RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

        • Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake (1)

        • Maoko anoshanda nesimba anounza upfumi (4)

        • Kutaura mashoko akawanda kunokonzera kukanganisa (19)

        • Chikomborero chaJehovha chinopfumisa (22)

        • Kutya Jehovha kunorebesa upenyu (27)

Zvirevo 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:1
  • +Zvi 13:1; 27:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 24

Zvirevo 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 24

Zvirevo 10:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wemunhu akarurama unzwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:18, 19; 37:25; Mt 6:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 24

Zvirevo 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 20:4; Mup 10:18
  • +Zvi 12:24; 13:4; 21:5

Zvirevo 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:6, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 25

Zvirevo 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:25; Zvi 28:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    7/15/2001, p. 25

Zvirevo 10:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mukurumbira wemunhu akarurama unounza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:6; Mup 7:1
  • +Pis 9:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, pp. 25-26

Zvirevo 10:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mirayiro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:6; Pis 19:7; 119:34, 100
  • +Zvi 18:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 26

Zvirevo 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:21
  • +1Ti 5:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 26

Zvirevo 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:12, 13
  • +Zvi 18:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    7/15/2001, p. 26

Zvirevo 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:30
  • +Mt 12:35; Jak 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, pp. 26-27

Zvirevo 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:9; 1VaK 13:4, 7; 1Pe 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “njere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 50:4
  • +Zvi 26:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:9
  • +Zvi 13:3; 18:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:7; 30:8, 9; Mup 7:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, pp. 24-25

Zvirevo 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 7:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, pp. 24-25

Zvirevo 10:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achirangwa.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ari munzira inoenda kuupenyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 25

Zvirevo 10:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “runyerekupe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 18:17, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 25

Zvirevo 10:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:2
  • +Pis 39:1; Zvi 17:27; 21:23; Jak 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    1/2011, p. 27

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, pp. 25-26

    10/15/1989, p. 11

Zvirevo 10:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:18; 16:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 26

Zvirevo 10:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unotungamirira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 3:15
  • +Ho 4:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 26

Zvirevo 10:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nekusuwa; nematambudziko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:17, 18; Pis 37:22; 1Ti 6:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 37

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, pp. 26-30

    9/15/2001, pp. 15-16

    12/1/1992, p. 8

    7/1/1990, pp. 10-13

    Mukai!,

    9/8/2003, pp. 28-29

    Ushumiri hwoUmambo,

    9/2000, p. 1

Zvirevo 10:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 2:10, 11; 14:9; 15:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, pp. 26-27

    3/15/1997, p. 13

Zvirevo 10:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:4; 1Jo 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:10
  • +Mt 7:24, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuna tenzi wayo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:15, 16
  • +Pis 55:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Tariro yevakarurama inoita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:9; VaR 12:12
  • +Zvi 11:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi inzvimbo yaishandiswa kuhwanda uchitiza muvengi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:10; Isa 40:31
  • +VaR 2:6-8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 18

    9/15/2001, p. 27

Zvirevo 10:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 16:8
  • +Pis 37:9

Zvirevo 10:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “unobereka chibereko cheuchenjeri.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 10:1Zvi 1:1
Zvir. 10:1Zvi 13:1; 27:11
Zvir. 10:2Zvi 11:4
Zvir. 10:3Pis 33:18, 19; 37:25; Mt 6:33
Zvir. 10:4Zvi 20:4; Mup 10:18
Zvir. 10:4Zvi 12:24; 13:4; 21:5
Zvir. 10:5Zvi 6:6, 9
Zvir. 10:6Eks 23:25; Zvi 28:20
Zvir. 10:7Pis 112:6; Mup 7:1
Zvir. 10:7Pis 9:5
Zvir. 10:8Dhe 4:6; Pis 19:7; 119:34, 100
Zvir. 10:8Zvi 18:6
Zvir. 10:9Pis 25:21
Zvir. 10:91Ti 5:24
Zvir. 10:10Zvi 6:12, 13
Zvir. 10:10Zvi 18:21
Zvir. 10:11Zvi 11:30
Zvir. 10:11Mt 12:35; Jak 3:5
Zvir. 10:12Zvi 17:9; 1VaK 13:4, 7; 1Pe 4:8
Zvir. 10:13Isa 50:4
Zvir. 10:13Zvi 26:3
Zvir. 10:14Zvi 9:9
Zvir. 10:14Zvi 13:3; 18:7
Zvir. 10:15Zvi 19:7; 30:8, 9; Mup 7:12
Zvir. 10:16Mt 7:17
Zvir. 10:181Sa 18:17, 21
Zvir. 10:19Mup 5:2
Zvir. 10:19Pis 39:1; Zvi 17:27; 21:23; Jak 1:19
Zvir. 10:20Zvi 12:18; 16:13
Zvir. 10:21Jer 3:15
Zvir. 10:21Ho 4:6
Zvir. 10:22Dhe 8:17, 18; Pis 37:22; 1Ti 6:6
Zvir. 10:23Zvi 2:10, 11; 14:9; 15:21
Zvir. 10:24Pis 37:4; 1Jo 5:14
Zvir. 10:25Pis 37:10
Zvir. 10:25Mt 7:24, 25
Zvir. 10:27Pis 91:15, 16
Zvir. 10:27Pis 55:23
Zvir. 10:28Pis 16:9; VaR 12:12
Zvir. 10:28Zvi 11:7
Zvir. 10:29Zvi 18:10; Isa 40:31
Zvir. 10:29VaR 2:6-8
Zvir. 10:30Pis 16:8
Zvir. 10:30Pis 37:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 10:1-32

Zvirevo

10 Zvirevo zvaSoromoni.+

Mwanakomana akachenjera anofadza baba vake,+

Asi mwanakomana benzi anoshungurudza amai vake.

 2 Pfuma inowanikwa nenzira dzakaipa haizobatsiri,

Asi kururama ndiko kunonunura parufu.+

 3 Jehovha haazoiti kuti munhu akarurama anzwe* nzara,+

Asi achanyima vakaipa zvavanopanga.

 4 Kugarira maoko kunokonzera urombo,+

Asi maoko anoshanda nesimba anounza upfumi.+

 5 Mwanakomana ane njere anounganidza zvirimwa muzhizha,

Asi mwanakomana anoita zvinonyadzisa anenge akafa nehope munguva yekukohwa.+

 6 Makomborero ari pamusoro wemunhu akarurama,+

Asi muromo wemunhu akaipa unovanza kuda kwaanoita mhirizhonga.

 7 Kuyeukwa kwemunhu akarurama kunounza* chikomborero,+

Asi zita remunhu akaipa richaora.+

 8 Munhu ane mwoyo wakachenjera achabvuma kudzidziswa,*+

Asi munhu anotaura zveupenzi achatsikwa-tsikwa.+

 9 Munhu anofamba akaperera achafamba akachengeteka,+

Asi munhu ane nzira dzisina kururama achazivikanwa kuti ndizvo zvaari.+

10 Munhu anochonya neziso rake achinyengera anorwadzisa,+

Uye munhu anotaura zveupenzi achatsikwa-tsikwa.+

11 Muromo wemunhu akarurama itsime reupenyu,+

Asi muromo wemunhu akaipa unovanza kuda kwaanoita mhirizhonga.+

12 Ruvengo ndirwo runomutsa kukakavadzana,

Asi rudo runofukidza kudarika kwese.+

13 Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yemunhu anonzwisisa,+

Asi shamhu ndeyemusana wemunhu asina pfungwa.*+

14 Vaya vakachenjera vanochengeta ruzivo,+

Asi muromo webenzi unotsvaga kuparadzwa.+

15 Pfuma yemupfumi yakaita seguta rake rakakomberedzwa nemasvingo.

Varombo vanoparadzwa neurombo hwavo.+

16 Basa remunhu akarurama rinotungamirira kuupenyu;

Asi zvibereko zvemunhu akaipa zvinotungamirira kuchivi.+

17 Munhu anoteerera achirayirwa* inzira inoenda kuupenyu,*

Asi uya anoramba kutsiurwa anoita kuti vamwe varasike.

18 Munhu anovanza ruvengo rwake anotaura nhema,+

Uye munhu ari kuparadzira makuhwa* ibenzi.

19 Kana mashoko akawanda, kukanganisa hakushayikwi,+

Asi munhu wese anobata muromo wake akangwara.+

20 Rurimi rwemunhu akarurama rwakaita sesirivha yakanakisisa,+

Asi mwoyo wemunhu akaipa hauna ukoshi.

21 Muromo wemunhu akarurama unozorodza* vakawanda,+

Asi mapenzi anofa nekushayiwa njere.+

22 Kukomborera kwaJehovha ndiko kunoita kuti munhu apfume,+

Uye haaiti kuti kuuye nemarwadzo.*

23 Kuita zvinhu zvinonyadzisa kwakafanana nemutambo kubenzi,

Asi uchenjeri ndehwemunhu ane ungwaru.+

24 Zvinotyiwa nemunhu akaipa zvichauya paari;

Asi vakarurama vachagutswa zvido zvavo.+

25 Dutu parinopfuura, munhu akaipa achange asisipo,+

Asi munhu akarurama akaita sefaundesheni inogara nekusingaperi.+

26 Sezvinoita vhiniga pamazino uye utsi mumaziso,

Ndizvo zvinoita simbe kumunhu anenge aituma.*

27 Kutya Jehovha kunorebesa upenyu,+

Asi makore evakaipa achatapudzwa.+

28 Zvinotarisirwa nevakarurama zvinoita* kuti vafare,+

Asi tariro yevakaipa ichaparara.+

29 Nzira yaJehovha inhare* kumunhu asina chaanopomerwa,+

Asi inoreva kuparadzwa kuvanhu vanoita zvakaipa.+

30 Munhu akarurama haazombowisirwi pasi,+

Asi vakaipa havazorambi vachigara panyika.+

31 Muromo wemunhu akarurama unobudisa uchenjeri,*

Asi rurimi rwakatsauka ruchadimburwa.

32 Muromo wemunhu akarurama unoziva zvinofadza,

Asi miromo yevakaipa yakatsauka.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe