RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 75
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari anotonga zvakarurama

        • Vakaipa vachanwa kapu yaJehovha (8)

Pisarema 75:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 35:15

Pisarema 75:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 30:27

Pisarema 75:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyanga yenyu.”

Pisarema 75:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyanga yenyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 75:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:6; 58:11
  • +1Sa 2:7; Dha 2:21; 4:17; Ru 1:52

Pisarema 75:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 11:5, 6
  • +Job 21:19, 20; Jer 25:15, 28; 49:12; Zva 14:9, 10; 16:19; 18:6

Pisarema 75:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndicharidzira rwiyo.”

Pisarema 75:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyanga dzese dzevakaipa.”

  • *

    ChiHeb., “nyanga dzevakarurama dzichakwidziridzwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 75:mashoko ekusuma2Mak 35:15
Pis. 75:1Isa 30:27
Pis. 75:7Pis 50:6; 58:11
Pis. 75:71Sa 2:7; Dha 2:21; 4:17; Ru 1:52
Pis. 75:8Pis 11:5, 6
Pis. 75:8Job 21:19, 20; Jer 25:15, 28; 49:12; Zva 14:9, 10; 16:19; 18:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 75:1-10

Mapisarema

Kumutungamiriri. Mutinhimira unonzi, “Musaparadza.” Pisarema raAsafi.+ Rwiyo.

75 Tinokutendai, haiwa Mwari, tinokutendai;

Zita renyu riri pedyo,+

Uye vanhu vanozivisa mabasa enyu anoshamisa.

 2 Munoti: “Pandinotara nguva,

Ndinotonga ndisingasaruri.

 3 Pakanyungudutswa nyika uye vagari vayo vese,

Ndini ndakaita kuti mbiru dzayo dzirambe dzakasimba.” (Sera)

 4 Ndinoti kune vaya vanozvirumbidza, “Musazvirumbidza,”

Uye kune vakaipa, “Musakwidziridza simba renyu.*

 5 Musakwidziridzira simba renyu* kumusoro

Kana kutaura muchizvitutumadza.

 6 Nekuti kukwidziridzwa hakubvi

Kumabvazuva kana kumavirira kana kumaodzanyemba.

 7 Nekuti Mwari Mutongi.+

Anoderedza mumwe munhu, okwidziridza mumwe.+

 8 Nekuti muruoko rwaJehovha mune kapu;+

Waini yacho iri kupupuma uye yakanyatsosanganiswa.

Achatoidurura,

Uye vakaipa vese vepanyika vachainwa, kusvikira kumasese acho.”+

 9 Asi kana ndiri ini, ndichazivisa nezvazvo nekusingaperi;

Ndichaimba ndichirumbidza* Mwari waJakobho.

10 Nekuti anoti: “Ndichagura simba rese revakaipa,*

Asi simba revakarurama richakwidziridzwa.”*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe