RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI (10:1–24:34)

Zvirevo 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:4; Ezr 7:27
  • +Ne 2:7, 8; Isa 44:28; Zva 17:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2020, p. 15

Zvirevo 21:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vavariro yacho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:1, 2; Zvi 16:2
  • +1Sa 16:6, 7; Zvi 24:12; Jer 17:10

Zvirevo 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:22, 23; Ho 6:6; Mik 6:7, 8; Mt 12:7

Zvirevo 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4

Zvirevo 21:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinobatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:4
  • +Zvi 14:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 60

    Mukai!,

    nha. 3 2019, p. 10

Zvirevo 21:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kune vaya vari kutsvaga rufu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 1:19; 20:21

Zvirevo 21:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:14-16

Zvirevo 21:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:37; Zvi 16:17; 1Pe 1:22

Zvirevo 21:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonetsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:1; 21:19; 25:24; 27:15

Zvirevo 21:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya weakaipa unopanga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:5; Pis 36:1, 4
  • +1Sa 25:10, 11

Zvirevo 21:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoziva zvekuita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 9:9; 19:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1988, p. 29

Zvirevo 21:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Mwari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:29; Pis 37:10, 20; 2Pe 2:4; 3:5, 6

Zvirevo 21:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:9; Zvi 28:27; Jak 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2021, p. 12

    Nharireyomurindi,

    3/15/1993, p. 20

Zvirevo 21:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chiokomuhomwe chiri pachipfuva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:16

Zvirevo 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:3

Zvirevo 21:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:15; 2Pe 2:21

Zvirevo 21:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:4; Ru 15:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1997, p. 27

Zvirevo 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 7:10

Zvirevo 21:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anonetsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:1; 21:9; 25:24; 27:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2006, p. 28

Zvirevo 21:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “richamedza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:6; Mup 5:19
  • +Ru 15:13, 14

Zvirevo 21:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:9; 22:4; Mt 5:6; VaR 2:6, 7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 25

    7/15/1991, p. 22

Zvirevo 21:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anokunda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:19; 2VaK 10:4

Zvirevo 21:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Anodzivirira mweya wake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:3; Zvi 10:19; Mup 10:20

Zvirevo 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:44; Es 6:4

Zvirevo 21:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:6-11; 13:4; 19:24

Zvirevo 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:25, 26; 112:9; Ru 6:30

Zvirevo 21:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achichipa achizvibata zvinonyadzisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 15:22, 23; Zvi 15:8; Isa 1:11

Zvirevo 21:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “achataura nekusingaperi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:18, 19; Zvi 19:5

Zvirevo 21:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoita kuti nzira yake ibudirire.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:14; 29:1
  • +Zvi 11:5

Zvirevo 21:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 23:7, 8; Zvi 19:21; Mab 5:38, 39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, pp. 15-16

Zvirevo 21:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 20:7; 33:17; Isa 31:1
  • +2Mak 20:15, 17; Pis 68:20; Zva 7:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1998, p. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 21:1Eks 14:4; Ezr 7:27
Zvir. 21:1Ne 2:7, 8; Isa 44:28; Zva 17:17
Zvir. 21:2Pis 36:1, 2; Zvi 16:2
Zvir. 21:21Sa 16:6, 7; Zvi 24:12; Jer 17:10
Zvir. 21:31Sa 15:22, 23; Ho 6:6; Mik 6:7, 8; Mt 12:7
Zvir. 21:4Pis 10:4
Zvir. 21:5Zvi 13:4
Zvir. 21:5Zvi 14:29
Zvir. 21:6Zvi 1:19; 20:21
Zvir. 21:7Pis 7:14-16
Zvir. 21:8Pis 37:37; Zvi 16:17; 1Pe 1:22
Zvir. 21:9Zvi 17:1; 21:19; 25:24; 27:15
Zvir. 21:10Ge 6:5; Pis 36:1, 4
Zvir. 21:101Sa 25:10, 11
Zvir. 21:11Zvi 9:9; 19:25
Zvir. 21:12Ge 19:29; Pis 37:10, 20; 2Pe 2:4; 3:5, 6
Zvir. 21:13Dhe 15:9; Zvi 28:27; Jak 5:4
Zvir. 21:14Zvi 18:16
Zvir. 21:15Pis 106:3
Zvir. 21:16Jak 1:15; 2Pe 2:21
Zvir. 21:17Mup 7:4; Ru 15:13, 14
Zvir. 21:18Es 7:10
Zvir. 21:19Zvi 17:1; 21:9; 25:24; 27:15
Zvir. 21:20Zvi 15:6; Mup 5:19
Zvir. 21:20Ru 15:13, 14
Zvir. 21:21Zvi 15:9; 22:4; Mt 5:6; VaR 2:6, 7
Zvir. 21:22Mup 7:19; 2VaK 10:4
Zvir. 21:23Pis 141:3; Zvi 10:19; Mup 10:20
Zvir. 21:24Nu 14:44; Es 6:4
Zvir. 21:25Zvi 6:6-11; 13:4; 19:24
Zvir. 21:26Pis 37:25, 26; 112:9; Ru 6:30
Zvir. 21:271Sa 15:22, 23; Zvi 15:8; Isa 1:11
Zvir. 21:28Dhe 19:18, 19; Zvi 19:5
Zvir. 21:29Zvi 28:14; 29:1
Zvir. 21:29Zvi 11:5
Zvir. 21:30Nu 23:7, 8; Zvi 19:21; Mab 5:38, 39
Zvir. 21:31Pis 20:7; 33:17; Isa 31:1
Zvir. 21:312Mak 20:15, 17; Pis 68:20; Zva 7:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 21:1-31

Zvirevo

21 Mwoyo wamambo wakaita sehova dzemvura dziri muruoko rwaJehovha.+

Anoita kuti uende chero kwese kwaanoda.+

 2 Nzira dzemunhu dzese dzinoita sedzakarurama kwaari,+

Asi Jehovha anoongorora mwoyo.*+

 3 Kuita zvakarurama uye kutonga zvakarurama

Kunofadza Jehovha kupfuura chibayiro.+

 4 Maziso anozvikudza uye mwoyo unozvitutumadza,

Irambi rinotungamirira vakaipa, uye zvinhu izvi chivi.+

 5 Zvirongwa zvemunhu anoshanda nesimba zvinoita kuti abudirire,*+

Asi vanhu vese vanokurumidzira zvinhu vachava varombo.+

 6 Kuwana upfumi nerurimi runoreva nhema

Kwakaita semhute inonyangarika, musungo unouraya.*+

 7 Mhirizhonga yevakaipa ichavatsvaira,+

Nekuti vanoramba kuita zvinhu zvakarurama.

 8 Nzira yemunhu ane mhosva yakamonyana,

Asi mabasa emunhu akachena akarurama.+

 9 Zviri nani kugara pakona yedenga remba

Pane kugara mumba mumwe chete nemukadzi anogara achipopota.*+

10 Munhu akaipa anopanga* zvakaipa;+

Haana basa nemuvakidzani wake.+

11 Panorangwa museki, munhu asina ruzivo anowedzera uchenjeri,

Uye munhu akachenjera paanova nenjere, anowedzera kuva neruzivo.*+

12 Akarurama* anoongorora imba yemunhu akaipa;

Anowisira vakaipa pasi kuti vaparare.+

13 Munhu wese anovhara nzeve yake kuti arege kunzwa kuchema kweakaderera

Achashevedzera asi haazopindurwiwo.+

14 Chipo chinopiwa pachivande chinodzora kutsamwa,+

Uye chiokomuhomwe chakavanzwa* chinodzora hasha dzinotyisa.

15 Kutonga zvakarurama kunofadza munhu akarurama,+

Asi kwakaipa chaizvo kune vaya vanoita zvakaipa.

16 Munhu anotsauka panzira yenjere

Achazorora pamwe chete nevaya vasina simba vari murufu.+

17 Munhu anoda zvemafaro achava murombo;+

Munhu anoda waini nemafuta haazopfumi.

18 Munhu akaipa rudzikinuro rwemunhu akarurama,

Uye munhu anonyengera achatorwa panzvimbo peakarurama.+

19 Zviri nani kugara murenje

Pane kugara nemukadzi anogara achipopota* uye asingatani kugumbuka.+

20 Pfuma inokosha nemafuta zvinowanika mumba memunhu akachenjera,+

Asi benzi richapfachura* zvariinazvo.+

21 Munhu wese anoda kuramba achiita zvakarurama uye achiratidza rudo rusingachinji

Achawana upenyu, kururama, nekukudzwa.+

22 Munhu akachenjera anogona kukwira* achipinda muguta revane simba,

Oputsa pakasimba pavanenge vachivimba napo.+

23 Munhu anochengetedza muromo wake nerurimi rwake

Anozvidzivirira* pamatambudziko.+

24 Kuzvirumbidza, kuzvikudza, nekuzvionera pamusoro ndiwo mashoko anoshandiswa

Pamunhu anoita zvinhu achizvikudza asingaise pfungwa pane zvaari kuita.+

25 Zvinopangwa nesimbe zvichaiurayisa,

Nekuti maoko ayo haadi kushanda.+

26 Inoswera ichingopanga zvemakaro,

Asi munhu akarurama anopa, asina chaanonyima.+

27 Chibayiro chinopiwa nemunhu akaipa chinosemesa.+

Kana achichipa nechinangwa chakaipa* chinotonyanya kusemesa.

28 Chapupu chinoreva nhema chichaparara,+

Asi munhu anoteerera achabudirira pane zvaanopupurira.*

29 Munhu akaipa ane chiso chisinganyari,+

Asi munhu akarurama ndiye ane nzira ichabudirira.*+

30 Hapana uchenjeri, kana ungwaru, kana zano zvingarwisana naJehovha.+

31 Bhiza rinogadzirirwa zuva rekurwa,+

Asi ruponeso nderwaJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe