RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Dhavhidhi anogadzirira zvekuvakisa temberi (1-5)

      • Dhavhidhi anorayira Soromoni (6-16)

      • Machinda anorayirwa kuti abatsire Soromoni (17-19)

1 Makoronike 22:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5, 6; 2Sa 24:18; 2Mak 3:1

1 Makoronike 22:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:20, 21; 2Mak 2:17, 18
  • +1Mad 5:15, 17; 6:7; 7:9

1 Makoronike 22:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:47

1 Makoronike 22:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:11
  • +1Mad 5:6, 8
  • +2Mak 2:3

1 Makoronike 22:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:7
  • +2Mak 2:5
  • +Hag 2:3
  • +Pis 68:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2017, p. 29

1 Makoronike 22:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5, 6; 2Sa 7:2; Pis 132:3-5

1 Makoronike 22:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:4

1 Makoronike 22:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “wezororo.”

  • *

    Zita iri rinobva pashoko rechiHebheru rinoreva kuti “Rugare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:5
  • +2Sa 7:12, 13; 1Mad 4:25; 5:4
  • +2Sa 12:24
  • +Pis 72:7

1 Makoronike 22:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:5
  • +2Sa 7:14; VaH 1:5
  • +1Mak 17:12-14; Pis 89:35, 36

1 Makoronike 22:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:20

1 Makoronike 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 1:10; Pis 72:1
  • +Dhe 4:6

1 Makoronike 22:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:37; 1Mak 28:7
  • +Dhe 12:1; 17:18, 19; Jos 1:8; 1Mad 2:3; 1Mak 28:7; Pis 19:8, 11
  • +Jos 1:6, 9; 1Mak 28:20

1 Makoronike 22:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Tarenda rainge rakaenzana nemakirogiramu 34,2. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:6, 7
  • +1Mak 29:2-4

1 Makoronike 22:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:17; 6:7; 7:9
  • +1Mad 7:13, 14

1 Makoronike 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:3
  • +2Mak 1:1

1 Makoronike 22:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:29; 2Mak 20:3; Dha 9:3
  • +1Mad 6:1
  • +1Mad 8:6, 21
  • +Dhe 12:21; 1Mad 8:29; 9:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 22:1Dhe 12:5, 6; 2Sa 24:18; 2Mak 3:1
1 Mak. 22:21Mad 9:20, 21; 2Mak 2:17, 18
1 Mak. 22:21Mad 5:15, 17; 6:7; 7:9
1 Mak. 22:31Mad 7:47
1 Mak. 22:42Sa 5:11
1 Mak. 22:41Mad 5:6, 8
1 Mak. 22:42Mak 2:3
1 Mak. 22:51Mad 3:7
1 Mak. 22:52Mak 2:5
1 Mak. 22:5Hag 2:3
1 Mak. 22:5Pis 68:29
1 Mak. 22:7Dhe 12:5, 6; 2Sa 7:2; Pis 132:3-5
1 Mak. 22:81Mak 17:4
1 Mak. 22:91Mak 28:5
1 Mak. 22:92Sa 7:12, 13; 1Mad 4:25; 5:4
1 Mak. 22:92Sa 12:24
1 Mak. 22:9Pis 72:7
1 Mak. 22:101Mad 5:5
1 Mak. 22:102Sa 7:14; VaH 1:5
1 Mak. 22:101Mak 17:12-14; Pis 89:35, 36
1 Mak. 22:111Mak 28:20
1 Mak. 22:122Mak 1:10; Pis 72:1
1 Mak. 22:12Dhe 4:6
1 Mak. 22:13Re 19:37; 1Mak 28:7
1 Mak. 22:13Dhe 12:1; 17:18, 19; Jos 1:8; 1Mad 2:3; 1Mak 28:7; Pis 19:8, 11
1 Mak. 22:13Jos 1:6, 9; 1Mak 28:20
1 Mak. 22:141Mak 29:6, 7
1 Mak. 22:141Mak 29:2-4
1 Mak. 22:151Mad 5:17; 6:7; 7:9
1 Mak. 22:151Mad 7:13, 14
1 Mak. 22:161Mak 22:3
1 Mak. 22:162Mak 1:1
1 Mak. 22:19Dhe 4:29; 2Mak 20:3; Dha 9:3
1 Mak. 22:191Mad 6:1
1 Mak. 22:191Mad 8:6, 21
1 Mak. 22:19Dhe 12:21; 1Mad 8:29; 9:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 22:1-19

Bhuku Rekutanga reMakoronike

22 Dhavhidhi akabva ati: “Iyi ndiyo imba yaJehovha Mwari wechokwadi, uye iyi ndiyo atari yezvibayiro zvinopiswa ichashandiswa nevaIsraeri.”+

2 Dhavhidhi akabva arayira kuti vatorwa+ vaigara munyika yeIsraeri vaunganidzwe, uye akavapa basa rekucheka nekuveza matombo ekuvakisa imba yaMwari wechokwadi.+ 3 Dhavhidhi akaunganidzawo simbi dzakawanda chaizvo dzekugadzirisa zvipikiri zvemasuo emagedhi uye dzekugadzirisa zvekusungisa, nemhangura yakawanda chaizvo yaisagona kuyerwa,+ 4 nematanda emisidhari+ asingaverengeki, nekuti vaSidhoni+ nevaTire+ vakauya nematanda emisidhari akawanda chaizvo kuna Dhavhidhi. 5 Uye Dhavhidhi akati: “Mwanakomana wangu Soromoni mudiki uye haana ruzivo,+ asi imba ichavakirwa Jehovha ichange yakanaka chaizvo,+ zvekuti mukurumbira wayo nekunaka+ kwayo zvichazivikanwa kunyika dzese.+ Saka ndichagadzirira zvekuti azoshandisa.” Saka Dhavhidhi akagadzirira zvinhu zvakawanda chaizvo asati afa.

6 Uyewo akashevedza mwanakomana wake Soromoni akamurayira kuti avakire Jehovha Mwari waIsraeri imba. 7 Dhavhidhi akaudza mwanakomana wake Soromoni kuti: “Ndaiva nechido mumwoyo mangu chekuti ndivakire zita raJehovha Mwari wangu imba.+ 8 Asi shoko raJehovha rakauya kwandiri, richiti, ‘Wakadeura ropa rakawandisa, uye hondo dzawakarwa ihuru. Hauzovakiri zita rangu imba,+ nekuti wakadeura ropa rakawandisa panyika pamberi pangu. 9 Uchava nemwanakomana+ uyo achava munhu werugare,* uye ndichamuzorodza pavavengi vake vese vari kumativi ese;+ nekuti achanzi Soromoni,*+ uye ndichaita kuti vaIsraeri vave nerugare nerunyararo mumazuva ake.+ 10 Ndiye achavakira zita rangu imba.+ Achava mwanakomana wangu, uye ini ndichava baba vake.+ Ndichasimbisa chigaro cheumambo hwake pana Israeri nekusingaperi.’+

11 “Zvino mwanakomana wangu, Jehovha ngaave newe, ubudirire, uvake imba yaJehovha Mwari wako, sezvaakataura pamusoro pako.+ 12 Jehovha ngaangokupa ungwaru nekunzwisisa+ paachakupa simba rekutonga Israeri, kuti uchengete mutemo waJehovha Mwari wako.+ 13 Uchabva wabudirira kana ukanyatsochengeta mirau+ nezvakatongwa zvakarayirwa Mozisi naJehovha kuti ape Israeri.+ Shinga, usimbe. Usatya kana kuvhunduka.+ 14 Ndakashanda zvakaoma kuti ndiunganidzire imba yaJehovha matarenda* 100 000 egoridhe nematarenda 1 000 000 esirivha, nemhangura yakawanda chaizvo nesimbi+ zvisingagoni kuyerwa uremu hwazvo, uye ndakagadzirira matanda nematombo,+ asi uchazozviwedzera. 15 Une vanhu vazhinji vanoita basa, vanocheka matombo nevanoveza matombo,+ nevavezi vematanda, nevanhu vakawanda vane unyanzvi pamabasa akasiyana-siyana.+ 16 Goridhe racho, sirivha, mhangura nesimbi hazvigoni kuyerwa.+ Simuka utange basa, uye Jehovha ngaave newe.”+

17 Dhavhidhi akabva arayira machinda ese eIsraeri kuti abatsire mwanakomana wake Soromoni achiti: 18 “Jehovha Mwari wenyu haasi pakati penyu here uye haana kukuzorodzai kumativi ese here? Nekuti akandipa vagari vese vemunyika, uye nyika yakundwa pamberi paJehovha nepamberi pevanhu vake. 19 Zvipirei nemwoyo yenyu yese nemweya* yenyu yese kuti mutsvage Jehovha Mwari wenyu,+ mutange kuvaka nzvimbo tsvene yaJehovha Mwari wechokwadi,+ kuti muunze areka yesungano yaJehovha nemidziyo mitsvene yaMwari wechokwadi+ kuimba ichavakirwa zita raJehovha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe