RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 19
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 19:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:16; Jak 2:5
  • +Zvi 28:6

Zvirevo 19:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anokurumidza netsoka dzake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 3 2020 pp. 4-5

Zvirevo 19:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2013, pp. 10-14

    7/15/2003, p. 23

    8/1/1998, p. 32

    11/15/1992, pp. 15-18

Zvirevo 19:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:20

Zvirevo 19:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:18, 19
  • +Zvi 19:9

Zvirevo 19:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asinganyime.”

Zvirevo 19:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:20
  • +Mup 9:14, 15; Jak 2:2, 3

Zvirevo 19:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

  • *

    ChiHeb., “achawana zvakanaka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:32
  • +Zvi 2:2, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, p. 128

    “Rudo rwaMwari,” p. 108

    Nharireyomurindi,

    7/1/1999, pp. 18-19

Zvirevo 19:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:5; Zva 21:8

Zvirevo 19:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:24, 38, 39; Zvi 30:21, 22; Mup 10:7

Zvirevo 19:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:29; 16:32; Jak 1:19
  • +Ge 50:19-21; Mt 18:21, 22; VaE 4:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 56

    Nharireyomurindi,

    12/1/2014, pp. 12-13

    12/1/2007, pp. 19-20

    7/15/1995, p. 22

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 187

    Mukai!,

    1/2005, pp. 13-14

    4/8/1988, pp. 19-20

    Zivo, p. 166

Zvirevo 19:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kweshumba yava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:14; 20:2; Dha 2:12

Zvirevo 19:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonetsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:21, 22
  • +Zvi 21:9, 19; 27:15

Zvirevo 19:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 24:14; Zvi 18:22; 31:10

Zvirevo 19:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya une usimbe uchaziya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 23:21; 24:33, 34; 2VaT 3:10

Zvirevo 19:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:17
  • +Zvi 15:32

Zvirevo 19:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achamupa mubayiro wezvaanoita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 8; Pis 37:25, 26; VaH 13:16
  • +Zvi 11:24; Mt 5:7; VaH 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 29

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2016, p. 27

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 206-207

    Nharireyomurindi,

    10/15/2010, p. 19

Zvirevo 19:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ranga.”

  • *

    Kana kuti “usafarira kufa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:24; 22:6, 15
  • +1Sa 3:12, 13

Zvirevo 19:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:16-18; 26:21

Zvirevo 19:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:13
  • +Dhe 8:14, 16; VaH 12:7, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2002, p. 32

    Vakabatana, pp. 125-126

Zvirevo 19:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinangwa chaJehovha ndicho chichabudirira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:6, 7; 50:19, 20; Zvi 21:30; Dha 4:35; Mab 5:38, 39

Zvirevo 19:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 6:8

Zvirevo 19:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:27; Mar 3:16
  • +Zvi 12:21

Zvirevo 19:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:9-11; 15:19; 24:30, 31; 26:14, 15

Zvirevo 19:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:2
  • +Zvi 15:5
  • +Zvi 9:9; 21:11

Zvirevo 19:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:12; Re 20:9; Zvi 20:20; 30:17

Zvirevo 19:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 21:9, 10
  • +Zvi 4:16, 17

Zvirevo 19:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:12
  • +Zvi 10:13; 26:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 19:1Zvi 15:16; Jak 2:5
Zvir. 19:1Zvi 28:6
Zvir. 19:2VaR 10:2
Zvir. 19:4Zvi 14:20
Zvir. 19:5Dhe 19:18, 19
Zvir. 19:5Zvi 19:9
Zvir. 19:7Zvi 14:20
Zvir. 19:7Mup 9:14, 15; Jak 2:2, 3
Zvir. 19:8Zvi 15:32
Zvir. 19:8Zvi 2:2, 5
Zvir. 19:9Zvi 19:5; Zva 21:8
Zvir. 19:102Sa 3:24, 38, 39; Zvi 30:21, 22; Mup 10:7
Zvir. 19:11Zvi 14:29; 16:32; Jak 1:19
Zvir. 19:11Ge 50:19-21; Mt 18:21, 22; VaE 4:32
Zvir. 19:12Zvi 16:14; 20:2; Dha 2:12
Zvir. 19:132Sa 16:21, 22
Zvir. 19:13Zvi 21:9, 19; 27:15
Zvir. 19:14Ge 24:14; Zvi 18:22; 31:10
Zvir. 19:15Zvi 23:21; 24:33, 34; 2VaT 3:10
Zvir. 19:16Zvi 16:17
Zvir. 19:16Zvi 15:32
Zvir. 19:17Dhe 15:7, 8; Pis 37:25, 26; VaH 13:16
Zvir. 19:17Zvi 11:24; Mt 5:7; VaH 6:10
Zvir. 19:18Zvi 13:24; 22:6, 15
Zvir. 19:181Sa 3:12, 13
Zvir. 19:191Sa 24:16-18; 26:21
Zvir. 19:20Zvi 4:13
Zvir. 19:20Dhe 8:14, 16; VaH 12:7, 11
Zvir. 19:21Ge 11:6, 7; 50:19, 20; Zvi 21:30; Dha 4:35; Mab 5:38, 39
Zvir. 19:22Mik 6:8
Zvir. 19:23Zvi 14:27; Mar 3:16
Zvir. 19:23Zvi 12:21
Zvir. 19:24Zvi 6:9-11; 15:19; 24:30, 31; 26:14, 15
Zvir. 19:25Dhe 25:2
Zvir. 19:25Zvi 15:5
Zvir. 19:25Zvi 9:9; 21:11
Zvir. 19:26Eks 20:12; Re 20:9; Zvi 20:20; 30:17
Zvir. 19:281Mad 21:9, 10
Zvir. 19:28Zvi 4:16, 17
Zvir. 19:29Zvi 9:12
Zvir. 19:29Zvi 10:13; 26:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 19:1-29

Zvirevo

19 Zviri nani kuva murombo uchifamba wakaperera+

Pane kuva benzi uchitaura manyepo.+

 2 Munhu asina ruzivo haana kunaka,+

Uye munhu anoita zvinhu achikurumidzira* ari kutadza.

 3 Upenzi hwemunhu ndihwo hunokanganisa nzira yake,

Mwoyo wake wozotsamwira Jehovha.

 4 Pfuma inokwezva shamwari dzakawanda,

Asi murombo achasiyiwa kunyange neshamwari yake.+

 5 Chapupu chenhema hachizoregi kurangwa,+

Uye munhu anongotaura zvekunyepa chete haazopukunyuki.+

 6 Vakawanda vanotsvaga kufarirwa nemunhu anokudzwa,*

Uye munhu wese ishamwari yemunhu anopa zvipo.

 7 Hama dzese dzemurombo dzinomuvenga;+

Kuzoti shamwari dzake, dzinotomuramba!+

Anodzitevera nezvikumbiro, asi hapana anomupindura.

 8 Munhu wese anowana njere anoda upenyu hwake.*+

Munhu wese anokoshesa ungwaru achabudirira.*+

 9 Chapupu chenhema hachizoregi kurangwa,

Uye munhu anongotaura zvekunyepa chete achaparara.+

10 Kana benzi risingakodzeri kurarama zveumbozha,

Mushandi haangambotongi machinda!+

11 Njere dzemunhu dzinodzora kutsamwa kwake,+

Uye zvakanaka kuti angosiya zvakadaro kana atadzirwa.+

12 Hasha dzamambo dzakafanana nekuhon’a kweshumba,*+

Asi nyasha dzake dzakaita sedova riri pauswa nemiti.

13 Mwanakomana benzi anounza nhamo pana baba vake,+

Uye mukadzi anogara achipopota* akaita sedenga remba risingamiri kudonha mvura.+

14 Imba nepfuma inhaka inobva kumadzibaba,

Asi mudzimai akangwara anobva kuna Jehovha.+

15 Usimbe hunoita kuti munhu anyanye kunzwa hope,

Uye munhu ane usimbe achaziya* nenzara.+

16 Munhu anochengeta mirayiro anochengeta upenyu hwake;*+

Munhu asina basa nenzira dzake achafa.+

17 Anonzwira tsitsi munhu akaderera anenge achikweretesa Jehovha,+

Uye iye achamuripa zvaanoita.*+

18 Rayira* mwanakomana wako pachiine tariro,+

Uye usava nemhosva yekufa* kwake.+

19 Munhu ane hasha dzakanyanya zvichamuwana;

Kana ukaedza kumununura, uchafanira kuramba uchingozviita.+

20 Teerera zano uye bvuma kurayirwa,*+

Kuti uve akachenjera mune ramangwana.+

21 Zvirongwa zviri mumwoyo memunhu zvizhinji,

Asi zano raJehovha ndiro richabudirira.*+

22 Chinodiwa pamunhu ndirwo rudo rwake rusingachinji;+

Uye zviri nani kuva murombo pane kuva munhu anonyepa.

23 Kutya Jehovha kunotungamirira kuupenyu;+

Munhu anomutya achanyatsodekara, asina chinomuwana.+

24 Simbe inoisa ruoko rwayo mundiro,

Asi haina kana basa nekurudzosa pamuromo wayo.+

25 Rova museki,+ kuti asina ruzivo ave nenjere,+

Uye tsiura anonzwisisa, kuti awedzere ruzivo.+

26 Munhu anoitira baba vake utsinye neanodzinga amai vake

Mwanakomana anonyadzisa uye anoshoresa.+

27 Mwanakomana wangu, kana ukarega kuteerera uchirayirwa,

Ucharasika kubva pamashoko euchenjeri.

28 Chapupu chisingabatsiri chinonyomba kutonga kwakarurama,+

Uye muromo wemunhu akaipa unomedza zvinhu zvakaipa.+

29 Mutongo wakamirira vaseki,+

Uye kurohwa kwakamirira misana yemapenzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe