RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anosimuka kuti aite chimwe chinhu

        • Zvinotaurwa naMwari zvakachena (6)

Pisarema 12:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1968

Pisarema 12:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:3

Pisarema 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:9, 10; 1Sa 2:3; Eze 28:2

Pisarema 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:5

Pisarema 12:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanovatsvinyira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 3:7

Pisarema 12:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “muchoto chekunyungudutsira chakagadzikwa pasi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:31; Pis 19:8

Pisarema 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:9

Pisarema 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 8:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 12:2Pis 28:3
Pis. 12:3Eks 15:9, 10; 1Sa 2:3; Eze 28:2
Pis. 12:4Pis 10:5
Pis. 12:5Eks 3:7
Pis. 12:62Sa 22:31; Pis 19:8
Pis. 12:71Sa 2:9
Pis. 12:8Mup 8:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 12:1-8

Mapisarema

Kumutungamiriri; ruchiridzwa nemutinhimira weSheminiti.*

Rwiyo rwaDhavhidhi.

12 Ndiponeseiwo Jehovha, nekuti hapasisina munhu akavimbika;

Vanhu vakatendeka vanyangarika pakati pevanhu.

 2 Vanotaurirana nhema;

Vanonyengera nemiromo yavo uye vanotaura nemwoyo inonyengera.+

 3 Jehovha achacheka miromo yese inonyengera

Uye rurimi runozvikudza,+

 4 Vaya vanoti: “Tichakunda nerurimi rwedu.

Tinoita zvatinoda nemiromo yedu;

Ndiani achava tenzi wedu?”+

 5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,

Nekuti varombo vari kugomera,+

Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha.

“Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”*

 6 Zvinotaurwa naJehovha zvakachena;+

Zvakaita sesirivha yakanatswa, yakacheneswa kanomwe muchoto chakaumbwa nevhu.*

 7 Muchavachengetedza, haiwa Jehovha;+

Muchadzivirira mumwe nemumwe wavo pachizvarwa ichi nekusingaperi.

 8 Vakaipa vanofamba-famba pasina anovadzora

Nekuti vanakomana vevanhu vanokurudzira uipi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe