RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 55
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero kana watengeswa neshamwari

        • Kushorwa neshamwari yepedyo (12-14)

        • “Kanda mutoro wako pana Jehovha” (22)

Pisarema 55:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 55:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Uye musavanda pandinonyengetera ndichikumbira rubatsiro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 3:12
  • +Pis 28:2; 143:7

Pisarema 55:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:1
  • +Isa 38:14

Pisarema 55:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:5-7

Pisarema 55:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:29
  • +Pis 18:4; 116:3; Isa 38:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 29-30

Pisarema 55:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:14
  • +1Sa 23:14

Pisarema 55:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vhiringidzai ndimi dzavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:31; 17:7

Pisarema 55:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:1

Pisarema 55:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 109:2

Pisarema 55:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:9; Mt 26:21; Joh 13:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 29-30

Pisarema 55:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:12; 16:23
  • +Ru 22:21, 48

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 29-30

Pisarema 55:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 29-30

Pisarema 55:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:23; 18:14; Pis 109:15; Mt 27:3, 5; Mab 1:16, 18

Pisarema 55:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:15

Pisarema 55:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:147; Dha 6:10
  • +Pis 5:3

Pisarema 55:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Achandidzikinura.”

  • *

    Kana kuti “opa mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 32:7; Pis 3:6

Pisarema 55:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 143:12
  • +Dhe 33:27; Pis 90:2
  • +Pis 36:1

Pisarema 55:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, uya aimbova shamwari ataurwa pavhesi ne.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 15:12
  • +2Sa 5:3; Mup 8:2

Pisarema 55:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:23
  • +Pis 28:3; 62:4

Pisarema 55:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “adzedzereke; azununguke.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:5; 1Pe 5:6, 7
  • +Pis 37:5; 68:19; VaF 4:6, 7
  • +Pis 37:23, 24; 62:2; 121:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    6/2016, p. 7

    Nharireyomurindi,

    3/15/2008, p. 13

    6/1/2006, p. 11

    8/1/2005, p. 6

    3/15/1999, pp. 22-23

    4/1/1996, pp. 27-30

    12/15/1991, pp. 17-18

    Midzimu Isingaoneki, pp. 56-57

Pisarema 55:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:15
  • +Pis 5:6; Zvi 10:27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 55:11Pe 3:12
Pis. 55:1Pis 28:2; 143:7
Pis. 55:2Pis 17:1
Pis. 55:2Isa 38:14
Pis. 55:32Sa 16:5-7
Pis. 55:4Pis 69:29
Pis. 55:4Pis 18:4; 116:3; Isa 38:10
Pis. 55:72Sa 15:14
Pis. 55:71Sa 23:14
Pis. 55:92Sa 15:31; 17:7
Pis. 55:102Sa 17:1
Pis. 55:11Pis 109:2
Pis. 55:12Pis 41:9; Mt 26:21; Joh 13:18
Pis. 55:132Sa 15:12; 16:23
Pis. 55:13Ru 22:21, 48
Pis. 55:152Sa 17:23; 18:14; Pis 109:15; Mt 27:3, 5; Mab 1:16, 18
Pis. 55:16Pis 91:15
Pis. 55:17Pis 119:147; Dha 6:10
Pis. 55:17Pis 5:3
Pis. 55:182Mak 32:7; Pis 3:6
Pis. 55:19Pis 143:12
Pis. 55:19Dhe 33:27; Pis 90:2
Pis. 55:19Pis 36:1
Pis. 55:202Sa 15:12
Pis. 55:202Sa 5:3; Mup 8:2
Pis. 55:212Sa 16:23
Pis. 55:21Pis 28:3; 62:4
Pis. 55:22Pis 43:5; 1Pe 5:6, 7
Pis. 55:22Pis 37:5; 68:19; VaF 4:6, 7
Pis. 55:22Pis 37:23, 24; 62:2; 121:3
Pis. 55:23Pis 55:15
Pis. 55:23Pis 5:6; Zvi 10:27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 55:1-23

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Maskiri.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

55 Teereraiwo munyengetero wangu Mwari,+

Uye musarega kunzwa chikumbiro changu chekunzwirwa tsitsi.*+

 2 Nditeererei mundipindure.+

Kunetseka kwangu kuri kundishayisa zororo,+

Uye ndiri kushungurudzika

 3 Nemhaka yezviri kutaurwa nemuvengi

Uye kundiomesera kuri kuita vakaipa.

Nekuti vanoramba vachitutira matambudziko pandiri,

Uye vanoramba vachindivenga vakatsamwa.+

 4 Mwoyo wangu uri kushungurudzika,+

Uye kutyisa kwerufu kuri kundipedza simba.+

 5 Kutya nekudedera zviri pandiri,

Uye kubvunda kwakandibata.

 6 Ndinongoti: “Dai ndaiva nemapapiro senjiva!

Ndaibhururuka ndonogara kwakachengeteka.

 7 Onai! Ndaitizira kure kure.+

Ndainogara murenje.+ (Sera)

 8 Ndaimhanyira kunzvimbo yekuhwanda,

Iri kure nemhepo inovhuvhuta, kure nedutu.”

 9 Vavhiringidzei, haiwa Jehovha, uye vhiringidzai zvirongwa zvavo,*+

Nekuti ndakaona mhirizhonga uye kupesana muguta.

10 Vanotenderera masvingo aro siku nesikati;

Mukati maro mune kurwadzisana nematambudziko.+

11 Mukati maro makaparara;

Udzvinyiriri uye unyengeri hazviperi mumusika maro.+

12 Nekuti haasi muvengi ari kundizvidza;+

Zvimwe ndingadai ndakatsungirira.

Haisi mhandu yakandipandukira;

Zvimwe ndingadai ndakamuhwanda.

13 Asi ndiwe, munhu akafanana neni,+

Shamwari yangu yandinonyatsoziva.+

14 Taiva shamwari dzepedyo;

Taiwanzofamba tichipinda mumba maMwari tiri pamwe chete neruzhinji.

15 Ngavaparadzwe!+

Ngavadzike muGuva* vari vapenyu;

Nekuti uipi hunogara pakati pavo uye mukati mavo.

16 Kana ndiri ini ndichashevedzera kuna Mwari,

Uye Jehovha achandiponesa.+

17 Manheru nemangwanani nemasikati, ndinonetseka uye ndinogomera,+

Uye anonzwa inzwi rangu.+

18 Achandinunura* ondipa* rugare pavanhu vari kundirwisa,

Nekuti vanhu vakawanda vari kundirwisa.+

19 Mwari, uyo anogara pachigaro cheumambo kubvira kare,+

Achanzwa ovapindura.+ (Sera)

Vaya vasina kutya Mwari

Vacharamba kuchinja.+

20 Akarwisa* vaya vane rugare naye;+

Akaputsa sungano yake.+

21 Mashoko ake anotsvedzerera kupfuura ruomba,+

Asi mumwoyo make mune kukakavara.

Mashoko ake manyoro kupfuura mafuta,

Asi iwo mapakatwa akavhomorwa.+

22 Kanda mutoro wako pana Jehovha,+

Iye achakutsigira.+

Haazombobvumiri munhu akarurama kuti adonhe.*+

23 Asi imi, haiwa Mwari, muchavaisa mugomba rakadzikadzika.+

Vaya vane mhosva yekudeura ropa nevanonyengera havazorarami hafu yemazuva avo.+

Asi kana ndiri ini ndichavimba nemi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe