RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha, nhare yeupenyu hwangu

        • Kukoshesa temberi yaMwari (4)

        • Jehovha ane hanya kunyange vabereki vakashaya hanya (10)

        • “Tarisira kuna Jehovha” (14)

Pisarema 27:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:9; 43:3; 119:105
  • +Pis 23:4; VaR 8:31; VaH 13:6
  • +Pis 62:6; Isa 12:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, pp. 22-23

Pisarema 27:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, pp. 23-24

Pisarema 27:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:15; 32:7; Pis 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, pp. 23-24

Pisarema 27:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nzvimbo yake tsvene.”

  • *

    Kana kuti “ndichifungisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:6; 65:4
  • +1Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 26:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    2/2019, p. 16

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 28-29

    7/15/2012, p. 24

    2/1/2007, p. 22

Pisarema 27:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:7; 57:1; Zef 2:3
  • +Pis 61:4
  • +Pis 40:2

Pisarema 27:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndicharidzira Jehovha rwiyo.”

Pisarema 27:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 130:2
  • +Pis 4:1; 5:2

Pisarema 27:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:1; 105:4; Zef 2:3

Pisarema 27:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:17; 143:7
  • +Pis 46:1

Pisarema 27:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:8
  • +Isa 49:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 59

    Nharireyomurindi,

    12/1/2012, pp. 30-31

    7/15/2012, pp. 24-26

    1/1/1998, pp. 4-5

    Mukai!,

    7/8/2000, pp. 9-10

Pisarema 27:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:4; 86:11; Isa 30:20; 54:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2012, p. 26

Pisarema 27:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:8; 41:2, 11
  • +Mt 26:59-61

Pisarema 27:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Chokwadi ndine kutenda kwekuti ndichaona kunaka kwaJehovha munyika yevapenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 33:28-30

Pisarema 27:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:3; 62:5
  • +Isa 40:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2006, pp. 26-27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 27:1Pis 36:9; 43:3; 119:105
Pis. 27:1Pis 23:4; VaR 8:31; VaH 13:6
Pis. 27:1Pis 62:6; Isa 12:2
Pis. 27:2Pis 22:16
Pis. 27:32Mak 20:15; 32:7; Pis 3:6
Pis. 27:4Pis 23:6; 65:4
Pis. 27:41Sa 3:3; 1Mak 16:1; Pis 26:8
Pis. 27:5Pis 32:7; 57:1; Zef 2:3
Pis. 27:5Pis 61:4
Pis. 27:5Pis 40:2
Pis. 27:7Pis 130:2
Pis. 27:7Pis 4:1; 5:2
Pis. 27:8Pis 63:1; 105:4; Zef 2:3
Pis. 27:9Pis 69:17; 143:7
Pis. 27:9Pis 46:1
Pis. 27:10Pis 69:8
Pis. 27:10Isa 49:15
Pis. 27:11Pis 25:4; 86:11; Isa 30:20; 54:13
Pis. 27:12Pis 31:8; 41:2, 11
Pis. 27:12Mt 26:59-61
Pis. 27:13Job 33:28-30
Pis. 27:14Pis 25:3; 62:5
Pis. 27:14Isa 40:31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 27:1-14

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

27 Jehovha ndiye chiedza changu+ neruponeso rwangu.

Ndingatya aniko?+

Jehovha ndiye nhare yeupenyu hwangu.+

Ndingadedereswa naaniko?

 2 Vanhu vakaipa pavakandirwisa vachida kundibvambura-bvambura,+

Mhandu dzangu nevavengi vangu ndivo vakagumburwa vakawa.

 3 Kunyange uto rikadzika musasa kuti rindirwise,

Mwoyo wangu hauzotyi.+

Kunyange ndikasangana nehondo,

Ndichangoramba ndiine chivimbo.

 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha,

Ndicho chandichatsvaga,

Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ese eupenyu hwangu,+

Kuti ndirambe ndakatarisa kufadza kwaJehovha

Uye kuti nditarise temberi yake* ndichionga.*+

 5 Nekuti achandivanza munzvimbo yake yekuvanda pazuva redambudziko;+

Achandiviga munzvimbo yakavanda yetende rake;+

Achandikwidza pamusoro pedombo.+

 6 Saka musoro wangu wava pamusoro pevavengi vangu vakandikomba;

Ndichapa zvibayiro patende rake ndichishevedzera nemufaro;

Ndichaimba ndichirumbidza Jehovha.*

 7 Ndinzweiwo Jehovha, pandinochema;+

Ndinzwirei nyasha, mundipindure.+

 8 Ndichitaura ndichikumiririrai, mwoyo wangu wakati:

“Tsvagai chiso changu.”

Haiwa Jehovha, ndichatsvaga chiso chenyu.+

 9 Musandivanzira chiso chenyu.+

Musadzinga mushumiri wenyu makatsamwa.

Ndimi mubatsiri wangu;+

Musandirasa kana kundisiya, Mwari weruponeso rwangu.

10 Kunyange kana baba vangu naamai vangu vakandisiya,+

Jehovha pachake achanditora.+

11 Ndirayiridzeiwo munzira yenyu Jehovha,+

Nditungamirirei mugwara rekururama nekuda kwevavengi vangu.

12 Musandiisa mumaoko emhandu dzangu,+

Nekuti zvapupu zvenhema zviri kundipomera,+

Uye zviri kundityisidzira zvichida kundirwisa.

13 Ndingadai ndiri kupi kudai ndisina kutenda

Kuti ndaizoona kunaka kwaJehovha munyika yevapenyu?*+

14 Tarisira kuna Jehovha;+

Shinga uye mwoyo wako ngausimbe.+

Tarisira kuna Jehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe