RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 24:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:5; Zvi 1:10

Zvirevo 24:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:1; 14:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 27

    3/15/1997, p. 14

    Chikoro Choushumiri, pp. 31-32

Zvirevo 24:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:23; Zvi 15:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rudo rwaMwari,” pp. 130-132

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 27

    8/1/1997, p. 26

    3/15/1997, p. 14

Zvirevo 24:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 8:14; 21:22

Zvirevo 24:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kweuchenjeri.”

  • *

    Kana kuti “nekubudirira; nekununurwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:18; Ru 14:31, 32
  • +Zvi 11:14; 13:10; 15:22; Mab 15:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2012, p. 31

Zvirevo 24:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:6; 1VaK 2:14

Zvirevo 24:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:12-14

Zvirevo 24:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ebenzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:10

Zvirevo 24:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “panguva yenhamo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2021, pp. 30-31

    Mukai!,

    nha. 3 2019, p. 12

    nha. 1 2016, p. 5

    Nharireyomurindi,

    8/1/2005, p. 4

Zvirevo 24:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 82:4

Zvirevo 24:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vavariro yemunhu.”

  • *

    Kana kuti “kuona mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:21; 17:3; 21:2
  • +Pis 62:12; Mt 16:27; VaR 2:5, 6

Zvirevo 24:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “hunotapira kumweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:9, 10; 119:103
  • +Zvi 23:18

Zvirevo 24:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:19; 2VaK 1:10
  • +1Sa 26:9, 10; Es 7:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2020, p. 15

    Mukai!,

    nha. 4 2016, p. 6

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 4-5

    10/15/2003, p. 22

    8/1/1997, p. 11

    5/1/1988, p. 15

Zvirevo 24:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 31:29; Zvi 17:5; 25:21, 22

Zvirevo 24:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 26:2, 3; Zek 1:15

Zvirevo 24:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:18, 27; Zvi 10:7
  • +Zvi 13:9

Zvirevo 24:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanoda kuchinja zvinhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 24:6, 7; 1Pe 2:17
  • +2Sa 15:12

Zvirevo 24:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Jehovha namambo.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:2, 31
  • +Zvi 20:2

Zvirevo 24:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:15; Dhe 1:16, 17; 16:19; 2Mak 19:7; 1Ti 5:21

Zvirevo 24:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1989, p. 5

Zvirevo 24:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:17; 1Ti 5:20
  • +Zvi 28:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1989, p. 5

Zvirevo 24:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Kupindura pasina zvekutenderera kwakaita sekutsvoda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1989, p. 5

Zvirevo 24:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, p. 137

    “Rudo rwaMwari,” p. 116

    Nharireyomurindi,

    12/15/2009, p. 3

    10/15/2009, p. 12

    8/15/1997, p. 19

Zvirevo 24:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:16
  • +VaE 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 36

Zvirevo 24:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichamubata.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:22; VaR 12:17, 19; 1VaT 5:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzidzisi, p. 103

Zvirevo 24:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:10, 11

Zvirevo 24:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:4; 22:13; Mup 10:18

Zvirevo 24:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 10:4; 23:21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 24:1Pis 26:5; Zvi 1:10
Zvir. 24:3Zvi 9:1; 14:1
Zvir. 24:41Mad 10:23; Zvi 15:6
Zvir. 24:5Zvi 8:14; 21:22
Zvir. 24:6Zvi 20:18; Ru 14:31, 32
Zvir. 24:6Zvi 11:14; 13:10; 15:22; Mab 15:5, 6
Zvir. 24:7Zvi 14:6; 1VaK 2:14
Zvir. 24:8Zvi 6:12-14
Zvir. 24:9Zvi 22:10
Zvir. 24:11Pis 82:4
Zvir. 24:12Zvi 5:21; 17:3; 21:2
Zvir. 24:12Pis 62:12; Mt 16:27; VaR 2:5, 6
Zvir. 24:14Pis 19:9, 10; 119:103
Zvir. 24:14Zvi 23:18
Zvir. 24:16Pis 34:19; 2VaK 1:10
Zvir. 24:161Sa 26:9, 10; Es 7:10
Zvir. 24:17Job 31:29; Zvi 17:5; 25:21, 22
Zvir. 24:18Eze 26:2, 3; Zek 1:15
Zvir. 24:20Pis 73:18, 27; Zvi 10:7
Zvir. 24:20Zvi 13:9
Zvir. 24:211Sa 24:6, 7; 1Pe 2:17
Zvir. 24:212Sa 15:12
Zvir. 24:22Nu 16:2, 31
Zvir. 24:22Zvi 20:2
Zvir. 24:23Re 19:15; Dhe 1:16, 17; 16:19; 2Mak 19:7; 1Ti 5:21
Zvir. 24:24Zvi 17:15
Zvir. 24:25Re 19:17; 1Ti 5:20
Zvir. 24:25Zvi 28:23
Zvir. 24:26Zvi 27:5
Zvir. 24:28Eks 20:16
Zvir. 24:28VaE 4:25
Zvir. 24:29Zvi 20:22; VaR 12:17, 19; 1VaT 5:15
Zvir. 24:30Zvi 6:10, 11
Zvir. 24:31Zvi 20:4; 22:13; Mup 10:18
Zvir. 24:34Zvi 10:4; 23:21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 24:1-34

Zvirevo

24 Usaitira shanje vanhu vakaipa,

Uye usava neshungu dzekufambidzana navo,+

 2 Nekuti mwoyo yavo inofungisisa zvinhu zvemhirizhonga,

Uye miromo yavo inotaura nezvekukonzera dambudziko.

 3 Uchenjeri hunomisa imba,+

Uye ungwaru hunoisimbisa.

 4 Ruzivo runoita kuti dzimba dzayo dzemukati dzizare

Nezvinhu zvinokosha zvemarudzi akasiyana-siyana uye pfuma inofadza.+

 5 Munhu akachenjera ane simba,+

Uye ruzivo runoita kuti munhu awedzere simba rake.

 6 Kutungamirira kweunyanzvi* kuchaita kuti urwe hondo yako,+

Uye kana vanopa mazano vakawanda panova nekukunda.*+

 7 Uchenjeri hwechokwadi hauwanikwi nebenzi;+

Harina zvekutaura pagedhi reguta.

 8 Munhu wese anoronga mazano akaipa

Achanzi muruki wemazano akashata.+

 9 Mazano eupenzi* chivi,

Uye vanhu vanosema museki.+

10 Kana ukaora mwoyo pazuva rekutambudzika,*

Simba rako rinova shoma.

11 Nunura vaya vari kuendeswa kunofa,

Uye dzora vaya vari kutatarika vachienda kunourayiwa.+

12 Kana ukati, “Asi takanga tisingazvizivi,”

Iye anoongorora mwoyo* haazvizivi here?+

Iye ari kukuona* anozviziva

Uye achapa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

13 Mwanakomana wangu, idya uchi, nekuti hwakanaka;

Uchi hwemumazinga hunotapira mukanwa mako.

14 Ziva kuti uchenjeri hwakakunakirawo* saizvozvo.+

Kana ukahuwana, uchava neramangwana rakanaka

Uye tariro yako haizoparadzwi.+

15 Usahwandira pedyo neimba yemunhu akarurama uchida kuita zvakaipa;

Usaparadza nzvimbo yake yaanozororera.

16 Nekuti munhu akarurama angawa kanomwe, asi achasimuka zvakare,+

Asi vakaipa vachagumburwa nedambudziko.+

17 Kana muvengi wako akawa, rega kufara,

Uye kana akagumburwa, usafara nechemumwoyo;+

18 Ukadaro, Jehovha achazviona akasafara,

Uye achabva arega kumutsamwira.+

19 Usagumbuka pamusana pevanhu vakaipa;

Usaitira shanje vanhu vakaipa,

20 Nekuti munhu wese akaipa haana ramangwana;+

Rambi revakaipa richadzimwa.+

21 Mwanakomana wangu, itya Jehovha namambo.+

Uye usashamwaridzana nevanonyunyuta,*+

22 Nekuti njodzi ichauya pavari vasingafungiri.+

Ndiani anoziva kuti vachavaparadza* sei?+

23 Mashoko ayawo ndeevakachenjera:

Kusarura pakutonga hakuna kunaka.+

24 Munhu wese anoti kune munhu akaipa, “Wakarurama,”+

Achatukwa nevanhu uye achapiwa mhosva nemarudzi.

25 Asi zvichafambira zvakanaka vaya vanomutsiura;+

Vachawana makomborero ezvinhu zvakanaka.+

26 Vanhu vachatsvoda miromo yemunhu anopindura chokwadi.*+

27 Gadzirira basa rako rekunze, uye gadzirira zvinhu zvako zvese mumunda;

Wozovaka imba yako.

28 Usapa mhosva muvakidzani wako pasina chikonzero.+

Usashandisa miromo yako kunyengera vamwe.+

29 Usati: “Ndichamuita zvaakandiita;

Ndichamutsiva maererano nezvaakaita.”*+

30 Ndakapfuura nepamunda wesimbe,+

Pamunda wemizambiringa wemunhu asina pfungwa.*

31 Ndakaona kuti wakanga wazara masora;

Masora anobaya akanga ava pese pese,

Uye rusvingo rwawo rwematombo rwakanga rwaputsika.+

32 Ndakazvicherechedza ndikazviisa mumwoyo;

Ndakazviona uye ndakawana chidzidzo ichi:

33 Kumboti rarei, kumboti tsimwairei,

Kumboti zororei wakapeta maoko,

34 Urombo huchabva hwauya pauri semauyiro anoita gororo,

Uye nhamo ichauya pauri semauyiro anoita munhu akabata chombo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe