RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 49
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuvimba nepfuma hakuna maturo

        • Hapana munhu anogona kudzikinura mumwe (7, 8)

        • Mwari anodzikinura kubva muGuva (15)

        • Pfuma haigoni kuponesa parufu (16, 17)

Pisarema 49:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 49:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:5

Pisarema 49:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nezvitadzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1

Pisarema 49:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:17, 18; Zvi 18:11
  • +Jer 9:23; 1Ti 6:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, p. 300

Pisarema 49:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:4; Mt 16:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1991, p. 14

    Kukurukurirana, p. 300

Pisarema 49:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wavo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1991, p. 14

Pisarema 49:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “guva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:48

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, p. 300

Pisarema 49:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:16; VaR 5:12
  • +Pis 39:6; Zvi 11:4; 23:4; Mup 2:18; Ru 12:19, 20

Pisarema 49:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:5; Jak 1:11
  • +Pis 49:20

Pisarema 49:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 12:19, 20

Pisarema 49:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “Sheori ichava.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mar 4:3
  • +Pis 39:11
  • +Job 24:19
  • +1Sa 2:6; Job 7:9

Pisarema 49:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achadzikinura mweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “paruoko rweSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 33:28; Pis 16:10; 30:3; 86:13

Pisarema 49:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 1:21; Mup 5:15; 1Ti 6:17
  • +Isa 10:3

Pisarema 49:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anorumbidza mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 12:19
  • +Zvi 14:20

Pisarema 49:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 49:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 49:3Pis 143:5
Pis. 49:5Pis 27:1
Pis. 49:6Dhe 8:17, 18; Zvi 18:11
Pis. 49:6Jer 9:23; 1Ti 6:17
Pis. 49:7Zvi 11:4; Mt 16:26
Pis. 49:9Pis 89:48
Pis. 49:10Mup 2:16; VaR 5:12
Pis. 49:10Pis 39:6; Zvi 11:4; 23:4; Mup 2:18; Ru 12:19, 20
Pis. 49:12Pis 39:5; Jak 1:11
Pis. 49:12Pis 49:20
Pis. 49:13Ru 12:19, 20
Pis. 49:14Mar 4:3
Pis. 49:14Pis 39:11
Pis. 49:14Job 24:19
Pis. 49:141Sa 2:6; Job 7:9
Pis. 49:15Job 33:28; Pis 16:10; 30:3; 86:13
Pis. 49:17Job 1:21; Mup 5:15; 1Ti 6:17
Pis. 49:17Isa 10:3
Pis. 49:18Ru 12:19
Pis. 49:18Zvi 14:20
Pis. 49:20Pis 49:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 49:1-20

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwevanakomana vaKora.+

49 Inzwai izvi, imi marudzi.

Nyatsoteererai, imi mese vagari vepanyika,

 2 Mese vakuru nevadiki,

Vapfumi nevarombo.

 3 Muromo wangu uchataura zveuchenjeri,

Uye zvandinofungisisa mumwoyo wangu+ zvicharatidza kunzwisisa.

 4 Ndichanyatsoteerera chirevo;

Ndichatsanangura chirahwe changu nerudimbwa.

 5 Nei ndichifanira kutya munguva dzematambudziko,+

Pandinenge ndakakombwa nezvakaipa* zvevaya vari kuedza kundiwisira pasi?

 6 Vaya vari kuvimba nepfuma yavo+

Uye vanozvirumbidza pamusoro peupfumi hwavo hwakawanda,+

 7 Hapana kana mumwe chete wavo anogona kudzikinura hama yake

Kana kupa Mwari rudzikinuro nekuda kwake,+

 8 (Mutengo wekudzikinura upenyu hwavo* unokosha kwazvo

Zvekuti havambofa vakaukwanisa);

 9 Kuti ararame nekusingaperi, orega kuona gomba.*+

10 Anoona kuti kunyange vanhu vakachenjera vanofa;

Benzi uye munhu asingafungi vanoparara pamwe chete,+

Uye vanofanira kusiyira vamwe pfuma yavo.+

11 Chido chavo ndechekuti dzimba dzavo dzigare nekusingaperi,

Matende avo agare kwezvizvarwa nezvizvarwa.

Vakatumidza nzvimbo dzavo mazita avo.

12 Asi munhu, kunyange achikudzwa, haarambi aripo;+

Hapana paanopfuura mhuka dzinoparara.+

13 Iyi ndiyo nzira yemapenzi+

Neyevaya vanovatevera, vanofarira mashoko avo asina maturo. (Sera)

14 Vanoendeswa kuGuva* semakwai ari kunourayiwa.

Rufu ruchavafudza;

Vakarurama vachavatonga+ mangwanani.

Vachanyangarika;+

Guva richava*+ imba yavo panzvimbo pekugara mudzimba dzemaoresa.+

15 Asi Mwari achandidzikinura* pasimba reGuva,*+

Nekuti achandibata neruoko rwake. (Sera)

16 Usatya mumwe munhu nekuti ava mupfumi,

Kukudzwa kweimba yake kwawedzera,

17 Nekuti paanofa hapana chaanokwanisa kuenda nacho;+

Kukudzwa kwake hakuendi naye.+

18 Nekuti paanenge ari mupenyu anozvirumbidza.*+

(Vanhu vanokukudza paunobudirira.)+

19 Asi anozopedzisira abatana nechizvarwa chemadzitateguru ake.

Havazomboonizve chiedza.

20 Munhu asinganzwisisi izvi, kunyange achikudzwa,+

Hapana paanopfuura mhuka dzinoparara.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe