RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 VaKorinde

      • Kukurudzirwa kupa (1-15)

        • Mwari anoda munhu anopa achifara (7)

2 VaKorinde 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:26; 1VaK 16:1; 2VaK 9:12

2 VaKorinde 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 11:24; 19:17; 22:9; Mup 11:1; Ru 6:38

2 VaKorinde 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 15:7, 10
  • +Eks 22:29; Zvi 11:25; Mab 20:35; VaH 13:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 55

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, p. 196

    Nharireyomurindi,

    9/1/2013, p. 13

    12/1/2012, p. 5

    11/1/1998, p. 26

    12/1/1992, p. 15

    1/15/1992, pp. 14-15, 18-19

2 VaKorinde 9:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:27; Mar 3:10; VaF 4:18, 19

2 VaKorinde 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 112:9

2 VaKorinde 9:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 210-212

2 VaKorinde 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:26, 27; 2VaK 8:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 210-216

    Nharireyomurindi,

    11/15/2000, pp. 11-12

2 VaKorinde 9:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 5:16; VaH 13:16; Jak 1:27; 1Jo 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 210-212

2 VaKorinde 9:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 210-212, 216-217

2 VaKorinde 9:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 2 2017, p. 4

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2016, pp. 12-13

    Nharireyomurindi,

    11/15/2015, p. 14

    12/1/1993, p. 28

    1/15/1992, p. 19

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 210-212

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 9:1VaR 15:26; 1VaK 16:1; 2VaK 9:12
2 VaK. 9:6Zvi 11:24; 19:17; 22:9; Mup 11:1; Ru 6:38
2 VaK. 9:7Dhe 15:7, 10
2 VaK. 9:7Eks 22:29; Zvi 11:25; Mab 20:35; VaH 13:16
2 VaK. 9:8Zvi 28:27; Mar 3:10; VaF 4:18, 19
2 VaK. 9:9Pis 112:9
2 VaK. 9:12VaR 15:26, 27; 2VaK 8:14
2 VaK. 9:13Mt 5:16; VaH 13:16; Jak 1:27; 1Jo 3:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 VaKorinde 9:1-15

Tsamba Yechipiri kuvaKorinde

9 Panyaya yeushumiri hwekubatsira vatsvene,+ handifungi kuti ndinofanira kukunyorerai, 2 nekuti ndinoziva chido chenyu chandiri kuzvirumbidza nacho kuvaMakedhoniya, kuti iye zvino Akaya yava negore yakagadzirira, uye kushingaira kwenyu kwakakurudzira vakawanda vavo. 3 Asi ndiri kutuma hama, kuti kuzvirumbidza kwedu nezvenyu panyaya iyi kurege kushaya basa uye kuti muve vakagadzirira, sezvandakataura kuti maizoita. 4 Kana zvikasadaro, zvikaitika kuti vaMakedhoniya vanouya neni vokuwanai musati magadzirira, isu tinganyara nekuvimba kwatinoita nemi, asi imi muchatonyanya kunyara. 5 Saka ndakaona kuti ndaifanira kukurudzira hama kuti dzigare dzauya kwamuri uye kuti dzifanogadzirira chipo chenyu chakakura chamakavimbisa, kuitira kuti chigadzirirwe sechipo chinobva pamwoyo, kwete chekumanikidzwa.

6 Asi panyaya iyi, anodyara zvishoma achakohwawo zvishoma, uye anodyara zvizhinji achakohwawo zvizhinji.+ 7 Mumwe nemumwe ngaaite sezvaakasarudza mumwoyo make, kwete kuita asingadi kana kuti achimanikidzwa,+ nekuti Mwari anoda munhu anopa achifara.+

8 Zvakare, Mwari anokwanisa kuita kuti nyasha dzake dziwande kwamuri, kuti mugare musina chamunoshayiwa pazvinhu zvese zvamunoda, muine zvakawanda pamabasa ese akanaka.+ 9 (Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Akapa vakawanda; akapa varombo. Kururama kwake kunogara nekusingaperi.”+ 10 Saka uya anopa mudyari mbeu zhinji uye anopa vanhu chingwa kuti vadye, achakupai, uye achaita kuti mbeu iwande kuti mudyare uye achawedzera goho rekururama kwenyu.) 11 Muzvinhu zvese, muri kupfumiswa pamusana pekupa kwenyu zvinhu zvakasiyana-siyana nemwoyo wese, izvo zviri kuita kuti basa ratiri kuita riite kuti vanhu vaonge Mwari; 12 nekuti ushumiri uhwu hwekubatsira ruzhinji haungoitirwi chete kuwanisa vatsvene zvese zvavanoda,+ asi hunoitirwawo kuti vakawanda vaonge Mwari. 13 Neuchapupu hunopiwa neushumiri uhwu hwekuyamura, vanokudza Mwari nekuti munoteerera mashoko akanaka pamusoro paKristu, sekuzivisa pachena kwamakaita, uye nekuti munopa mupiro wenyu nemwoyo wese kwavari uye kuvanhu vese.+ 14 Uye vanokunyengetererai vachiteterera, vachiratidza kuti vanokudai nekuda kweukuru hwenyasha dzaMwari dziri pamuri.

15 Tinotenda Mwari nekuda kwechipo chake chepachena chisingatsananguriki.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe