RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 79
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero pakarwiswa vanhu vaMwari nemarudzi

        • “Tava kuzvidzwa” (4)

        • ‘Tibatsirei nekuda kwezita renyu’ (9)

        • “Tsivai vavakidzani vedu zvakapetwa kanomwe” (12)

Pisarema 79:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1

Pisarema 79:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:17
  • +2Mad 24:12, 13; Pis 74:3, 7; Mari 1:10
  • +2Mad 25:9, 10; 2Mak 36:17-19; Jer 52:13

Pisarema 79:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:33; 15:3; 34:20

Pisarema 79:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 14:16; 16:4

Pisarema 79:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:37; Eze 36:4

Pisarema 79:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:1; 85:5; Isa 64:9
  • +Zef 1:18

Pisarema 79:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:25

Pisarema 79:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:20, 21

Pisarema 79:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:34
  • +Pis 69:17; Mari 3:22

Pisarema 79:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “fukidzai.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:35
  • +Jos 7:9; 1Sa 12:22; 2Mak 14:11; Pis 115:1, 2; Isa 48:9; Jer 14:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

Pisarema 79:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 2:17
  • +Jer 51:35; Eze 36:23

Pisarema 79:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ruoko rwenyu.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kusunungura.”

  • *

    ChiHeb., “vanakomana verufu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 2:23; Isa 42:6, 7
  • +Pis 102:19, 20

Pisarema 79:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 12:14
  • +Pis 74:18

Pisarema 79:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:1; 95:7; 100:3
  • +Pis 145:4; Isa 43:21

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 79:mashoko ekusuma1Mak 25:1
Pis. 79:1Eks 15:17
Pis. 79:12Mad 24:12, 13; Pis 74:3, 7; Mari 1:10
Pis. 79:12Mad 25:9, 10; 2Mak 36:17-19; Jer 52:13
Pis. 79:2Jer 7:33; 15:3; 34:20
Pis. 79:3Jer 14:16; 16:4
Pis. 79:4Dhe 28:37; Eze 36:4
Pis. 79:5Pis 74:1; 85:5; Isa 64:9
Pis. 79:5Zef 1:18
Pis. 79:6Jer 10:25
Pis. 79:72Mak 36:20, 21
Pis. 79:8Ne 9:34
Pis. 79:8Pis 69:17; Mari 3:22
Pis. 79:91Mak 16:35
Pis. 79:9Jos 7:9; 1Sa 12:22; 2Mak 14:11; Pis 115:1, 2; Isa 48:9; Jer 14:7
Pis. 79:10Joe 2:17
Pis. 79:10Jer 51:35; Eze 36:23
Pis. 79:11Eks 2:23; Isa 42:6, 7
Pis. 79:11Pis 102:19, 20
Pis. 79:12Jer 12:14
Pis. 79:12Pis 74:18
Pis. 79:13Pis 74:1; 95:7; 100:3
Pis. 79:13Pis 145:4; Isa 43:21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 79:1-13

Mapisarema

Rwiyo rwaAsafi.+

79 Haiwa Mwari, marudzi apinda nechisimba munhaka yenyu;+

Asvibisa temberi yenyu tsvene;+

Aita kuti Jerusarema rive murwi wematongo.+

 2 Apa shiri dzekudenga zvitunha zvevashumiri venyu kuti zvive zvekudya zvadzo

Uye apa mhuka dzesango nyama yevatsvene venyu.+

 3 Adurura ropa ravo semvura muJerusarema rese,

Uye hapana asara angavaviga.+

 4 Tava kuzvidzwa nevavakidzani vedu;+

Vaya vakatipoteredza vanotinyomba nekutiseka.

 5 Haiwa Jehovha, mucharamba makashatirwa kusvikira riini? Nekusingaperi here?+

Hasha dzenyu dzicharamba dzichibvira semoto kusvikira riini?+

 6 Dururirai hasha dzenyu pamarudzi asingakuzivei

Uye paumambo husingadani zita renyu.+

 7 Nekuti vaparadza Jakobho,

Uye vaita kuti nyika yake ive dongo.+

 8 Musaita kuti tizvidavirire pazvivi zvemadzitateguru edu.+

Kurumidzai kutinzwirawo tsitsi,+

Nekuti taderedzwa zvikuru.

 9 Tibatsirei, haiwa Mwari weruponeso rwedu,+

Nekuda kwezita renyu rinokudzwa;

Tinunurei uye kanganwirai* zvivi zvedu nekuda kwezita renyu.+

10 Nei marudzi achifanira kuti: “Mwari wavo ari kupi?”+

Itai kuti tizvione nemaziso edu marudzi achiratidzwa

Kuti ropa revashumiri venyu rakadeurwa ratsiviwa.+

11 Inzwaiwo kugomera kwemusungwa.+

Shandisai simba renyu* kuchengetedza* vaya vakatongerwa rufu.*+

12 Tsivai vavakidzani vedu zvakapetwa kanomwe+

Nekuti vari kukuzvidzai, haiwa Jehovha.+

13 Kana zvadaro, isu vanhu venyu uye makwai emafuro enyu,+

Tichakuongai nekusingaperi;

Uye tichazivisa kurumbidzwa kwenyu kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe