RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Madzinza akabva kuna Isau (1-30)

      • Madzimambo nemadzishe evaEdhomu (31-43)

Genesisi 36:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:30; Eze 25:12, 13; VaR 9:13

Genesisi 36:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:10
  • +Ge 26:34
  • +Ge 36:18

Genesisi 36:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:17
  • +Ge 25:13; 28:9

Genesisi 36:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:35

Genesisi 36:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yese yeimba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 33:9
  • +Ge 27:39; 32:3

Genesisi 36:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yavaigara sevatorwa.”

Genesisi 36:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 14:6; Dhe 2:5
  • +Ge 25:30

Genesisi 36:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:12

Genesisi 36:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:35

Genesisi 36:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:34
  • +Ge 36:40, 42; 1Mak 1:36

Genesisi 36:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 17:8; Nu 13:29; 24:20; Dhe 25:19; 1Sa 15:8; 30:1

Genesisi 36:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 26:34

Genesisi 36:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:15
  • +1Mak 1:53, 54

Genesisi 36:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:36

Genesisi 36:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:23; 1Mad 9:26

Genesisi 36:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:30; 32:3

Genesisi 36:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 14:6; Dhe 2:12, 22
  • +1Mak 1:40

Genesisi 36:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:38

Genesisi 36:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:39

Genesisi 36:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:2

Genesisi 36:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:41

Genesisi 36:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:42

Genesisi 36:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:38

Genesisi 36:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanakomana vaIsraeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:14
  • +Dhe 17:14, 15; 1Sa 10:19; 1Mak 1:43-50

Genesisi 36:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:1, 2; Eks 2:15; Nu 31:2

Genesisi 36:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:51-54

Genesisi 36:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:5
  • +Ge 25:30; 36:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 36:1Ge 25:30; Eze 25:12, 13; VaR 9:13
Gen. 36:2Ge 36:10
Gen. 36:2Ge 26:34
Gen. 36:2Ge 36:18
Gen. 36:3Ge 36:17
Gen. 36:3Ge 25:13; 28:9
Gen. 36:51Mak 1:35
Gen. 36:6Ge 33:9
Gen. 36:6Ge 27:39; 32:3
Gen. 36:8Ge 14:6; Dhe 2:5
Gen. 36:8Ge 25:30
Gen. 36:9Dhe 2:12
Gen. 36:101Mak 1:35
Gen. 36:11Ge 36:34
Gen. 36:11Ge 36:40, 42; 1Mak 1:36
Gen. 36:12Eks 17:8; Nu 13:29; 24:20; Dhe 25:19; 1Sa 15:8; 30:1
Gen. 36:13Ge 26:34
Gen. 36:15Eks 15:15
Gen. 36:151Mak 1:53, 54
Gen. 36:161Mak 1:36
Gen. 36:17Nu 20:23; 1Mad 9:26
Gen. 36:19Ge 25:30; 32:3
Gen. 36:20Ge 14:6; Dhe 2:12, 22
Gen. 36:201Mak 1:40
Gen. 36:211Mak 1:38
Gen. 36:221Mak 1:39
Gen. 36:24Ge 36:2
Gen. 36:261Mak 1:41
Gen. 36:281Mak 1:42
Gen. 36:301Mak 1:38
Gen. 36:31Nu 20:14
Gen. 36:31Dhe 17:14, 15; 1Sa 10:19; 1Mak 1:43-50
Gen. 36:35Ge 25:1, 2; Eks 2:15; Nu 31:2
Gen. 36:401Mak 1:51-54
Gen. 36:43Dhe 2:5
Gen. 36:43Ge 25:30; 36:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 36:1-43

Genesisi

36 Iyi ndiyo nhoroondo yaIsau, kureva Edhomu.+

2 Isau akatora madzimai ake pavanasikana veKenani: Adha+ mwanasikana waEroni muHiti;+ naOhoribhama+ mwanasikana waEna, muzukuru waZibhiyoni muHivhi; 3 naBhasemati,+ mwanasikana waIshmaeri, hanzvadzi yaNebhayoti.+

4 Adha akaberekera Isau Erifazi, uye Bhasemati akabereka Reueri,

5 uye Ohoribhama akabereka Jeushi, Jaramu, naKora.+

Ava ndivo vanakomana vaIsau, vaakabereka munyika yeKenani. 6 Isau akabva atora madzimai ake, vanakomana vake, vanasikana vake, vanhu vese veimba* yake, zvipfuwo zvake zvese nepfuma yese yaakanga awana+ munyika yeKenani, akaenda kune imwe nyika iri kure naJakobho munin’ina wake.+ 7 Akadaro nekuti zvinhu zvavo zvakanga zvawandisa saka vaisagona kugara pamwe chete, uye nyika yavaigara* yakanga isisavakwaniri nekuwanda kwakanga kwaita zvipfuwo zvavo. 8 Saka Isau akagara munyika ine makomo yeSeiri.+ Isau ndiye Edhomu.+

9 Iyi ndiyo nhoroondo yaIsau baba vaEdhomu vaigara munyika ine makomo yeSeiri.+

10 Aya ndiwo mazita evanakomana vaIsau: Erifazi mwanakomana waAdha, mudzimai waIsau; Reueri mwanakomana waBhasemati, mudzimai waIsau.+

11 Vanakomana vaErifazi vaiva Temani,+ Omari, Zefo, Gatamu, naKenazi.+ 12 Timna akava murongo* waErifazi, mwanakomana waIsau. Akazomuberekera Amareki.+ Ava ndivo vanakomana vaAdha, mudzimai waIsau.

13 Ava ndivo vanakomana vaReueri: Nahati, Zera, Shamaa, naMiza. Ava ndivo vaiva vanakomana vaBhasemati,+ mudzimai waIsau.

14 Ava ndivo vaiva vanakomana vaOhoribhama mwanasikana waEna, muzukuru waZibhiyoni, mudzimai waIsau, vaakaberekera Isau: Jeushi, Jaramu, naKora.

15 Aya ndiwo madzishe evanakomana vaIsau: Vanakomana vaErifazi, dangwe raIsau:+ Ishe Temani, Ishe Omari, Ishe Zefo, Ishe Kenazi,+ 16 Ishe Kora, Ishe Gatamu, Ishe Amareki. Aya ndiwo madzishe aErifazi+ munyika yeEdhomu. Ava ndivo vanakomana vakaberekwa naAdha.

17 Ava ndivo vanakomana vaReueri, mwanakomana waIsau: Ishe Nahati, Ishe Zera, Ishe Shamaa, Ishe Miza. Aya ndiwo madzishe aReueri munyika yeEdhomu.+ Ava ndivo vanakomana vakaberekwa naBhasemati, mudzimai waIsau.

18 Saka ava ndivo vanakomana vaOhoribhama, mudzimai waIsau: Ishe Jeushi, Ishe Jaramu, Ishe Kora. Aya ndiwo madzishe aOhoribhama mwanasikana waEna, mudzimai waIsau.

19 Ava ndivo vanakomana vaIsau, uye aya ndiwo madzishe avo. Iye ndiye Edhomu.+

20 Ava ndivo vanakomana vaSeiri muHori, vagari vemunyika yacho:+ Rotani, Shobhari, Zibhiyoni, Ena,+ 21 Dhishoni, Ezeri, naDhishani.+ Aya ndiwo madzishe evaHori, vanakomana vaSeiri, aiva munyika yeEdhomu.

22 Vanakomana vaRotani vaiva Hori naHemamu, uye hanzvadzi yaRotani yaiva Timna.+

23 Ava ndivo vanakomana vaShobhari: Aruvhani, Manahati, Ebhari, Shefo, naOnamu.

24 Ava ndivo vanakomana vaZibhiyoni:+ Aya naEna. Uyu ndiye Ena akawana zvitubu zvemvura inopisa musango paaifudza madhongi aZibhiyoni baba vake.

25 Ava ndivo vana vaEna: Dhishoni naOhoribhama mwanasikana waEna.

26 Ava ndivo vanakomana vaDhishoni: Hemdhani, Eshbhani, Itrani, naKerani.+

27 Ava ndivo vanakomana vaEzeri: Bhirihani, Zaavhani, naEkani.

28 Ava ndivo vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.+

29 Aya ndiwo madzishe evaHori: Ishe Rotani, Ishe Shobhari, Ishe Zibhiyoni, Ishe Ena, 30 Ishe Dhishoni, Ishe Ezeri, Ishe Dhishani.+ Aya ndiwo madzishe evaHori maererano nemadzishe avo munyika yeSeiri.

31 Aya ndiwo madzimambo akatonga munyika yeEdhomu+ vaIsraeri* vasati vava kutongwa nemadzimambo.+ 32 Bhira mwanakomana waBheori akatonga muEdhomu, uye guta rake rainzi Dhinhabha. 33 Bhira paakafa, akatsiviwa naJobhabhu mwanakomana waZera wekuBhozra. 34 Jobhabhu paakafa, akatsiviwa naHushamu wekunyika yevaTemani. 35 Hushamu paakafa, akatsiviwa naHadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda vaMidhiyani+ munyika yeMoabhi, uye guta rake rainzi Avhiti. 36 Hadhadhi paakafa, akatsiviwa naSamra wekuMasreka. 37 Samra paakafa, akatsiviwa naShauri wekuRehobhoti pedyo neRwizi. 38 Shauri paakafa, akatsiviwa naBhaari-hanani mwanakomana waAkibhori. 39 Bhaari-hanani mwanakomana waAkibhori paakafa, akatsiviwa naHadhari. Guta rake rainzi Pau, uye mudzimai wake ainzi Mehetabheri, mwanasikana waMatredhi, mwanasikana waMezahabhu.

40 Saka aya ndiwo mazita emadzishe aIsau maererano nemhuri dzawo, maererano nenzvimbo dzawo, nemazita awo: Ishe Timna, Ishe Aruvha, Ishe Jeteti,+ 41 Ishe Ohoribhama, Ishe Eraa, Ishe Pinoni, 42 Ishe Kenazi, Ishe Temani, Ishe Mibzari, 43 Ishe Magdhieri, Ishe Iramu. Aya ndiwo madzishe aEdhomu maererano nenzvimbo dzaaigara munyika yawo.+ Uyu ndiye Isau baba vaEdhomu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe