RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Kupfeka imba yekudenga (1-10)

      • Ushumiri hwekuyananisa (11-21)

        • Chisikwa chitsva (17)

        • Nhume dzinomiririra Kristu (20)

2 VaKorinde 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 1:13, 14
  • +1VaK 15:50; VaF 3:20, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

    3/1/1995, p. 30

2 VaKorinde 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:5; 8:23; 1VaK 15:48, 49

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 15:43, 44; VaF 1:21
  • +1Pe 1:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2020, p. 23

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, p. 20

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “semari yekufanobatira chinhu; sechitsidzo chezvichauya; sevimbiso yezvichauya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:10
  • +VaR 8:23; VaE 1:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, pp. 18-19

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:3

2 VaKorinde 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2005, pp. 16-20

    1/15/1998, pp. 8-13

    Ushumiri hwoUmambo,

    9/1996, p. 1

2 VaKorinde 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 1:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 15-16

    3/1/1995, p. 30

2 VaKorinde 5:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 22:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, pp. 15-16

2 VaKorinde 5:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 10:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, p. 16

2 VaKorinde 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:1, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, p. 16

2 VaKorinde 5:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:10; Mt 20:28; 1Ti 2:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, pp. 13-14

    Nharireyomurindi,

    6/1/2010, p. 9

    5/15/2010, p. 27

    3/15/2005, p. 14

    12/15/1998, p. 16

    6/15/1995, pp. 14-15

    6/1/1994, pp. 15-16

    2/15/1992, p. 14

    Mukai!,

    10/8/1996, p. 16

2 VaKorinde 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 14:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 28

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, pp. 13-14

    Nharireyomurindi,

    6/1/2010, p. 9

    5/15/2010, p. 27

    3/15/2005, p. 14

    12/15/1998, pp. 16-17

    2/15/1992, p. 14

2 VaKorinde 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 12:50
  • +Joh 20:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2008, p. 28

    12/15/1998, pp. 16-17

2 VaKorinde 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 6:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, p. 17

    1/1/1993, pp. 5-6

2 VaKorinde 5:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 5:10; VaE 2:15, 16; VaK 1:19, 20
  • +Mab 20:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 18

    12/15/2010, pp. 12-14

    12/15/1998, pp. 17-18

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 209-210

2 VaKorinde 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 5:6; 1Jo 2:1, 2
  • +VaR 4:25; 5:18
  • +Mt 28:19, 20; Mab 13:38, 39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2010, pp. 12-13

    12/15/1998, pp. 17-18

2 VaKorinde 5:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:19, 20
  • +VaF 3:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, pp. 61-62

    “Rudo rwaMwari,” pp. 51-52

    Nharireyomurindi,

    12/15/2010, pp. 12-14

    11/1/2002, p. 16

    12/15/1998, p. 18

2 VaKorinde 5:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chibayiro chechivi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 4:15; 7:26
  • +VaR 1:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2000, pp. 18-19

    12/15/1998, p. 18

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 5:12Pe 1:13, 14
2 VaK. 5:11VaK 15:50; VaF 3:20, 21
2 VaK. 5:2VaR 6:5; 8:23; 1VaK 15:48, 49
2 VaK. 5:41VaK 15:43, 44; VaF 1:21
2 VaK. 5:41Pe 1:3, 4
2 VaK. 5:5VaE 2:10
2 VaK. 5:5VaR 8:23; VaE 1:13, 14
2 VaK. 5:6Joh 14:3
2 VaK. 5:8VaF 1:23
2 VaK. 5:10Zva 22:12
2 VaK. 5:122VaK 10:10
2 VaK. 5:132VaK 11:1, 16
2 VaK. 5:14Isa 53:10; Mt 20:28; 1Ti 2:5, 6
2 VaK. 5:15VaR 14:7, 8
2 VaK. 5:16Mt 12:50
2 VaK. 5:16Joh 20:17
2 VaK. 5:17VaG 6:15
2 VaK. 5:18VaR 5:10; VaE 2:15, 16; VaK 1:19, 20
2 VaK. 5:18Mab 20:24
2 VaK. 5:19VaR 5:6; 1Jo 2:1, 2
2 VaK. 5:19VaR 4:25; 5:18
2 VaK. 5:19Mt 28:19, 20; Mab 13:38, 39
2 VaK. 5:20VaE 6:19, 20
2 VaK. 5:20VaF 3:20
2 VaK. 5:21VaH 4:15; 7:26
2 VaK. 5:21VaR 1:16, 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 5:1-21

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

5 Nekuti tinoziva kuti kana imba yedu yepanyika, iro tende rino, ikaparadzwa,+ tichava nechivakwa chinobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa nemaoko,+ inogara nekusingaperi, kudenga. 2 Nekuti muimba ino tiri kugomera, tichishuva nemwoyo wese kuti tipfeke yedu inobva kudenga,+ 3 kuti kana taipfeka, tirege kuzowanikwa takashama. 4 Tingatoti isu tiri mutende rino tiri kugomera, tichiremerwa, nekuti hatidi kuribvisa, asi tinoda kupfeka rimwe racho,+ kuitira kuti chinofa chimedzwe neupenyu.+ 5 Akatigadzirira chinhu ichi ndiMwari,+ uyo akatipa mweya sechekufanobata chezvichauya.*+

6 Saka tinoramba takashinga uye tinoziva kuti panguva yatiine musha wedu mumuviri, tiri kure naShe,+ 7 nekuti tiri kufamba nekutenda, kwete nekuona. 8 Asi takashinga uye tingatoda kusava mumuviri kuti tive nemusha naShe.+ 9 Saka tingava tiri kugara naye kana kuti tiri kure naye, chinangwa chedu ndechekuti tive vanhu vanomufadza. 10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+

11 Saka sezvo tichiziva kutya Ishe, tinoramba tichinyengetedza vanhu, asi isu tinonyatsozivikanwa naMwari. Asi ndinovimba tinonyatsozivikanwawo nehana dzenyu. 12 Hatisi kukuratidzai zvakare kuti tiri vanaani, asi tiri kuita kuti muve neshungu dzekuzvirumbidza pamusoro pedu, kuitira kuti mukwanise kupindura vaya vanozvirumbidza pamusoro pezviri kuoneka nechekunze+ kwete zviri mumwoyo. 13 Nekuti kana takanga tarasika pfungwa,+ taizviitira Mwari; kana tiine pfungwa dzakakwana, tiri kuzviitira imi. 14 Nekuti rudo runa Kristu runotimanikidza, nekuti aya ndiwo maonero atakaita, kuti munhu mumwe chete akafira vanhu vese;+ saka vese vakanga vafa. 15 Uye akafira vanhu vese kuti vaya vanorarama varege kuramba vachizviraramira,+ asi vararamire iye akavafira, akamutswa.

16 Saka kubvira iye zvino hatichazivi munhu maererano nezvaari panyama.+ Kunyange zvazvo takamboziva Kristu panyama, chokwadi haasisiri iwo maziviro atinomuita.+ 17 Saka kana munhu akabatana naKristu, ava chisikwa chitsva;+ zvinhu zvakare zvakapfuura; onai! zvinhu zvitsva zvavapo. 18 Asi zvinhu zvese zvinobva kuna Mwari, uyo akazviyananisa nesu achishandisa Kristu+ ndokutipa ushumiri hwekuyananisa,+ 19 hwekuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri zvitadzo zvavo,+ uye akatipa shoko rekuti tizivise nezvekuyananiswa.+

20 Saka tiri nhume dzinomiririra+ Kristu,+ sekunge kuti Mwari ari kukumbira vanhu achitishandisa. Sevamiririri vaKristu, tiri kukumbira vanhu tichiti: “Yananiswai naMwari.” 21 Mwari akaita kuti uya akanga asingazivi chivi+ ave chivi* achiitira isu, kuti tive kururama kwaMwari pachishandiswa iye.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe