RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Kusimbiswa kweumambo hwaDhavhidhi (1, 2)

      • Mhuri yaDhavhidhi (3-7)

      • VaFiristiya vanokundwa (8-17)

1 Makoronike 14:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nevavaki vemasvingo.”

  • *

    Kana kuti “muzinda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:6, 8
  • +2Sa 5:11, 12

1 Makoronike 14:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:20, 21
  • +2Sa 7:8

1 Makoronike 14:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:17
  • +2Sa 5:13-16

1 Makoronike 14:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:5-9
  • +Ru 3:23, 31
  • +1Mad 1:47; Mt 1:6

1 Makoronike 14:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:3
  • +2Sa 5:17; Pis 2:2

1 Makoronike 14:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:18, 22; 23:13

1 Makoronike 14:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:19-21

1 Makoronike 14:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Shasha Yekupaza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 28:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1991, pp. 20-21

1 Makoronike 14:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:25

1 Makoronike 14:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:22-25

1 Makoronike 14:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 8:2; Pis 18:34

1 Makoronike 14:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:14; Vat 4:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1991, p. 21

1 Makoronike 14:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:22; Eks 39:32
  • +Jos 16:10

1 Makoronike 14:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:25; 11:25; Jos 2:9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 14:11Mad 5:6, 8
1 Mak. 14:12Sa 5:11, 12
1 Mak. 14:2Pis 89:20, 21
1 Mak. 14:22Sa 7:8
1 Mak. 14:3Dhe 17:17
1 Mak. 14:32Sa 5:13-16
1 Mak. 14:41Mak 3:5-9
1 Mak. 14:4Ru 3:23, 31
1 Mak. 14:41Mad 1:47; Mt 1:6
1 Mak. 14:81Mak 11:3
1 Mak. 14:82Sa 5:17; Pis 2:2
1 Mak. 14:92Sa 5:18, 22; 23:13
1 Mak. 14:102Sa 5:19-21
1 Mak. 14:11Isa 28:21
1 Mak. 14:12Dhe 7:25
1 Mak. 14:132Sa 5:22-25
1 Mak. 14:14Jos 8:2; Pis 18:34
1 Mak. 14:15Dhe 23:14; Vat 4:14
1 Mak. 14:16Ge 6:22; Eks 39:32
1 Mak. 14:16Jos 16:10
1 Mak. 14:17Dhe 2:25; 11:25; Jos 2:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 14:1-17

Bhuku Rekutanga reMakoronike

14 Mambo Hiramu+ weTire akatuma nhume kuna Dhavhidhi, nematanda emisidhari, nevavezi vematombo,* nevavezi vematanda kuti vamuvakire imba.*+ 2 Dhavhidhi akaziva kuti Jehovha akanga asimbisa umambo hwake pana Israeri,+ nekuti akasimudzira chaizvo umambo hwake achiitira vanhu vake vaIsraeri.+

3 Dhavhidhi akatora mamwe madzimai+ muJerusarema, uye Dhavhidhi akabereka vamwe vanakomana nevanasikana.+ 4 Aya ndiwo mazita evana vaakabereka muJerusarema:+ Shamua, Shobhabhu, Natani,+ Soromoni,+ 5 Ibhari, Erishua, Eripereti, 6 Noga, Nefegi, Jafiya, 7 Erishama, Bheeriyadha, naErifereti.

8 VaFiristiya pavakanzwa kuti Dhavhidhi akanga azodzwa kuti ave mambo wevaIsraeri vese,+ vaFiristiya vese vakakwidza vachienda kunotsvaga Dhavhidhi.+ Dhavhidhi paakazvinzwa, akabuda kuti anorwa navo. 9 VaFiristiya vakabva vauya, uye vairamba vachirwisa vagari vemuBani reRefaimu.+ 10 Dhavhidhi akabvunza Mwari, achiti: “Ndiende kunorwa nevaFiristiya here? Muchavaisa muruoko rwangu here?” Jehovha akabva ati kwaari: “Enda, nekuti chokwadi ndichavaisa muruoko rwako.”+ 11 Saka Dhavhidhi akaenda kuBhaari-perazimu,+ uye akavauraya ikoko. Dhavhidhi akabva ati: “Mwari wechokwadi apaza vavengi vangu achishandisa ruoko rwangu, sekupazwa kunoitwa madziro nemvura.” Ndokusaka vakatumidza nzvimbo iyoyo kuti Bhaari-perazimu.* 12 VaFiristiya vakasiya vanamwari vavo ipapo, uye pashure pekunge Dhavhidhi apa murayiro, vanamwari vacho vakapiswa mumoto.+

13 Gare gare vaFiristiya vakarwisazve mubani.+ 14 Dhavhidhi akabva abvunzazve Mwari, asi Mwari wechokwadi akati kwaari: “Usaenda wakavananga. Asi pota nekuseri kwavo, uvarwise uri mberi kwemakwenzi emibheka.+ 15 Uye paunonzwa ruzha pamusoro pemakwenzi emibheka runenge rwevanhu vari kufora, ibva warwisa, nekuti Mwari wechokwadi achange aenda mberi kwako kunoparadza uto revaFiristiya.”+ 16 Saka Dhavhidhi akaita zvaakarayirwa naMwari wechokwadi,+ uye vakaparadza uto revaFiristiya kubva kuGibhiyoni kusvika kuGezeri.+ 17 Mukurumbira waDhavhidhi wakapararira kunyika dzese, uye Jehovha akaita kuti marudzi ese amutye.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe