RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kuzivisa mabasa aMwari anoshamisa

        • Jehovha, nzvimbo yekupotera (9)

        • Kuziva zita raMwari kuvimba naye (10)

Pisarema 9:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1962

Pisarema 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:12; 29:11; Zva 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2001, pp. 7-8

Pisarema 9:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:7

Pisarema 9:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:9

Pisarema 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:14; 1Pe 2:23

Pisarema 9:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:4

Pisarema 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:19

Pisarema 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; 1Ti 1:17
  • +VaR 14:10; Zva 20:11

Pisarema 9:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyika inobereka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Pis 85:11; Isa 26:9
  • +Pis 96:13; 98:9; Mab 17:31

Pisarema 9:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:2
  • +Pis 46:1; 54:7

Pisarema 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 91:14; Zvi 18:10; Jer 16:21
  • +2Mak 20:12; Pis 25:15; 2VaK 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zita raMwari, p. 28

    Vakabatana, pp. 18-19

Pisarema 9:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:10; 107:19, 22; Isa 12:3, 4

Pisarema 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:9, 10; 9:5; Dhe 32:43; 2Mad 9:24, 26; 24:3, 4; Ru 11:49-51
  • +Eks 3:7; Pis 72:13, 14; Ru 18:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 19

Pisarema 9:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:3; Isa 38:9, 10; Zva 1:17, 18

Pisarema 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:19, 20
  • +Pis 13:5; 20:5

Pisarema 9:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:35; Zvi 5:22

Pisarema 9:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:4; Jos 2:10; 2Mad 19:19
  • +Zvi 26:27; Isa 3:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1957

Pisarema 9:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 9:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 12:5; 72:4
  • +Pis 10:17; Mt 5:5

Pisarema 9:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Pis 82:8

Pisarema 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:16; 23:27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 9:11Mak 16:12; 29:11; Zva 4:11
Pis. 9:2Pis 28:7
Pis. 9:3Pis 56:9
Pis. 9:4Pis 89:14; 1Pe 2:23
Pis. 9:5Dhe 9:4
Pis. 9:6Dhe 25:19
Pis. 9:7Pis 90:2; 1Ti 1:17
Pis. 9:7VaR 14:10; Zva 20:11
Pis. 9:8Ge 18:25; Pis 85:11; Isa 26:9
Pis. 9:8Pis 96:13; 98:9; Mab 17:31
Pis. 9:9Pis 91:2
Pis. 9:9Pis 46:1; 54:7
Pis. 9:10Pis 91:14; Zvi 18:10; Jer 16:21
Pis. 9:102Mak 20:12; Pis 25:15; 2VaK 1:10
Pis. 9:11Pis 96:10; 107:19, 22; Isa 12:3, 4
Pis. 9:12Ge 4:9, 10; 9:5; Dhe 32:43; 2Mad 9:24, 26; 24:3, 4; Ru 11:49-51
Pis. 9:12Eks 3:7; Pis 72:13, 14; Ru 18:7
Pis. 9:13Pis 30:3; Isa 38:9, 10; Zva 1:17, 18
Pis. 9:14Jer 17:19, 20
Pis. 9:14Pis 13:5; 20:5
Pis. 9:15Dhe 32:35; Zvi 5:22
Pis. 9:16Eks 14:4; Jos 2:10; 2Mad 19:19
Pis. 9:16Zvi 26:27; Isa 3:11
Pis. 9:18Pis 12:5; 72:4
Pis. 9:18Pis 10:17; Mt 5:5
Pis. 9:19Ge 18:25; Pis 82:8
Pis. 9:20Eks 15:16; 23:27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 9:1-20

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira weMuti-rabheni.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

א [Aleph]

9 Haiwa Jehovha, ndichakurumbidzai nemwoyo wangu wese;

Ndichataura nezvemabasa enyu ese anoshamisa.+

 2 Ndichakufarirai nekukupembererai nemufaro;

Ndichaimba ndichirumbidza zita renyu, haiwa imi Wekumusorosoro.+

ב [Beth]

 3 Vavengi vangu pavanodzokera shure,+

Vachagumburwa voparara pamberi penyu.

 4 Nekuti munomiririra kururama kwangu;

Munogara pachigaro chenyu cheumambo muchitonga nekururama.+

ג [Gimel]

 5 Makatuka marudzi,+ mukaparadza vakaipa,

Muchidzima zita ravo nariini nariini.

 6 Muvengi aparadzwa zvachose;

Makadzura maguta avo,

Uye hapana achataura nezvavo.+

ה [He]

 7 Asi Jehovha ari pachigaro chake cheumambo nekusingaperi;+

Akasimbisa chigaro chake cheumambo paanotongera zvakarurama.+

 8 Achatonga nyika yese* mukururama;+

Achapa marudzi mitongo yakarurama.+

ו [Waw]

 9 Jehovha achava nzvimbo yekupotera* kumunhu akadzvinyirirwa,+

Nzvimbo yekupotera munguva dzekutambudzika.+

10 Vaya vanoziva zita renyu vachavimba nemi;+

Hamuzosiyi vaya vari kukutsvagai, haiwa Jehovha.+

ז [Zayin]

11 Imbai muchirumbidza Jehovha, ari kugara muZiyoni;

Itai kuti mabasa ake azivikanwe pakati pemarudzi.+

12 Nekuti uya anotsiva ropa ravo anovayeuka;+

Haazombokanganwi kuchema kwevanotambudzika.+

ח [Heth]

13 Ndinzwireiwo nyasha Jehovha; onai kutambudzika kwangu kunokonzerwa nevaya vanondivenga,

Imi munondisimudza pamagedhi erufu,+

14 Kuti ndizivise mabasa enyu anorumbidzwa mumagedhi emwanasikana weZiyoni,+

Uye kuti ndifarire mabasa enyu ekuponesa.+

ט [Teth]

15 Marudzi anyura mugomba raakachera;

Tsoka dzavo dzabatwa mumambure avakavanza.+

16 Jehovha anozivikanwa nekutonga kwaanoita.+

Munhu akaipa ateyiwa nemabasa emaoko ake.+

Higayoni.* (Sera)

י [Yod]

17 Vakaipa vachadzokera shure vakananga kuGuva.*

Ndiko kuchaenda marudzi ese anokanganwa Mwari.

18 Asi varombo havazombokanganwiki;+

Uye tariro yevanyoro haizomboparari.+

כ [Kaph]

19 Simukai, haiwa Jehovha! Musaita kuti munhuwo zvake anofa akukurirei.

Marudzi ngaatongwe pamberi penyu.+

20 Arovei nekutya, haiwa Jehovha,+

Itai kuti marudzi azive kuti anongova vanhuwo zvavo. (Sera)

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe