RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Mashoko ekupedzisira ekuyambira uye ekukurudzira (1-14)

        • “Rambai muchizviedza kuti muone kana muri pakutenda” (5)

        • Ruramiswai; muchibvumirana pazvinhu zvamunofunga (11)

2 VaKorinde 13:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pasimbiswa nemiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:15; Mt 18:16

2 VaKorinde 13:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:4; 1Pe 3:18
  • +2Ti 2:11, 12
  • +1VaK 6:14

2 VaKorinde 13:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:28; VaG 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2018, p. 13

    Nharireyomurindi,

    7/15/2014, p. 11

    3/15/2014, p. 13

    7/15/2008, p. 28

    7/15/2005, pp. 21-25

    2/15/2005, p. 13

    9/15/2002, p. 18

    4/15/1999, pp. 19-21

    1/15/1998, p. 14

2 VaKorinde 13:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1990, pp. 21-22

2 VaKorinde 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1997, pp. 8-9

2 VaKorinde 13:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1990, pp. 29-31

2 VaKorinde 13:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 4:21

2 VaKorinde 13:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:3, 4
  • +VaF 2:2
  • +1VaT 5:13; Jak 3:17; 1Pe 3:11; 2Pe 3:14
  • +1VaK 14:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2020, pp. 18-23

    Nharireyomurindi,

    9/1/2008, p. 5

    6/1/1996, p. 25

    3/1/1991, pp. 21-22

    11/1/1990, pp. 29-31

2 VaKorinde 13:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Utatu, p. 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 13:1Dhe 19:15; Mt 18:16
2 VaK. 13:4VaR 6:4; 1Pe 3:18
2 VaK. 13:42Ti 2:11, 12
2 VaK. 13:41VaK 6:14
2 VaK. 13:51VaK 11:28; VaG 6:4
2 VaK. 13:101VaK 4:21
2 VaK. 13:112VaK 1:3, 4
2 VaK. 13:11VaF 2:2
2 VaK. 13:111VaT 5:13; Jak 3:17; 1Pe 3:11; 2Pe 3:14
2 VaK. 13:111VaK 14:33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 13:1-14

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

13 Aka kava kechitatu ndichiuya kwamuri. “Nyaya dzese dzinofanira kutongwa papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.”*+ 2 Kunyange zvazvo ndisipo iye zvino, zvinoita sekuti ndiripo kechipiri, uye ndiri kugara ndayambira vaya vakamboita chivi uye vamwe vese, kuti kana ndikauya ikoko handisi kuzovasiya, 3 sezvo muri kutsvaga uchapupu hwekuti Kristu, uyo wamusingaoni semunhu asina simba, asi semunhu ane simba pakati penyu, ari kutaura achishandisa ini. 4 Nekuti iye akarovererwa padanda nekuda kwekusava nesimba, asi mupenyu pamusana pesimba raMwari.+ Ichokwadi kuti isuwo hatina simba pamwe chete naye, asi tichararama pamwe chete+ naye pamusana pesimba raMwari raari kukuratidzai.+

5 Rambai muchizviedza kuti muone kana muri pakutenda; rambai muchizviedza kuti makamira sei.+ Hamuzivi here kuti Jesu Kristu ari pamwe nemi? Kunze kwekunge musingafarirwi naMwari. 6 Ndinovimba zvechokwadi kuti muchazviona kuti tinofarirwa naMwari.

7 Iye zvino tinonyengetera kuna Mwari kuti pasava nechakaipa chamunoita, kwete kuti isu tizviite sevanhu vanofarirwa nevamwe, asi kuti muite zvakanaka, kunyange isu tingaita sevanhu vasingafarirwi nevamwe. 8 Nekuti hapana chatinogona kuita chinopesana nechokwadi, asi tinongoita chete zvinotsigira chokwadi. 9 Chokwadi tinofara pese patinenge tisina simba asi imi muine simba. Uye tinonyengeterera kuti mururamiswe. 10 Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti kana ndavapo, ndirege kuzoshandisa zvakanyanya simba randakapiwa naShe,+ kuti ndikuvakei kwete kukuputsai.

11 Hama dzangu regai ndipedzise nekuti rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara muine rugare;+ uye Mwari werudo newerugare+ achava nemi. 12 Kwazisanai nekutsvoda kutsvene. 13 Vatsvene vese vanokukwazisai.

14 Nyasha dzaShe Jesu Kristu nerudo rwaMwari nekuwadzana mumweya mutsvene ngazvive nemi mese.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe