RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 77
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero panguva yekutambudzika

        • Kufungisisa mabasa aMwari (11, 12)

        • ‘Ndiani mukuru semi, haiwa Mwari?’ (13)

Pisarema 77:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 35:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1958

Pisarema 77:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; Zvi 15:29

Pisarema 77:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “asingaiti chiveve.”

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu haunganyaradzwi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6; 50:15

Pisarema 77:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:5
  • +Pis 143:4

Pisarema 77:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:5; Isa 51:9

Pisarema 77:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nziyo dzezviridzwa zvine tambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 42:8
  • +Pis 77:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

Pisarema 77:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:1
  • +Pis 79:5

Pisarema 77:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 49:14; 63:15

Pisarema 77:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinondibaya.”

  • *

    ChiHeb., “ruoko rwake rwerudyi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:22

Pisarema 77:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2001, p. 9

Pisarema 77:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:9; Pis 143:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2001, p. 9

Pisarema 77:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11; Pis 89:8

Pisarema 77:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:18; Zva 15:3
  • +Eks 9:16; Isa 52:10; Dha 3:29; 6:26, 27

Pisarema 77:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Makadzikinura.”

  • *

    ChiHeb., “neruoko rwenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:6; Dhe 9:29

Pisarema 77:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:21; Jos 3:16; Pis 114:1-3

Pisarema 77:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:15; Pis 144:6

Pisarema 77:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyika inobereka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 29:3
  • +Pis 97:4
  • +Eks 19:18; 2Sa 22:8

Pisarema 77:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:10, 11; Ha 3:15

Pisarema 77:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; Pis 78:52
  • +Isa 63:11; Mab 7:35, 36

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 77:mashoko ekusuma2Mak 35:15
Pis. 77:1Pis 34:6; Zvi 15:29
Pis. 77:2Pis 18:6; 50:15
Pis. 77:3Pis 42:5
Pis. 77:3Pis 143:4
Pis. 77:5Pis 143:5; Isa 51:9
Pis. 77:6Pis 42:8
Pis. 77:6Pis 77:12
Pis. 77:7Pis 74:1
Pis. 77:7Pis 79:5
Pis. 77:9Isa 49:14; 63:15
Pis. 77:10Pis 31:22
Pis. 77:121Mak 16:9; Pis 143:5
Pis. 77:13Eks 15:11; Pis 89:8
Pis. 77:14Pis 72:18; Zva 15:3
Pis. 77:14Eks 9:16; Isa 52:10; Dha 3:29; 6:26, 27
Pis. 77:15Eks 6:6; Dhe 9:29
Pis. 77:16Eks 14:21; Jos 3:16; Pis 114:1-3
Pis. 77:172Sa 22:15; Pis 144:6
Pis. 77:18Pis 29:3
Pis. 77:18Pis 97:4
Pis. 77:18Eks 19:18; 2Sa 22:8
Pis. 77:19Ne 9:10, 11; Ha 3:15
Pis. 77:20Eks 13:21; Pis 78:52
Pis. 77:20Isa 63:11; Mab 7:35, 36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 77:1-20

Mapisarema

Kumutungamiriri; paJedhutuni.* Rwiyo rwaAsafi.+

77 Ndichashevedzera kuna Mwari nenzwi rangu;

Ndichashevedzera kuna Mwari, uye achandinzwa.+

 2 Ndinotsvaga Jehovha pazuva rekutambudzika kwangu.+

Usiku maoko angu anotambanudzirwa kwaari asinganeti.*

Handinganyaradzwi.*

 3 Pandinoyeuka Mwari, ndinogomera;+

Ndinotambudzika uye simba rangu rinopera.+ (Sera)

 4 Munoita kuti maziso angu arambe akavhurika;

Ndiri kunetseka uye handigoni kutaura.

 5 Pfungwa dzangu dzinodzokera kumazuva ekare,+

Kumakore ekare kare.

 6 Usiku ndinoyeuka rwiyo rwangu;*+

Ndinofungisisa mumwoyo mangu;+

Ndinonyatsotsvaga kuti ndinzwisise.

 7 Jehovha acharamba achitirasa nekusingaperi here?+

Haazomboratidzi zvakare nyasha dzake here?+

 8 Rudo rwake rusingachinji rwakatopera zvachose here?

Zvizvarwa zvese zvichatadza kuona zvaakavimbisa zvichizadziswa here?

 9 Mwari akanganwa kuratidza nyasha dzake here?+

Kana kuti kutsamwa kwake kwaita kuti tsitsi dzake dzipere here? (Sera)

10 Ndinofanira here kuramba ndichiti: “Izvi ndizvo zvinondishungurudza:*+

Wekumusorosoro achinja mabatiro aaitiita”?*

11 Ndichayeuka mabasa aJah;

Ndichayeuka mabasa enyu anoshamisa ekare kare.

12 Uye ndichafungisisa nezvemabasa enyu ese

Uye ndichadzamisa pfungwa ndichifunga zvamakaita.+

13 Haiwa Mwari, nzira dzenyu itsvene.

Ndeupi mumwe mwari mukuru semi, haiwa Mwari?+

14 Ndimi Mwari wechokwadi, anoita zvinhu zvinoshamisa.+

Makaita kuti marudzi aone simba renyu.+

15 Makanunura* vanhu venyu nesimba renyu,*+

Ivo vanakomana vaJakobho nevaJosefa. (Sera)

16 Mvura yakakuonai, haiwa Mwari;

Mvura yakakuonai ikanetseka.+

Uye mvura yakadzika yakatanga kudedera.

17 Makore akadurura mvura.

Denga rine makore rakatinhira,

Uye miseve yenyu yakaenda kuno nekoko.+

18 Ruzha rwemabhanan’ana enyu+ rwakaita semavhiri engoro;

Mheni dzakavhenekera nyika;*+

Nyika yakadedera, ikadengenyeka.+

19 Nzira yenyu yakapinda nemugungwa,+

Gwara renyu rakapinda nemumvura zhinji;

Asi pakatsika tsoka dzenyu pakanga pasingaoneki.

20 Makatungamirira vanhu venyu semakwai,+

Vari mumaoko aMozisi naAroni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe