RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mambo anokudzwa anopinda pamagedhi

        • ‘Nyika ndeyaJehovha’ (1)

Pisarema 24:mashoko ekusuma

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2009, p. 29

Pisarema 24:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:11; Job 41:11; 1VaK 10:26

Pisarema 24:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:9; Job 38:11; Pis 136:6; Jer 5:22

Pisarema 24:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 15:1-5

Pisarema 24:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wangu,” kureva upenyu hwaJehovha hunenge hwapikwa nahwo nemunhu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:21; Isa 33:15, 16; Mt 5:8
  • +Pis 34:12, 13; Mar 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 4

Pisarema 24:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 128:1-5
  • +Isa 12:2

Pisarema 24:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Simukai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 118:19; 122:2
  • +2Sa 6:15; Pis 48:1-3

Pisarema 24:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 93:1
  • +Eks 15:3; 1Sa 17:47; 2Mak 20:15; Isa 42:13

Pisarema 24:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 118:19

Pisarema 24:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 24:11Mak 29:11; Job 41:11; 1VaK 10:26
Pis. 24:2Ge 1:9; Job 38:11; Pis 136:6; Jer 5:22
Pis. 24:3Pis 15:1-5
Pis. 24:42Sa 22:21; Isa 33:15, 16; Mt 5:8
Pis. 24:4Pis 34:12, 13; Mar 3:5
Pis. 24:5Pis 128:1-5
Pis. 24:5Isa 12:2
Pis. 24:7Pis 118:19; 122:2
Pis. 24:72Sa 6:15; Pis 48:1-3
Pis. 24:8Pis 93:1
Pis. 24:8Eks 15:3; 1Sa 17:47; 2Mak 20:15; Isa 42:13
Pis. 24:9Pis 118:19
Pis. 24:101Mak 29:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 24:1-10

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

24 Nyika nezvese zviri mairi ndezvaJehovha,+

Pasi pese nevanogarapo ndezvake.

 2 Nekuti akaimisa zvakasimba pamusoro pemakungwa+

Uye akaisimbisa kwazvo pamusoro penzizi.

 3 Ndiani angakwira kugomo raJehovha,+

Uye ndiani angamira munzvimbo yake tsvene?

 4 Wese ane maoko asina mhosva nemwoyo wakachena,+

Asina kupika zvenhema neupenyu hwangu,*

Kana kuti asina kuita mhiko achinyengera.+

 5 Achagamuchira makomborero kubva kuna Jehovha+

Nekururama kubva kuna Mwari wake weruponeso.+

 6 Ichi ndicho chizvarwa chevaya vanomutsvaga,

Chevaya vari kutsvaga chiso chenyu, haiwa Mwari waJakobho. (Sera)

 7 Simudzai misoro yenyu imi magedhi;+

Zarukai* imi masuo ekare kare,

Kuti Mambo anokudzwa apinde!+

 8 Ndiani Mambo uyu anokudzwa?

NdiJehovha, akasimba uye ane simba guru,+

NdiJehovha, ane simba pakurwa.+

 9 Simudzai misoro yenyu imi magedhi;+

Zarukai imi masuo ekare kare,

Kuti Mambo anokudzwa apinde!

10 Ndiani Mambo anokudzwa uyu?

Jehovha wemauto ndiye Mambo wacho anokudzwa.+ (Sera)

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe