RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jehovha anoramba kunzwa chikumbiro chaZedhekiya (1-7)

      • Vanhu vanofanira kusarudza upenyu kana kuti rufu (8-14)

Jeremiya 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:18; 1Mak 3:15; 2Mak 36:9, 10
  • +Jer 38:1
  • +Jer 29:25; 37:3; 52:24, 27

Jeremiya 21:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:1; Jer 32:28; 39:1
  • +1Sa 7:10; 2Mak 14:11; Isa 37:36, 37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 55-56

Jeremiya 21:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvikudzokerei.”

  • *

    Kana kuti “ndichaunganidza vanhu vacho.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:5

Jeremiya 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 63:10; Mari 2:5
  • +Isa 5:25

Jeremiya 21:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nechirwere chakaipisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:21, 22; Eze 7:15

Jeremiya 21:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

  • *

    Kana kuti “mweya yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:6, 7; Jer 37:17; 39:5-7; 52:9-11; Eze 17:20
  • +Dhe 28:49, 50; 2Mak 36:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 158

Jeremiya 21:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 11

Jeremiya 21:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wake.”

  • *

    Kana kuti “achatiza neupenyu hwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 27:12, 13; 38:2, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2002, pp. 15-16

Jeremiya 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 44:11
  • +Jer 38:3
  • +2Mak 36:17, 19; Jer 17:27; 34:2; 37:10; 39:8

Jeremiya 21:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:17; Jer 22:3; Eze 22:29; Mik 2:2
  • +Dhe 32:22; Isa 1:31; Jer 7:20
  • +Jer 7:5-7

Jeremiya 21:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:9; 9:9
  • +2Mak 36:17, 19; Jer 52:12, 13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 21:12Mad 24:18; 1Mak 3:15; 2Mak 36:9, 10
Jer. 21:1Jer 38:1
Jer. 21:1Jer 29:25; 37:3; 52:24, 27
Jer. 21:22Mad 25:1; Jer 32:28; 39:1
Jer. 21:21Sa 7:10; 2Mak 14:11; Isa 37:36, 37
Jer. 21:4Jer 32:5
Jer. 21:5Isa 63:10; Mari 2:5
Jer. 21:5Isa 5:25
Jer. 21:6Dhe 28:21, 22; Eze 7:15
Jer. 21:72Mad 25:6, 7; Jer 37:17; 39:5-7; 52:9-11; Eze 17:20
Jer. 21:7Dhe 28:49, 50; 2Mak 36:17
Jer. 21:9Jer 27:12, 13; 38:2, 17
Jer. 21:10Jer 44:11
Jer. 21:10Jer 38:3
Jer. 21:102Mak 36:17, 19; Jer 17:27; 34:2; 37:10; 39:8
Jer. 21:12Isa 1:17; Jer 22:3; Eze 22:29; Mik 2:2
Jer. 21:12Dhe 32:22; Isa 1:31; Jer 7:20
Jer. 21:12Jer 7:5-7
Jer. 21:14Jer 5:9; 9:9
Jer. 21:142Mak 36:17, 19; Jer 52:12, 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 21:1-14

Jeremiya

21 Jeremiya akagamuchira shoko kubva kuna Jehovha, Mambo Zedhekiya+ paakamutumira Pashuri+ mwanakomana waMarikija naZefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, achiti: 2 “Tapota tibvunzire kuna Jehovha, nekuti Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi ari kurwa nesu.+ Zvichida Jehovha achatiitira rimwe remabasa ake anoshamisa, zvekuti iye acharega kutirwisa.”+

3 Jeremiya akati kwavari: “Udzai Zedhekiya kuti, 4 ‘Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: “Ndiri kuita kuti zvombo zvehondo zviri muruoko rwenyu zvikurwisei,* izvo zvamuri kurwisa nazvo mambo weBhabhironi+ nevaKadheya vakakukombai vari kunze kwerusvingo. Uye ndichazviunganidza* pakati peguta rino. 5 Ini pachangu ndicharwa nemi+ neruoko rwakatambanudzwa, neruoko rune simba, ndakatsamwa, ndiine hasha uye ndakagumbuka kwazvo.+ 6 Ndicharova vagari vemuguta rino, zvese vanhu nemhuka. Zvichafa nedenda guru.”’*+

7 “‘“Kana izvozvo zvapera,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “ndichaisa Mambo Zedhekiya weJudha nevashandi vake nevanhu veguta rino, kureva vaya vachapona padenda, pabakatwa, uye panzara, muruoko rwaMambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi, mumaoko evavengi vavo, uye mumaoko evaya vari kutsvaga kuvauraya.*+ Iye achavauraya nebakatwa. Haazovanzwiri urombo, uye haazovanzwiri tsitsi kana kuvanzwira ngoni.”’+

8 “Uti kuvanhu ava, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kuisa nzira yeupenyu nenzira yerufu pamberi penyu. 9 Vaya vanoramba vari muguta rino vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, uye nedenda. Asi munhu anobuda uye anoenda kunozviisa mumaoko evaKadheya vakakukombai acharamba achirarama, uye achava neupenyu hwake* sechinhu chaapamba.”’*+

10 “‘“Nekuti ndatarisa guta rino ndakatsamwa kuti ndiriunzire dambudziko, kwete zvakanaka,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Richaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi,+ uye acharipisa nemoto.”+

11 “‘Imi imba yamambo weJudha: Inzwai shoko raJehovha. 12 Haiwa imi imba yaDhavhidhi, zvanzi naJehovha:

“Tongai zvakarurama mangwanani ega ega,

Uye nunurai ari kubirwa paruoko rweanobiridzira,+

Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto+

Kwobvira pasina anodzima

Nemhaka yezvakaipa zvamunoita.”’+

13 ‘Ndiri kukurwisa haiwa iwe mugari wemubani,

Haiwa iwe dombo renyika yakati sandara,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

‘Asi kunemi munoti: “Ndiani achadzika kuzotirwisa?

Ndiani achapinda nechisimba matinogara?”

14 Ndichaita kuti muzvidavirire

Maererano nemabasa enyu,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

‘Ndichabatidza sango rake nemoto,

Uye iwo uchaparadza zvinhu zvese zvakamupoteredza.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe