RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Vakafa vari nani pane vanodzvinyirirwa (1-3)

      • Kushanda nesimba zvine mwero (4-6)

      • Kukosha kweshamwari (7-12)

        • Vaviri vari nani pane mumwe chete (9)

      • Upenyu hwemutongi hunogona kusava nezvahunobatsira (13-16)

Muparidzi 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:20; 142:4

Muparidzi 4:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 3:17; Mup 2:17

Muparidzi 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:18
  • +Mup 1:14

Muparidzi 4:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “basa rakaoma.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 5:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

    11/1/1999, p. 32

    2/15/1997, pp. 15-16

    Mukai!,

    9/8/1994, p. 32

Muparidzi 4:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “uye rinodya nyama yaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:10, 11; 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1999, p. 32

Muparidzi 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:16; Zvi 15:16; 16:8; 17:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2020 p. 10

    3/2014, p. 11

    Nharireyomurindi,

    11/1/1999, p. 32

Muparidzi 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndichinyima mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:20; Mup 5:10
  • +Pis 39:6; Ru 12:18-20
  • +Mup 2:22, 23

Muparidzi 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:18; Zvi 27:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 42

Muparidzi 4:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “haidambuki nyore nyore.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uri Murudo rwaMwari, pp. 133-134

    “Rudo rwaMwari,” pp. 111-112

    Nharireyomurindi,

    10/15/2009, p. 18

    12/15/2008, p. 30

Muparidzi 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:1; 28:6, 16
  • +1Mad 22:8; 2Mak 25:15, 16

Muparidzi 4:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvimwe pari kutaurwa mwana akachenjera.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:14, 40
  • +2Sa 7:8; Job 5:11

Muparidzi 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

Muparidzi 4:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 20:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 4:1Pis 69:20; 142:4
Mup. 4:2Job 3:17; Mup 2:17
Mup. 4:3Jer 20:18
Mup. 4:3Mup 1:14
Mup. 4:4VaG 5:26
Mup. 4:5Zvi 6:10, 11; 20:4
Mup. 4:6Pis 37:16; Zvi 15:16; 16:8; 17:1
Mup. 4:8Zvi 27:20; Mup 5:10
Mup. 4:8Pis 39:6; Ru 12:18-20
Mup. 4:8Mup 2:22, 23
Mup. 4:9Ge 2:18; Zvi 27:17
Mup. 4:13Zvi 19:1; 28:6, 16
Mup. 4:131Mad 22:8; 2Mak 25:15, 16
Mup. 4:14Ge 41:14, 40
Mup. 4:142Sa 7:8; Job 5:11
Mup. 4:162Sa 20:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 4:1-16

Muparidzi

4 Ndakatangazve kufunga mabasa ese eudzvinyiriri anoitwa pasi pezuva. Ndakaona misodzi yevanhu vaidzvinyirirwa, uye pakanga pasina aivanyaradza.+ Uye vaya vaivadzvinyirira vaiva nesimba, uye pakanga pasina aivanyaradza. 2 Uye ndakaona kuti vakafa vaiva nani pane vapenyu vachiri kurarama.+ 3 Uye ari nani kupfuura vese ndeuya asati aberekwa,+ uyo asati aona zvinhu zvinotambudza zviri kuitwa pasi pezuva.+

4 Uye ndakaona kushanda nesimba* uye basa reunyanzvi zvinobva pakukwikwidzana kunenge kuchiita vanhu;+ izviwo hazvina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo.

5 Benzi rinopeta maoko aro nyama yaro ichiparara.*+

6 Zviri nani kumboti zororei pane kushanda zvakaoma zvakapetwa kaviri uchidzingana nemhepo.+

7 Ndakaisa pfungwa dzangu pachimwezve chinhu chisina zvachinobatsira pasi pezuva: 8 Kune munhu ari ega asina waanogara naye; haana mwanakomana kana hama, asi anongoramba ari pabasa rake rakaoma. Maziso ake haambofi akagutswa nepfuma.+ Asi anombozvibvunza here kuti, ‘Ndiani wandiri kushandira zvakaoma ndichizvinyima* zvinhu zvakanaka’?+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye ibasa rinonzwisa tsitsi.+

9 Vaviri vari nani kupfuura mumwe chete+ nekuti vane mubayiro wakanaka pakushanda kwavo nesimba. 10 Nekuti kana mumwe akawa, mumwe wacho anobatsira mumwe wake kusimuka. Asi chii chichaitika kune uya anowa kana asina mumwe angamubatsira kusimuka?

11 Uyezve, kana vaviri vakarara pamwe chete, vachadziyirwa, asi mumwe chete angadziyirwa sei? 12 Uye munhu anogona kukurirwa nemumwe munhu kana ari ega, asi kana vava vaviri, vanogona kumirisana naye. Tambo yakakoswa netambo nhatu haikurumidzi kudambuka.*

13 Mwana murombo asi iye akachenjera ari nani pana mambo akwegura asi asisina njere+ dzekuti ateerere kana achinyeverwa.+ 14 Nekuti akabuda* mujeri kuti ave mambo,+ kunyange zvazvo akaberekwa ari murombo muumambo hweuyu.+ 15 Ndakafunga nezvevapenyu vese vanofamba-famba pasi pezuva, uye kuti chii chinoitika kune wechidiki anotora nzvimbo yanga iine mumwe. 16 Kunyange zvazvo vatsigiri vake vasingaperi, vaya vanozotevera vanenge vasingamufariri.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe