RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kupotera muna Jehovha

        • “Jehovha ari mutemberi yake tsvene” (4)

        • Mwari anovenga munhu wese anoda zvemhirizhonga (5)

Pisarema 11:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:11; Pis 7:1; 56:11

Pisarema 11:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nheyo dzekutonga zvakarurama.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 18

    5/15/2005, p. 32

Pisarema 11:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maziso ake anopenya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 1:2; Ha 2:20
  • +2Mak 20:6; Pis 103:19; Zva 4:2, 3
  • +2Mak 16:9; Zvi 15:3; Zek 4:10; VaH 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 3-7

Pisarema 11:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wake unovenga.”

  • *

    Kana kuti “zvekurwisana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:5; 7:1
  • +Zvi 3:31; 6:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 53

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, pp. 96-97

    “Rudo rwaMwari,” p. 82

    Nharireyomurindi,

    6/1/2007, p. 6

    9/15/2005, p. 29

    Mukai!,

    6/8/1997, p. 22

Pisarema 11:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “marasha anobvira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:24; Eze 38:22

Pisarema 11:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachafarirwa naye.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4
  • +Pis 146:8
  • +Job 36:7; Pis 34:15; 1Pe 3:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 11:12Mak 14:11; Pis 7:1; 56:11
Pis. 11:4Mik 1:2; Ha 2:20
Pis. 11:42Mak 20:6; Pis 103:19; Zva 4:2, 3
Pis. 11:42Mak 16:9; Zvi 15:3; Zek 4:10; VaH 4:13
Pis. 11:5Ge 6:5; 7:1
Pis. 11:5Zvi 3:31; 6:16, 17
Pis. 11:6Ge 19:24; Eze 38:22
Pis. 11:7Dhe 32:4
Pis. 11:7Pis 146:8
Pis. 11:7Job 36:7; Pis 34:15; 1Pe 3:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 11:1-7

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

11 Ini ndakapotera kuna Jehovha.+

Saka sei muchiti kwandiri:*

“Tizira kugomo rako seshiri!

 2 Tarisai kukunga uta kuri kuita vakaipa;

Vanoisa museve wavo pauta,

Kuti vapfure vane mwoyo yakarurama murima.

 3 Kana nheyo* dzaparadzwa,

Munhu akarurama angaitei?”

 4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+

Chigaro chaJehovha cheumambo chiri kumatenga.+

Maziso ake anoona, uye maziso ake* anonyatsoongorora vanakomana vevanhu.+

 5 Jehovha anoongorora munhu akarurama pamwe chete neakaipa;+

Anovenga* munhu wese anoda zvemhirizhonga.*+

 6 Achanayisira vakaipa misungo;*

Moto nesarufa+ nemhepo inopisa ndizvo zvichaiswa mukapu yavo.

 7 Nekuti Jehovha akarurama;+ anoda mabasa akarurama.+

Vakarurama vachaona chiso chake.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe