kuti ngirozi dzake dzive nesimba,* uye vashumiri vake+ vave moto unoparadza.”+ 8 Asi achitaura nezveMwanakomana anoti: “Mwari ndiye chigaro chako cheumambo+ nariini nariini, uye tsvimbo yeUmambo hwako itsvimbo yekururama.* 9 Wakada kururama uye wakavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta ekupembera nemufaro kupfuura vamwe vako.”+ 10 Uye: “Pakutanga, imi Ishe, makavaka nheyo dzenyika, uye matenga ibasa remaoko enyu. 11 Zvichaparara, asi imi mucharamba muripo; uye zvichasakara senguo, 12 uye muchazvipeta sejira, sechipfeko, zvochinjwa. Asi imi munoramba makadaro, uye makore enyu haazomboperi.”+

13 Asi pangirozi dzese, ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+ 14 Dzese hadzisi mweya inoita basa dzvene* here,+ yakatumwa kuzoshumira vaya vachagara nhaka yeruponeso?

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe