RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 28
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Mashoko aDhavhidhi nezvekuvakwa kwetemberi (1-8)

      • Soromoni anorayirwa; anopiwa purani yekuvaka (9-21)

1 Makoronike 28:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1
  • +Eks 18:25
  • +1Mak 27:25, 29
  • +1Mak 3:1-9
  • +1Mak 11:10

1 Makoronike 28:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 132:3-5
  • +1Mak 22:2-4

1 Makoronike 28:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:4
  • +1Mak 22:7, 8

1 Makoronike 28:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:1, 13; 2Sa 7:8; Pis 89:20
  • +Ge 49:10; 1Mak 5:2; Pis 60:7
  • +Rut 4:22
  • +1Sa 13:14; 16:11, 12

1 Makoronike 28:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:1-9
  • +1Mak 22:9
  • +1Mak 17:14; 2Mak 1:8

1 Makoronike 28:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:13, 14

1 Makoronike 28:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:13, 14; Pis 72:8
  • +Dhe 12:1; 1Mad 6:12

1 Makoronike 28:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:3

1 Makoronike 28:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “wakanyatsozvipira.”

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “unoda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 10:12
  • +1Sa 16:7; 1Mak 29:17; Zvi 17:3; Zva 2:23
  • +Dhe 31:21; Pis 139:2
  • +Mt 7:7; VaH 11:6; Jak 4:8
  • +Dhe 31:17; 2Mak 15:2; VaH 10:38

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 58

    Nharireyomurindi,

    7/1/2015, p. 14

    11/1/2010, p. 30

    10/15/2008, p. 7

    2/15/2005, p. 19

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 242

1 Makoronike 28:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “neimba yekuyananisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 8:5
  • +2Mak 3:4
  • +Re 16:2; 1Mad 6:19

1 Makoronike 28:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “apiwa nemweya.”

  • *

    Kana kuti “zvakatsaurwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:36; 7:12
  • +1Mak 9:26; 26:20

1 Makoronike 28:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:1

1 Makoronike 28:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 4:7

1 Makoronike 28:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, zvingwa zvekuratidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 4:8, 19

1 Makoronike 28:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:48, 50

1 Makoronike 28:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:48
  • +Pis 18:10
  • +Eks 25:20; 1Sa 4:4; 1Mad 6:23

1 Makoronike 28:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:9, 40
  • +1Mak 28:11

1 Makoronike 28:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:6; Jos 1:6, 9; VaR 8:31
  • +Jos 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2017, pp. 28-29, 32

1 Makoronike 28:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 24:1
  • +1Mak 24:20
  • +Eks 36:1, 2
  • +1Mak 22:17; 28:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 28:11Mak 27:1
1 Mak. 28:1Eks 18:25
1 Mak. 28:11Mak 27:25, 29
1 Mak. 28:11Mak 3:1-9
1 Mak. 28:11Mak 11:10
1 Mak. 28:2Pis 132:3-5
1 Mak. 28:21Mak 22:2-4
1 Mak. 28:31Mak 17:4
1 Mak. 28:31Mak 22:7, 8
1 Mak. 28:41Sa 16:1, 13; 2Sa 7:8; Pis 89:20
1 Mak. 28:4Ge 49:10; 1Mak 5:2; Pis 60:7
1 Mak. 28:4Rut 4:22
1 Mak. 28:41Sa 13:14; 16:11, 12
1 Mak. 28:51Mak 3:1-9
1 Mak. 28:51Mak 22:9
1 Mak. 28:51Mak 17:14; 2Mak 1:8
1 Mak. 28:62Sa 7:13, 14
1 Mak. 28:71Mak 17:13, 14; Pis 72:8
1 Mak. 28:7Dhe 12:1; 1Mad 6:12
1 Mak. 28:8Dhe 6:3
1 Mak. 28:9Dhe 10:12
1 Mak. 28:91Sa 16:7; 1Mak 29:17; Zvi 17:3; Zva 2:23
1 Mak. 28:9Dhe 31:21; Pis 139:2
1 Mak. 28:9Mt 7:7; VaH 11:6; Jak 4:8
1 Mak. 28:9Dhe 31:17; 2Mak 15:2; VaH 10:38
1 Mak. 28:11VaH 8:5
1 Mak. 28:112Mak 3:4
1 Mak. 28:11Re 16:2; 1Mad 6:19
1 Mak. 28:121Mad 6:36; 7:12
1 Mak. 28:121Mak 9:26; 26:20
1 Mak. 28:131Mak 24:1
1 Mak. 28:152Mak 4:7
1 Mak. 28:162Mak 4:8, 19
1 Mak. 28:171Mad 7:48, 50
1 Mak. 28:181Mad 7:48
1 Mak. 28:18Pis 18:10
1 Mak. 28:18Eks 25:20; 1Sa 4:4; 1Mad 6:23
1 Mak. 28:19Eks 25:9, 40
1 Mak. 28:191Mak 28:11
1 Mak. 28:20Dhe 31:6; Jos 1:6, 9; VaR 8:31
1 Mak. 28:20Jos 1:5
1 Mak. 28:211Mak 24:1
1 Mak. 28:211Mak 24:20
1 Mak. 28:21Eks 36:1, 2
1 Mak. 28:211Mak 22:17; 28:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 28:1-21

Bhuku Rekutanga reMakoronike

28 Dhavhidhi akabva aunganidza machinda ese eIsraeri kuJerusarema: machinda emadzinza, vakuru vemapoka+ aishumira mambo, vakuru vezviuru nevakuru vemazana,+ vakuru vezvinhu zvese nezvipfuwo zvese zvamambo+ nezvevanakomana vake,+ pamwe chete nevakuru vemumuzinda, nemurume wese aiva nesimba uye akashinga.+ 2 Mambo Dhavhidhi akabva asimuka, akati:

“Pamusoroi hama dzangu nevanhu vangu. Ndaiva nechido mumwoyo mangu chekuvaka imba yekuti areka yesungano yaJehovha izororere uye ive chekutsika chetsoka dzaMwari wedu,+ uye ndakagadzirira zvinodiwa pakuvaka.+ 3 Asi Mwari wechokwadi akati kwandiri, ‘Hauzovakiri zita rangu imba+ nekuti uri murume wehondo uye wakadeura ropa.’+ 4 Zvisinei, Jehovha Mwari waIsraeri akandisarudza paimba yese yababa vangu kuti ndive mambo weIsraeri nekusingaperi,+ nekuti akasarudza Judha kuti ave mutungamiriri+ uye muimba yaJudha akasarudza imba yababa vangu,+ uye pavanakomana vababa vangu, ndini waakafarira, kuti andigadze kuva mambo weIsraeri yese.+ 5 Jehovha akandipa vanakomana vakawanda uye pavanakomana vacho vese,+ akasarudza mwanakomana wangu Soromoni+ kuti agare pachigaro cheumambo chaJehovha achitungamirira vaIsraeri.+

6 “Akati kwandiri, ‘Mwanakomana wako Soromoni ndiye achavaka imba yangu nezvivanze zvangu, nekuti ndamusarudza kuti ave mwanakomana wangu uye ini ndichava baba vake.+ 7 Ndichasimbisa umambo hwake nekusingaperi+ kana akanyatsozvipira kuramba achichengeta mirayiro yangu nemitongo yangu+ sezvaari kuita iye zvino.’ 8 Saka ndiri kutaura pamberi pevaIsraeri vese, iyo ungano yaJehovha, Mwari wedu achinzwa, ndichiti: Nyatsochengetai uye tsvagai mirayiro yese yaJehovha Mwari wenyu, kuti mutore nyika yakanaka+ moita kuti ive nhaka yevanakomana venyu vanokuteverai yavacharamba vainayo.

9 “Zvino iwe mwanakomana wangu Soromoni, ziva Mwari wababa vako, umushumire nemwoyo wakaperera*+ uye nemweya* unofara,* nekuti Jehovha anoongorora mwoyo yese,+ uye anonzwisisa kese kangafungwa nemunhu.+ Kana ukamutsvaga, achaita kuti umuwane,+ asi kana ukamusiya achakuramba nekusingaperi.+ 10 Funga nezvazvo, nekuti Jehovha akusarudza kuti uvake imba kuti ive nzvimbo tsvene. Shinga utange basa.”

11 Dhavhidhi akabva apa mwanakomana wake Soromoni purani+ yevharanda neyedzimba dzayo,+ nedzimba dzayo dzekuchengetera zvinhu, nedzimba dzepadenga rayo, nedzimba dzayo dzemukati, neimba yechekukwidibirisa chekuyananisa.*+ 12 Akamupa purani yezvinhu zvese yaakanga apiwa achiita zvekufemerwa* yezvivanze+ zveimba yaJehovha, yedzimba dzese dzekudyira dzaiva kumativi ese, yedzimba dzekuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi, uye dzimba dzepfuma yezvinhu zvakatsveneswa;*+ 13 akamurayirawo zvekuita pamusoro pemapoka evapristi+ neevaRevhi, pamusoro pebasa rese repaimba yaJehovha, nemidziyo yese yebasa repaimba yaJehovha; 14 uye pamusoro peuremu hwegoridhe, goridhe remidziyo yese yemabasa akasiyana-siyana, neuremu hwemidziyo yese yesirivha, uye hwemidziyo yese yemabasa akasiyana-siyana; 15 neuremu hwezvigadziko zvemarambi zvegoridhe+ nemarambi azvo egoridhe, uremu hwezvigadziko zvemarambi zvakasiyana-siyana nemarambi azvo, neuremu hwezvigadziko zvemarambi zvesirivha, hwechigadziko chimwe nechimwe chemarambi nemarambi acho zvichienderana nezvachaishandiswa; 16 uyewo uremu hwegoridhe rematafura ezvingwa zvinoturikidzaniswa,*+ retafura imwe neimwe, pamwe chete nesirivha yematafura esirivha, 17 nemaforogo, ndiro, nemajagi zvegoridhe rakanatswa, neuremu hwendiro diki dzegoridhe,+ hwendiro diki imwe neimwe, neuremu hwendiro diki dzesirivha, hwendiro diki imwe neimwe. 18 Akamupawo uremu hwegoridhe rakanatswa reatari yerusenzi,+ neremufananidzo wengoro,+ kureva makerubhi+ egoridhe ainge akatambanudza mapapiro awo, akavharidzira pamusoro peareka yesungano yaJehovha. 19 Dhavhidhi akati: “Ruoko rwaJehovha rwaiva pandiri, uye akandipa njere dzekuti ndigone kunyora zvese+ zviri papurani+ yacho.”

20 Dhavhidhi akabva ati kumwanakomana wake Soromoni: “Shinga usimbe, utange basa. Usatya kana kuvhunduka, nekuti Jehovha Mwari, Mwari wangu, anewe.+ Haazokuregi kana kukusiya,+ asi achava newe kusvikira basa rese reimba yaJehovha rapera. 21 Aya ndiwo mapoka evapristi+ neevaRevhi+ ebasa rese reimba yaMwari wechokwadi. Une vanhu vane chido uye unyanzvi hwekuita mabasa ese,+ pamwe chete nemachinda+ nevanhu vese avo vachaita zvese zvaunovaudza kuti vaite.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe