RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Ngirozi nomwe dzine matambudziko manomwe (1-8)

        • Rwiyo rwaMozisi nerwiyo rweGwayana (3, 4)

Zvakazarurwa 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1
  • +Zva 16:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 215-216

Zvakazarurwa 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:23; Zva 4:6
  • +Zva 2:7
  • +Zva 13:15
  • +Zva 13:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 216-217

Zvakazarurwa 15:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:1; Dhe 31:30
  • +Joh 1:29
  • +Eks 6:3
  • +Eks 15:11; Pis 111:2; 139:14
  • +Dhe 32:4; Pis 145:17
  • +Jer 10:10; 1Ti 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rinotidzidzisei?, pp. 13-14

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 12

    Zvakazarurwa, pp. 217-218

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 14-15

    Vakabatana, p. 189

Zvakazarurwa 15:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:6, 7
  • +Pis 86:9; Mar 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 282-283

    Zvakazarurwa, pp. 217-218

    Nharireyomurindi,

    4/1/1996, pp. 14-15

    1/1/1992, pp. 18-19

    Vakabatana, p. 189

Zvakazarurwa 15:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:44; VaH 8:1, 2; 9:11
  • +Zva 11:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 218

Zvakazarurwa 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 15:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 218-219

Zvakazarurwa 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 75:8; Jer 25:15; Zva 14:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 218-219

Zvakazarurwa 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:34, 35; 1Mad 8:10, 11; Isa 6:4; Eze 44:4
  • +Zva 15:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 219-220

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 15:1Zva 16:1
Zvak. 15:1Zva 16:17
Zvak. 15:21Mad 7:23; Zva 4:6
Zvak. 15:2Zva 2:7
Zvak. 15:2Zva 13:15
Zvak. 15:2Zva 13:18
Zvak. 15:3Eks 15:1; Dhe 31:30
Zvak. 15:3Joh 1:29
Zvak. 15:3Eks 6:3
Zvak. 15:3Eks 15:11; Pis 111:2; 139:14
Zvak. 15:3Dhe 32:4; Pis 145:17
Zvak. 15:3Jer 10:10; 1Ti 1:17
Zvak. 15:4Jer 10:6, 7
Zvak. 15:4Pis 86:9; Mar 1:11
Zvak. 15:5Mab 7:44; VaH 8:1, 2; 9:11
Zvak. 15:5Zva 11:19
Zvak. 15:6Zva 15:1
Zvak. 15:7Pis 75:8; Jer 25:15; Zva 14:9, 10
Zvak. 15:8Eks 40:34, 35; 1Mad 8:10, 11; Isa 6:4; Eze 44:4
Zvak. 15:8Zva 15:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 15:1-8

Bhuku raZvakazarurwa

15 Zvino ndakaona chimwe chiratidzo kudenga, chikuru uye chinoshamisa; ndakaona ngirozi nomwe+ dziine matambudziko manomwe. Aya ndiwo ekupedzisira, nekuti ndiwo achaita kuti kutsamwa kwaMwari kupere.+

2 Ndakaona chaiita segungwa regirazi+ rakasangana nemoto, uye vaya vanokunda+ chikara nemufananidzo wacho+ nenhamba yezita racho+ vakanga vakamira pedyo negungwa regirazi, vakabata udimbwa hwaMwari. 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti:

“Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+ 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”

5 Pashure peizvi ndakatarisa ndikaona nzvimbo tsvene yetende reuchapupu+ ichivhurwa kudenga,+ 6 uye ngirozi nomwe dzaiva nematambudziko manomwe+ dzakabuda munzvimbo tsvene, dzakapfeka nguo dzejira dzakachena uye dzaipenya uye dzainge dzakasunga mabhandi egoridhe pazvipfuva zvadzo. 7 Chimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chakapa ngirozi dzacho nomwe ndiro nomwe dzegoridhe dzakanga dzizere nekutsamwa kwaMwari,+ uyo anorarama nariini nariini. 8 Nzvimbo tsvene yakabva yazara neutsi nekuda kwekubwinya kwaMwari+ uye simba rake, uye hapana akakwanisa kupinda munzvimbo tsvene kusvikira matambudziko manomwe+ engirozi dzacho nomwe apera.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe