RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 23:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvidzore.”

  • *

    Kana kuti “munhu ane mweya une makaro.”

Zvirevo 23:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Rega kuvimba nekunzwisisa kwako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:20; Joh 6:27; 1Ti 6:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2021 p. 8

    Mukai!,

    11/2015, p. 8

    Nharireyomurindi,

    7/15/2000, p. 4

Zvirevo 23:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 2:16, 17
  • +Zvi 27:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2021 p. 8

    Nharireyomurindi,

    7/15/2000, p. 4

    2/15/1993, pp. 10-11

    7/15/1989, p. 5

Zvirevo 23:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvemunhu ane ziso rakaipa.”

Zvirevo 23:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ari kuverenga mumweya wake.”

  • *

    ChiHeb., “mwoyo wake hausi pauri.”

Zvirevo 23:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:7; 26:4
  • +Mt 7:6

Zvirevo 23:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:14; Zvi 22:28

Zvirevo 23:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mudzikinuri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:22, 23; Pis 10:14

Zvirevo 23:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uchirangwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2006, p. 13

Zvirevo 23:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurayira.”

  • *

    Kana kuti “mukomana; wechidiki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:24; 19:18; VaE 6:4

Zvirevo 23:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uponese mweya wake.”

  • *

    Kana kuti “paSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Zvirevo 23:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:11; 3Jo 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 32

Zvirevo 23:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Itsvo dzangu dzichafara.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 32

Zvirevo 23:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:1
  • +Pis 111:10; 2VaK 7:1

Zvirevo 23:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:37; Zvi 24:14

Zvirevo 23:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:1; Isa 5:11; VaR 13:13; 1Pe 4:3
  • +Zvi 28:7; 1VaK 10:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 43

Zvirevo 23:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 21:20, 21; Zvi 21:17

Zvirevo 23:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:12; 21:17; Mt 15:5, 6; VaE 6:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/15/2004, p. 14

    6/15/2000, p. 21

    Mukai!,

    11/8/2003, pp. 25-26

    7/8/1989, p. 11

Zvirevo 23:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Wana.”

  • *

    Kana kuti “Wanawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:7, 8
  • +Zvi 4:5; 16:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 12

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    12/2018, p. 9

    11/2018, pp. 3-7, 8-12

    Nharireyomurindi,

    12/15/1997, p. 8

Zvirevo 23:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 50

Zvirevo 23:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 50

Zvirevo 23:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:43

Zvirevo 23:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mutorwa.” Ona Zvi 2:16.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:14

Zvirevo 23:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 7:10, 12; Mup 7:26

Zvirevo 23:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanoungana kuti varavidze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:1; VaE 5:18

Zvirevo 23:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2010, p. 5

    12/1/2004, p. 19

Zvirevo 23:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 19

Zvirevo 23:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurwadziwa.”

  • *

    Kana kuti “Ndichaitsvagazve.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2010, p. 6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 23:4Zvi 28:20; Joh 6:27; 1Ti 6:9, 10
Zvir. 23:51Jo 2:16, 17
Zvir. 23:5Zvi 27:24
Zvir. 23:9Zvi 9:7; 26:4
Zvir. 23:9Mt 7:6
Zvir. 23:10Dhe 19:14; Zvi 22:28
Zvir. 23:11Eks 22:22, 23; Pis 10:14
Zvir. 23:13Zvi 13:24; 19:18; VaE 6:4
Zvir. 23:15Zvi 27:11; 3Jo 4
Zvir. 23:17Pis 37:1
Zvir. 23:17Pis 111:10; 2VaK 7:1
Zvir. 23:18Pis 37:37; Zvi 24:14
Zvir. 23:20Zvi 20:1; Isa 5:11; VaR 13:13; 1Pe 4:3
Zvir. 23:20Zvi 28:7; 1VaK 10:31
Zvir. 23:21Dhe 21:20, 21; Zvi 21:17
Zvir. 23:22Eks 20:12; 21:17; Mt 15:5, 6; VaE 6:1
Zvir. 23:23VaF 3:7, 8
Zvir. 23:23Zvi 4:5; 16:16
Zvir. 23:26Pis 107:43
Zvir. 23:27Zvi 22:14
Zvir. 23:28Zvi 7:10, 12; Mup 7:26
Zvir. 23:30Zvi 20:1; VaE 5:18
Zvir. 23:33Ho 4:11
Zvir. 23:35Ge 19:33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 23:1-35

Zvirevo

23 Kana ukagara pasi kuti udye namambo,

Nyatsofungisisa zviri pamberi pako;

 2 Isa banga pahuro pako*

Kana uri munhu anodyisa.*

 3 Usachiva machikichori ake,

Nekuti zvekudya zvacho ndezvekunyengera.

 4 Usazvifondotsa kuti uwane pfuma.+

Mira uratidze kuti unonzwisisa.*

 5 Paunokanda maziso ako pairi, inenge isisipo,+

Nekuti chokwadi ichamera mapapiro segondo yobhururuka mudenga.+

 6 Usadya zvekudya zvemunhu akaomera;*

Usachiva machikichori ake,

 7 Nekuti iye akaita semunhu ari kunyora pasi kuti wadya zvakadii.*

Anokuudza kuti, “Idya, inwa,” asi iye asiri kurevesa.*

 8 Ucharutsa zvaunenge wadya

Uye uchange watambisa mashoko ako uchimutenda.

 9 Usataura benzi richinzwa,+

Nekuti richashora uchenjeri huri mumashoko ako.+

10 Usabvisa chiratidzo chekare chinoratidza pane muganhu+

Kana kupinda mumunda wenherera.

11 Nekuti Mudziviriri* wadzo ane simba;

Achavarwira pane zvauri kuvaitira.+

12 Mwoyo wako ngauteerere kana uchirayirwa*

Uye nzeve yako ngainzwe mashoko eruzivo.

13 Usarega kuranga* mwana.*+

Kana ukamurova neshamhu, haambofi.

14 Unofanira kumurova neshamhu,

Kuti umuponese* paGuva.*

15 Mwanakomana wangu, kana mwoyo wako ukachenjera,

Mwoyo wangu uchabva wafara.+

16 Mukatikati mangu muchava nemufaro*

Miromo yako painotaura zvakarurama.

17 Mwoyo wako ngaurege kuitira shanje vatadzi,+

Asi itya Jehovha zuva rese,+

18 Nekuti kana ukadaro uchava neramangwana rakanaka+

Uye tariro yako haizoparadzwi.

19 Teerera, mwanakomana wangu, uve akachenjera,

Uye tungamirira mwoyo wako munzira yakarurama.

20 Usava pakati pevaya vanonwisa waini,+

Pakati pevaya vanodyisa nyama,+

21 Nekuti chidhakwa nemunhu anokara vachava varombo,+

Uye hope dzichapfekedza munhu mamvemve.

22 Teerera baba vako vakaita kuti uberekwe,

Uye usazvidza amai vako nekuti vakwegura.+

23 Tenga* chokwadi uye usambochitengesa,+

Tengawo* uchenjeri nekurayirwa nekunzwisisa.+

24 Baba vemunhu akarurama vachafara zvechokwadi;

Munhu wese anobereka mwanakomana akachenjera achafadzwa naye.

25 Baba vako naamai vako vachafara,

Uye amai vakakubereka vachafara.

26 Mwanakomana wangu, ndipe mwoyo wako,

Uye maziso ako ngaafarire nzira dzangu.+

27 Nekuti pfambi igomba rakadzika,

Uye mukadzi nzenza* itsime rakamanikana.+

28 Anohwandira segororo;+

Anowedzera uwandu hwevarume vasina kutendeka.

29 Ndiani ane nhamo? Ndiani asina kugadzikana?

Ndiani anokakavara? Ndiani ari kugunun’una?

Ndiani ane maronda pasina chikonzero? Ndiani ane maziso asiri kunyatsoona?

30 Ndevaya vanogarisa pawaini;+

Vaya vanotsvaga* waini yakasanganiswa.

31 Usatarisa kutsvuka kunenge kwakaita waini

Ichivaima iri mumukombe, uye ichidzika zvinyoronyoro,

32 Nekuti pakupedzisira inoruma senyoka,

Uye inobudisa uturu sechiva.

33 Maziso ako achaona zvinhu zvisipo,

Uye mwoyo wako uchataura zvinhu zvisina basa.+

34 Uye uchaita sewakarara pakati pegungwa,

Sewakarara pamusoro pebango rengarava rakaenda mudenga.

35 Uchati: “Vakandirova, asi handina kuzvinzwa.*

Vakandirova, asi handina kuzviziva.

Ndichamuka riiniko?+

Ndiri kuda kunwa imwe.”*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe